Pindula
Register Login

ZIMTA: "We Appreciate 20% Salary Hike, But It's Just Not Enough"

ZIMTA:

The Zimbabwe Teachers Association (ZIMTA) has said it appreciates the government’s offer to increase civil servants’ salaries by 20 per cent across the board but observed the hike is insignificant hence the need to negotiate for another increase. Pindula News presents ZIMTA’s statement issued on the 9th of February 2022:

ZIMTA acknowledges and appreciates the fact that the Government, through the intervention of His Excellency E. D. Mnangagwa. has adopted the following principles that formed part of ZIMTA’s position paper to NJNC.

1.1. The introduction of an advancement award, which recognizes seniority for differentiation within the same grade and to have this implemented across the entire education sector.

1.2. Remunerating educators using a hybrid salary package wherein part of the salary is paid in United States dollars and the balance in ZWL.

1.3. Alleviating the transport challenges faced by educators when they report for duty.

1.4. Reviewing salaries for teachers with effect from 1 January 2022.

1.5. Payment of school fees for educators’ children.

1.6. Facilitating the importation of duty-free vehicles by educators.

ZIMTA leadership, while appreciating and embracing the above principles, met today, the 9th of February 2022 and agreed on the following as a way forward.

2.1. That the 20% salary increase across the board is insufficient and that the NJNC must meet and further negotiate to agree for a further increase over and above the 20% offered by no later than the 16th of February 2022.

2.2. That the payment of the backdated 20% and the February 2022 salary pay date be brought forward to the 15th of February 2022 or earlier in order to allow educators to get their salaries before they can return to work.

2.3. That the provision of a transport facility to ferry teachers in both rural and urban areas be introduced the same day salaries arc paid on or before the 15th of February 2022.

2.4. That the advancement award be paid by no later than March 2022 pay day and be backdated to 1 January 2022.

2.5. That no educators’ salary will be docked for having failed to return or report for duty during incapacitation.

2.6. That school fees for educators’ children be paid urgently and that ahead of the payment there be no denial of access to class to the children concerned.

ZIMTA further resolved that upon being paid their February 2022 salaries and being provided with the transport facility, its members will be called upon to report for duty while awaiting the NJNC negotiations that must be completed by no later than the 16th of February 2022. Solidarity forever.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

35 Comments

Soul jah love 3 months ago

@Sponono how do you know that @Mboko is blacklisted?


Rugare 3 months ago

ZIMTA ndiyo yatonyanya kupa maTeacher hasha. ZIMTA unotapa mazwi maTEacher uchinoudza vanhu veZanu pf. Ipapa vane kamari kavaida kupa maTicha iyo ZIMTA ikati tangirai apa. URI MUTENGESI ZIMTA.


Dubs Magehlegehle 3 months ago

Zima, how can you appreciate something that is not enouph?You have proved to be unreliable as a trade union. Musafunga kuti vanhu havaoni nokuti hamuoni. Izvozvi munoda kunyengetedza mateacher kuti vadzokere kubasa neka 20% ikako muchiita tumanegotiations wokunyepera kusvila zvadhakwa.


Sponono 3 months ago

@mboko has been blacklisted he's gone


Executioner 3 months ago

No ways

3 months ago


Sponsored

More
Hulk Hogan 3 months ago

Kkkk lowu omnyama nguye ke u Elyse umfazi wohlanya lolwana u Mboko..


Soul jah love 3 months ago

Next time ma Teacher kana muchi demonstrater,torai toma Yellow born tuma nice looking because ava variku Picture ummmm vanhu ve ZANU pf.


🤨🤨 3 months ago

Ahuna nyaya iwe rara uko

Cde Robert Richard Morgen Gabriel Mugabe Tsvangirai 3 months ago

Paya ndairamba kuti Teacher apiwe US$540.Pay them mani mari iyoyo noise iyi ipere!

Shit mani,zvenyika ino zvandipa Bp!
Kana zvichiramba,Ngaapinde hake mkomana.


3 months ago


Kudzi 3 months ago

Sei vamwe vashandi vehurumende vakanyarara panyaya yemari? Batanai mitaure chinhu chimwe chete kwete kuwokera maTeacher achitaura kunge musingadi mari. Makapata dai mukatopihwa $10 chaiyo pamwe mungapepuka


3 months ago

Mr ndhlumbi 3 months ago

JUST GIVE US OUR 540 USD WE KNOW WAT TO DO WITH IT. KA 20% KANO BATSIREI KANONGODZORERA PAY PAYAGARA IRI B4 COVID ALLOWANCE YAISWA KU USD


Chasara kunzwa Mwonzora oti face ya Chamisa belongs to MDC alliance 3 months ago

*WHY WE REJECT THIS NONSENSE*
*Questions and anwers*

1. Where do they get buses to carry every teacher to his or her work place? Ari kuMudzi, Binga, Jerera, Chiendambuya etc... Ivo vachimbokoniwa to offer zupcos Harare only
*Nhema number 1 iyi* hatisi vana vadiki 😔

2. 100 usd kutanga March... Why March? Ko February wacho anei? .... Kuda kuti vanhu vadzoke kubasa... after vadzoka vobva vatanga excuses avo as usual... *Tinokuzivai* inhema idzi 😔 why 100 usd isu taimbotambira 540usd
*Nhema number 2*

3. Covid allowance
Covid allowance is not salary.... It may end March chaiye... Tokuzivai... and does not contribute to our pension...
We need salaries not allowances aya anogona kumuka akarova pasi mangwana aya..
*nhema number 3* Tinokuzivai sad 😔

4. Seniority etc muchisiyanisa nemarii? wotoona pakanzi ini nemunhu ave ne 30yrs pabasa kusiyana ne 2 usd hakusi kutsvinya ikoko.? Ane degree VS asina 3 usd aaaaaaa imi ityai Mwari .... Itaurei mari yacho semataurire amuri kuita dzimwe idzo vana 100usd etc
*Tinokuzivai nhema no4*

5. Payment of fees
Ko vasina vana munovapei? Ipai munhu mari yake 540 azvibhadharire ega... Tinokuzivai sad 😔. Dzenyu itsitsi dzei kuti 5 children imi muchiziva kuti most of parents now have one or 2 kids only
Tinokuzivai sad 😔
BEAM chaiyo muri kukundikana kubhadhara in time.... kwave kuzoti vana vemuCivil servant WESE imi....
Ityai Mwari
....
*Nhema number 5*

6. Zvedzimba mambogona kuvakira vemu Harare / Chitungwiza here vamuri kuputsira dzimba, vari muna Mukuvisi vangadai vatovewo neBorrowdale yavo... EPWORTH vakatsikirirana, all councils ari Kutadza kugadzira road what more kuvaka dzimba dze 500 000 civil servants... Zvakabvira riini Zvedzimba.... Every election year initaurwa zvedzimba ? Dai musingatonyari henyu...
Ipai munhu 540 yake atenge stand ega kwaanodira... Imi munoda kumuvakira kupi kwacho? Ityai Mwari
Sad 😔
Apa muri kutaura zve 5years... Makamboti 1 million jobs mukaenda Belarus 🇧🇾, Russia 🇷🇺 etc Kana ½ job hapana rakabuda nanhasi kwave kuzoti dzimba 34 000? Ityai Mwari....
*Nhema no6*

7. Loan is not a luxury... IS A sign of poverty... Ipai munhu 540usd yake muone kuti anoenda ku loan kunotsvagei... Or kana aenda oenda nekuzvidira kwete kuda kuita vanhu varanda veLoan apa companies acho ndeema Barons enyika ino, interest rates 60% and above... Imi ityai Mwari sad 😔... Apa muri kubata imwe yamakati GEMS etc pamaPayslip iri kushandei....?
Imika ityai Mwari
*Nhema no7*

8. Transport haisi nyaya yenyu.... Ipai munhu 540 afambire pamadiro... Mambogona kupa varipo here vashandi venyu ava? ... Police, Soja tinongoona vachinzwisa tsitsi varipo pamugwagwa kwave kuti imi chaivo kwave kupa tichawo zvake bhazi kana kombi kuti enda kuGandavaroyi kana. kuBocha?
Tinokuzivai
Ityai Mwari sad 😔
Transport hatina inokwana izvo so munyika ino...
Teacher haasi kuda transport yenyika ari kuda 540 usd chete oona ega kuti anofamba sei

9. Duty free....

Tinotoda duty kuti nyika iwane revenue... Tipei 540 tiite plan yedu tega, tinodzitenga tega nemari yedu... Munoda kuti vanhu vatenge mota ne 100 usd yamuri kutaura...? After how long... Dzamuri kutengerwa idzo dzonoita 100 usd here? Mota dzema 120 000 usd idzo.... teacher ndiye ofira muWish nemu Honda Fit netwu Vitz
Ityai Mwari sad 😔

Ticha usanyeperwe hapana kana chako apa... Kuvharwa ...

*Liberate yourself teacher 💪 it's so sad that these people don't even care for its workers* 😔


Mudzidzisi 3 months ago

The above factual comment should not end on this Pindula platform only, but should be copied to the responsible Ministry, IiDhii, SADC, UNESCO, ZIANA & ZBC.

Savage 3 months ago

ZIMTA the Traitor


SAURO 3 months ago

Dai pabviswa cala iro coz rafoirisa vana vakawanda nhami government yacho yakatarisa ramangwana richavei nhai😞😟😧

Jycee 3 months ago

Sponono upi wacho ari kuda kumanisa munhu original / fake kkkkk


bee 3 months ago

Zimta next negotiations don't involve yourselfs you have just proved that yo u are failures let other unions do the negotiations you don't have a heart for teachers


citizen 3 months ago

hatidi ma funnies


Zimta sellouts 3 months ago

The struggle continues your sellout statements wobt capacitate the educators to go to work mean while they negotiate further tchrs will be home or at school pretending to be teaching at the end of the day there is zero problem solved...


The Terraces 3 months ago

Musateerera ZIMTA
VATENGESI AVA
Nxa


WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI 3 months ago

I ALSO APPRECIATE THE 20% INCREMENT ACROSS THE BOARD. BUT IT IS TOO LOW AND HAS COME TOO LATE.

I WANT TO REMIND RATA [ZIMTA] THAT THEY MUST NOT PLAY CLEVER POLITICS ON PEOPLE. THIS 20% IS WHAT THEY NEGOTIATED YESTERDAY, 8 FEBRUARY 2022.

THEY SHOULD FIRST EXPLAIN WHY THEY ENGAGED GOVERNMENT WITHOUT AUTHORITY FROM APEX COUNCIL. THEY ARE DESTROYING APEX COUNCIL.

APEX COUNCIL MUST TAKE DISCIPLINARY ACTION AGAINST ZIMTA.

YOURS FAITHFULLY
CDE KUFA KWANGU ZVAROVA
[ THE BUSH LAWYER ]


Yvt 3 months ago

Ma teacher rwendo runo akanatsa kutsika chepakati. Zvichaita chete


Vybz Kartel 3 months ago

Vakada kunetsa ma teacher Aya skiri yekuvatamba munoiziva🗡️⚔️🔪


Bright 3 months ago

Kkkkkk sponono svika ini ndokwatura manje

3 months ago

Sponono 3 months ago

@Bright usakwate ndikusvika paden mangwana. Totaurirana.

Vybz une luck rekuti hausi we areaz

Bright 3 months ago

Ana sponono noise tokumamisai pano

Vybz Kartel 3 months ago

Ndoku bholoncha bamdiki

Sponono 3 months ago

Inini personally Vybz ndokumamisaisa # ndikutsvage

Citizens Coalition for Change 3 months ago

Zimta itai mushe musaita sekuti munogara kunyika yenyu mega


Makelanwi 3 months ago

ZIMTA hmmmm,


Hove 3 months ago

Thank you for providing Pindula News
l really appreciate


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback