Pindula
Register Login

Zimbabwe's Economy Now Ranked Top In Africa - Mutsvangwa

Zimbabwe's Economy Now Ranked Top In Africa - Mutsvangwa

Zimbabwe’s economy continues to grow and is now ranked top in Africa despite sanctions imposed by Western powers.

This was said by ZANU PF national secretary for information and publicity Christopher Mutsvangwa.

He made the remarks during a ZANU PF Mashonaland West provincial coordinating committee (PCC) meeting in Chinhoyi on Sunday, 15 May.

Mutsvangwa castigated economic saboteurs and currency speculators are trying to derail efforts being made by the Government to grow the economy. Said Mutsvangwa:

Our economy is fast rising and is now being ranked top in Africa despite illegally imposed sanctions and some nations without sanctions, are trailing behind us because of the works being done by the Second Republic.

The wanton price hikes are uncalled for and are being peddled by our economic saboteurs and President Mnangagwa’s political rivals.

Regardless of the acts of destabilising the economy and our local currency, President Mnangagwa remains on top of the situation.

We will have a stable currency because that is the last fight for our independence.

More: The Herald

Share Article

Sponsored

More

103 Comments

Gafa 1 month ago

Kukura vamwe vanorasika pfungwa kurwara haisi mhosva yakeManje kupenga imba yose murume neuku mukadzi neuku.Mapana zororo pamba apa


gonyeti 1 month ago

fakiseni


𝔼𝕣𝕚𝕔 1 month ago

If Nelson Chamisa had said the same he was getting arrested the very same time he blinked !


千凵几Ꮆ Ҡ凵 1 month ago

No he forgot to start by the statement I WISH...


cde chipopi 1 month ago

we know it Chris that u are just singing for your supper but the writing is on the wall & everyone knows that, including u ,the economy is in shambles mudhara. Munhu pa Zimba arikutambura heavy.


Crocodile 1 month ago

Nhai mukoma wangu Z chamunofunga chitsva chichauya kubva kuZanu chii kana imi muchiguta neZanu yenyu regai vanhu vavhotere munhu wavanoda nekuti 42yrs ichitonga Zanu nyika ichiparara kudai asi hamusi kuwona kutambura kuri kuita vanhu here itai henyu zve Zanu yenyu asi vanhu havarambidzwa kuita zvavanoda


Sponsored

More
Gafa 1 month ago

Madness


Gafa 1 month ago

madness


jola 1 month ago

kana munhu asvuta mogo usataura pavanhu uno humana.......


vsneral 1 month ago

if wishes were horses


Z 1 month ago

Ivhu ndokufuma hameno simbe dzogara muzvi 1 room mumad****bha nevakadzi dzichifunga kt chamisa uchatonga rimwe zuva tigopiwa zvamahara nevarungu


VaGwede 1 month ago

ko inovoterwa kangani nhai hama since indipendence ndiyo yaingotonga kusvika rini


Tateguru 1 month ago

Ho nhasi, I didn't know that?
Kwedu hedu shuga yakawedzerwa mutengo. Hamheno kuti equation yacho inowekwa SEI!


Vote CCC 1 month ago

V
o
t
e

C
C
C

f
o
r

C
h
a
n
g
e


Mᴀʀᴀᴠᴀᴢᴀ 1 month ago

I ʙᴇʟɪᴇᴠᴇ ʜɪᴍ, Zɪᴍʙᴀʙᴡᴇ ɪs ᴀ ʀɪᴄʜ ᴄᴏᴜɴᴛʀʏ ɪɴᴅᴇᴇᴅ, ᴛʜᴀᴛ ɪs ᴡʜʏ ᴡᴇ sᴇᴇ Cʜɪɴᴇsᴇ ᴄᴏᴍɪɴɢ ɪɴ ᴛʜᴇɪʀ ᴅʀᴏᴠᴇs ᴛᴏ ʟᴏᴏᴛ ᴏᴜʀ ᴍɪɴᴇʀᴀʟs ᴀɴᴅ ɴᴀᴛᴜʀᴀʟ ʀᴇsᴏᴜʀᴄᴇs. Wᴇ ᴀʀᴇ ɴᴏᴡ ᴛᴏᴡᴀʀᴅs ᴇʟᴇᴄᴛɪᴏɴs, Zᴀɴᴜ Pғ ʜᴀs ᴛʜᴇ ᴀᴜᴅᴀᴄɪᴛʏ ᴏғ ʙᴜʏɪɴɢ ɴᴇᴡ ᴄᴀʀs ғᴏʀ ɪᴛs ᴄᴀᴍᴘᴀɪɢɴs ᴀᴍɪᴅ ᴛʜᴇ sᴜғғᴇʀɪɴɢ ᴍᴀssᴇs, ᴍᴇᴀɴɪɴɢ ᴛʜᴇʏ ʜᴀᴠᴇ ʜᴜɢᴇ sᴀᴠɪɴɢs sᴛᴀsʜᴇᴅ sᴏᴍᴇᴡʜᴇʀᴇ ɪɴ ᴀ ᴡᴀʀ ᴄʜᴇsᴛ. Cʜɪᴇғs ᴀʀᴇ ʙᴇɪɴɢ ᴘᴀᴍᴘᴇʀᴇᴅ ᴡɪᴛʜ ғᴏʀᴇx ᴀʟʟᴏᴡᴀɴᴄᴇs, ɴᴇᴡ ᴄᴀʀs ᴇᴠᴇʀʏ ғɪᴠᴇ ʏᴇᴀʀs ᴀɴᴅ ᴍᴇᴅɪᴄᴀʟ ᴀɪᴅ ғᴏʀ ɴᴏᴛ sᴘᴇᴀᴋɪɴɢ ᴏᴜᴛ ғᴏʀ ᴛʜᴇɪʀ ᴘᴇᴏᴘʟᴇ. Tʜᴀᴛ ɪs Zᴀɴᴜ ᴘғ ғᴏʀ ᴜs ʀᴜɴɴɪɴɢ ᴀ ᴘᴀʀᴀʟʟᴇʟ ʀɪᴄʜ Mᴀғɪᴀ ɢᴏᴠᴇʀɴᴍᴇɴᴛ, ᴡʜᴇʀᴇ ᴀʀᴇ ᴛʜᴇʏ ɢᴇᴛᴛɪɴɢ ᴀʟʟ ᴛʜɪs ᴍᴏɴᴇʏ ᴡɪᴛʜᴏᴜᴛ ʟᴏᴏᴛɪɴɢ? 2023 ᴠᴏᴛᴇ CCC, ғᴏʀ ʜᴏᴡ ʟᴏɴɢ sʜᴀʟʟ ᴡᴇ ɢᴇᴛ ʙᴏɢɢᴇᴅ ᴅᴏᴡɴ ʙʏ ᴛʜᴇsᴇ ᴄʀᴀᴢʏ ᴍᴇɢᴀʟᴏᴍᴀɴɪᴀᴄs ʟɪᴋᴇ ᴍᴜᴛsᴠᴀɴɢᴀ ᴀɴᴅ ᴄʜɪɴᴀᴍᴀsᴀ.


DZ 1 month ago

ah kwela kithi kunzima if ababusi bewumana kanje we are going no way


joji 1 month ago

that's ****


Ed 1 month ago

Ungatererawo zvotaurwa ne harahwa.. Let's vote zanu out.. Let's make sure they are out


Ed 1 month ago

Zanu yapererwa last kicks of a dying horse


Chris 1 month ago

Ndanga ndichitambaa hangu 😜


Cde Gabarinocheka 1 month ago

You have mortgaged Zim to the Chinaman . Truly you think the Chinese are investing in this country, coming to mould common brick in DZ extension, check how they are abusing vene vayo kuHwange, Arikumbo releaser bond from RBZ achiisa mustreet ndiyaniko. Yamurikuti FDI is nonsense coz its family investment, Mari kuna Ed nemhuriyake, Mtsvangwa nemhuri yake, Tagwireyi nemhuri yake , Its good coz you are decampaining yourselves, tonifying CCC, bhora mberi, rambai makadhakwa kudaro,


Ajisiki 1 month ago

Makoniwa Nyika ini ana mbwa, tarisai kwaenda Nyika yoenda mawere. Chipaiwo vamwe vatonge machembera


Ajisiki 1 month ago

Haiwa tibvireipo iZimbabwe ipi yekupi iyoyo muri varoyi imi vanhu Zanu muri kuti tirarame sei kana basic commodity achikwira nekushaika sooooooo now sugar 2kg yava3. 25 mafuta Ari kukwira nekoko hupfu worse, makonewa economy nenyika chimbopaiwo vamwe vatonge mhani, makajaira kuba zvinova zvauraya Nyika
#munhuwesekunovhota
#registertovote


Stallion 1 month ago

Nhamo yehuro kusenga musoro usina njere. ,Even Gobbels was below this standard of foolishness


critique 1 month ago

even mumwe wake ane red uyo ashamisika nemashoko aya


Gundamwenda mpombi waste out tichiiruma pito ye girazi 1 month ago

Vote ZaNu Pf for better living guys this country there's alot of people are educated but with you guys ur already condem this party so it's like everyone now is keep on opposing my party #PF#VOTE ZANU PF 2023 for betterZimbabwe#{#ED#}#{#MY PRESIDENT#}KUDHARAAA KAIKOKU NHAI YOU CCC GUYS RULE IN THIS COUNTRY ZIM TEAM ED GARWEEEEEEE


Advocate 1 month ago

to hell with your ZANUPF

g g 1 month ago

tangai madzidza kunyora adhara musati mati pfee pfee zvenhando.

Tsitsipasi 1 month ago

VaMutswangwa tinyareyiwo, mufunge muri munhu mukuru.....handidi zvangu nemashoko angu


nc 1 month ago

kupenga kunyerere chaiko


Dzvamu 1 month ago

Which country is he talking about? Real or imagined?


VaGwede 1 month ago

Yeah chero muchiri time vatungamiriri apa Tori kutevera mapofu chaiwo aah nemaitiro akaita zvinhu Aya ndipo munhu akuti top of what umm yeah varume dirai rizare glass remvura ndaifunga kuti tumbwa tunomwiwa nesu toga umm yakawanda mbanje dxiye ndedzemishonga l don't think so varume mbanje vanodziwanza
Top or bottom unomboziva tomboti ityping error waida kuti Zimbabwe unogona kuva patop wakamboona mapitholes Ari mumastrets mabiro arikuita mapurisa umm kkkkkkkkk chingoti chirungu chonetsa taurai Shona ysmunogona kutadza kuziva musiyano wetop nebottom


Doomed 1 month ago

it's unfortunate he was given a position mu party based on nepotism not on merit. He thought of you are pasty spokesperson you have to speak even if you are chewing okra. Anosemesa saka and matama akadonha. kungoti ndiye adii it's akarorwa nemukadzi dununu


Steven Chidhumo 1 month ago

Ava veku old people's home ngavatinyarewo hanty ka


Vladmir Bostock 1 month ago

Hapanawo ane link rekubuda kunze kwenyika nditize zvangu ,zve Zimbabwe eeeeeeeeee ndazvitadza. Vakomana mungatidaro here umi ? Kuitwa ****.Puuu nhanha? Kuitwa matosi eshiri? Iyo shiri ichinzi inozongofa? Saka yakafa. Ok tiri kuno takafa mozotiudza kana tamuka


Weedman 1 month ago

CID drugs section here is a job...trust me


dispenser 1 month ago

cabinet ya ED veduwe ,I special class ,how can yu run e country .Grace aive right akaona kuti angangochanza .if a fool shout obscenities on top of his voice keep quiet otherwise yu cld be considered like him .Vote CCC.


Asalif 1 month ago

😅😅😅😅😅😅 even if you don't want to laugh haaah this old man where exactly will he be talking this , kubhawa, kumusha, kubhora, kuchipatara, kuchurch , I think he will be telling his grandchildren stories then he may run out of stories then take that ngano of his to the ZANU pf HQ straight away in front of the media


Dr Hercules 1 month ago

At his age Chris should stop smoking weed


night xul Graduate 1 month ago

I think the most difficult job under the sun is to work for the Herald. where one is expected to write and defend nonsense


Dr Hercules 1 month ago

From strongest currency in the region to strongest economy in the region. Zim so kkk🤣🤣


Jah🇿🇼Tsvarie-07 1 month ago

Hazviudiwe vanhu vakuru izvozvo vakadzidza 😂


JC 1 month ago

Wheres the evidence?? Else he must have drank from the bottle


Todzvolini 1 month ago

tikakubvunzai mangwana kulez munge makuboira maziso lunge builder apererwa ngecem......


Joe Brownn 1 month ago

there's difference between being intelligent and being ****. Mutsvangwa's display of ****ity leaves a lot to be desired saka sei vachichema nema sanctions isisu tiine best economy in Africa ende kurwara zvakunoita so nxaaa.


Joe Brownn 1 month ago

there's difference between being intelligent and being ****. Mutsvangwa's display of ****ity leaves a lot to be desired saka sei vachichema nema sanctions isisu tiine best economy in Africa ende kurwara zvakunoita so nxaaa.


Ntaba 1 month ago

A demon possesed old man


dispenser 1 month ago

Maybe he is part of those who were given license to grow marijuana.But look what it is doing your family, bcz yu can't eat consider e herb as recipe


Jinn 1 month ago

These folks,do they stay in this country,sies


dispenser 1 month ago

I just want to blame those guys who sell 'tototo' in the streets .They are the reason because Mudhara dzatodambuka .He need to be kept at a psychiatric hospital ,and fully tied both hands and legs ,bcz these demons haunting him are the same as of legion


Mkanya 1 month ago

A mad man speaking


icho 1 month ago

rubbbishhh


@# 1 month ago

How many Africa's do we have 🤔


tom 1 month ago

zvimwe hazvidi herald


Gugu 1 month ago

the Mutswangwa family hit by pyschosis


g 1 month ago

Chris ndakakuudza Kare kuti ukarova zvibhod**** dzidza kunyarara. sei uchida kuti nyika yese ione kuti wakadhakwa. kudhakwa hakudi munhu mkuru kudaro. ndidzo here Glenfiddich dzamakauya nadzo kubva ku cop 26. ndidirirewo rizare zvako


g 1 month ago

Chris ndakakuudza Kare kuti ukarova zvibhod**** dzidza kunyarara. sei uchida kuti nyika yese ione kuti wakadhakwa. kudhakwa hakudi munhu mkuru kudaro. ndidzo here Glenfiddich dzamakauya nadzo kubva ku cop 26. ndidirirewo rizare zvako


Chikwnda 1 month ago

Ndokumbira vedrug section vambonoita search kumba kwaMutsvangwa vanowana mtoriro nechamba zviri kumudhaka kudai


ndini.ndadaro 1 month ago

satan


CCC 1 month ago

mu.ko.sho wako Chriss


uyu akuda kusungwa yakurova gguka 1 month ago

uyu anofanirwa kusungwa ykurova ggukaa


Tio4 1 month ago

These people are delusional, they are now smoking weed and are now high.

Osama 1 month ago

Uyu mutwin wababa madungwe chete aahhh🤣🤣🤣


zimboy 1 month ago

uyu ibenzi!!!


ABSA 1 month ago

Everytime we get to elections these people their campaigns are Lies Lies vanonyepa zvinobhowa


1 month ago


ABSA 1 month ago

That person ranked ZIM on Top is mentally disturbed


mufakosi 1 month ago

uyu anorwara chose


Observer 1 month ago

And the new $100 note cannot even buy one third of a loaf 🍞 of bread. 😂😂😂😭


The Terraces 1 month ago

Smoking cigarettes from the other end . Kuridza ngoma wosimika wotamba, woridzazve wosimuka wotambazve philosophy


😂😂😂😂😂😂😂 1 month ago

👆👆👆👆

VYBZ KARTEL 1 month ago

Ndopenga zvangu for zanu asi uyu wanyanya kurashika kupinda mudondo chaimo


Monica mutsvangwa 1 month ago

Ndiani angandisvitsirewo ma dirvoce papers


Best Lawyer 1 month ago

Normally it's us$500 but we can do it for free since helping you will boost our business and the whole nation significantly. We are even keen to help you get a better husband. And sponsor the wedding. We'll also provide free transport, and also...... wait: just send us your number

Machiavelli 1 month ago

It is sad that ZANU believes its own propaganda
If this was limited to Chris alone, I would understand. But to date I believe all of them, Chris, Ncube, Chinamasa, Jenarari and the rest take the cue from the top gun. Quite rightly philosophers point out that The fish rots from the head.

All is not lost however. They are doing a fantastic job of de-campaining themselves. Without CCC raising a finger ZANU is doing a sterling job for them.

Keep up the good work ED, Jenarari Chris, Chinamasa & Co. Thank you for a sterling job. I hope in 2023 you reap what you are sowing

paMazoe ipapo ☝️☝️☝️


Bonzo 1 month ago

Mutsvangwa a kurwara nepfungwa musaterera zvinotaura benzi


ueir 1 month ago

Nonsense


tsdhdj 1 month ago

what? 🎤


Tang. Ku 1 month ago

Ichi ndochinonzi chidhoma chaicho Ed, nduru ncube ,crises mutsvanga , Patrick mhamhasi,jenarari rwenga,mugwadi vese magrade7 chikoro Deng muvasvitse comment iyi


Kkkkk 1 month ago

Kkkkkkk

Mkanya 1 month ago

The worst performing economy in Africa. Chris taura chokwadi


STALIN 1 month ago

Haa kirisi mutsvangwa murwere vepfungwa


nono 1 month ago

cry my beloved Zim


Rhodes 1 month ago

tarisai source racho -the herald


Tira 1 month ago

2023 is coming i don't west my vote !


Dirigsme 1 month ago

Kris usapute dzekuChinhoyi. Blaz munotisekesa nema street kids.


Kkkkk 1 month ago

Bwahahaha Chris akurova mutoriro

streekids 1 month ago

Tawoma mbabvu nekuseka😂😂😂

Yellow Mellow 💛 1 month ago

🚮


Skuz Apo 1 month ago

fodya itai shoma


Trumpet 1 month ago

Lying and believing your lies. Chris please be sober. Propaganda doesn't work like that my brother.


Two Boy 1 month ago

Ranked by who? Where is the evidence?


Tira 1 month ago

Ifodya dzemabhinya


Smokin on top5 1 month ago

MAYBE WE ARE LIVING IN A DIFFERENT ZIMBABWE BCOZ YANDIRI MA1


Tira 1 month ago

Guuuu


Murozvi 1 month ago

As long as Ed has these edits as advisors this country will not going anywhere.


sida 1 month ago

ranked top kudzimba dzavo nekuti ndivo varikudya isu vamwe tichikwangwaya kuruma svosve nemuromo


Chimboti Pizza 1 month ago

@Christopher Mutsvangwa is slowly replacing @Madzibaba Welly😂😂😂


Idhii 1 month ago

The strongest currency in the region is now the strongest currency in Africa😉


Ano 1 month ago

Ranked by who? ZANU PF 😂


MuPfungwe Chaiye 1 month ago

Mhuri yacho yese. Monica na Chris vatori vanhu vekumapenga. Vavharirei kumapedzi uko


Chamhamha 1 month ago

Uyu anorwara chete uyu. Pese paanongoshama muromo kuburitsa honye dzega dzega nezvakaora



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback