Pindula
Register Login

Zimbabweans React: To Chamisa Dropping MDC Alliance Name And Launching CCC

Zimbabweans React: To Chamisa Dropping MDC Alliance Name And Launching CCC

MDC Alliance leader Nelson Chamisa on Monday announced that the MDC Alliance has adopted a new name, Citizens Coalition for Change (CCC).

Chamisa made the announcement during a press conference at Bronte Hotel in Harare. The announcement set social media alight, with his supporters applauding the move while ZANU PF and MDC-T officials mocked the development. Below are some of the reactions gleaned from Twitter:

Alex T Magaisa: Yellow Zimbabwe, how’re you?

Tsitsi Dangarembga: Good to see the new brand, pity about the “change”, though. What change will it be after ccc is in power? There are more motivating words like progress. What’s done is done. CCC is clever, but also worrying Will there be another name change after victory? Yellow is a colour.

Setfree Mafukidze: Congratulations to @nelsonchamisa on the launch of the Citizens Coalition for Change (CCC) Manyaradza vanogara vachirwira zvisina basa vana @DMwonzora chisiiraiwo @DrThoko_Khupe hondo idzodzo.

Joseph Cotterill: Zimbabwe’s main opposition party will drop the title of Movement for Democratic Change – one of the most storied names in southern African opposition politics, that latterly became one of the most contested – and become the Citizens Coalition for Change

Pedzisayi Ruhanya: When Dhagi and his soiled, captured MDC loses elections to Citizens Coalition for Change (CCC) led by @nelsonchamisa starting with the by-elections in March it will be evil to suggest that MDC is the party of Tsvangirai. When have the people abandoned Morgan is the question!!

Obert Mpofu: I would have said, “Chamisa Elbowed from MDC and Forms a Splinter Group”

Thabani Mpofu: Those who said the MDC would never rule Zimbabwe were correct. The new, however, will. The NEW, the real deal is here. Fellow Zimbabweans, BEHOLD THE NEW! A formation so golden and so fresh.

Witness Dube: Don’t they say uniform yekudyiswa na amai kupfekeswa ma colors avanoda ivo nguva dzose? Whose yellow is this, and what’s its difference from all the other YELLOW parties? Just asking for a friend. 

Tafadzwa Mugwadi: I said the MDC will disappear. You called ne all sorts of names But now you have witnessed its disappearance Zimbabweans, may I remind you. Kudenga kuna Jeohah Mwari Mu Zimbabwe mune ZANU PF

 Hopewell Chin’ono: Every CITIZEN has a DUTY! Pick up your phone & tell everyone in your phone book who lives in RURAL Zimbabwe that there is a NEW thing Citizens Coalition for Change. CCC Tell them that it is led by @nelsonchamisa Tell them that the MDC is now owned by ZANU-PF Do your part NOW!

Team Pachedu: Nothing is constant as change. New name, new day, new government. Thank you @mdczimbabwe for listening to the cries of the many.

Nelson Chamisa: LET’S JOIN, SUPPORT AND GROW THE NEW! Yes, New Values, New Standards, New ideas…Everything NEW!

[Earlier on Monday] BABY GIRL OR BABY BOY? The baby is about to be born. And the parents are the citizens. And the village witches want to steal and or kill this baby. It’s a new birth, not a rebirth. And the name is…..… It’s a new day!

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

More

73 Comments

Cde Mabhaudhi 5 months ago

Takaenda takaenda neCCC vanhu veZanu muri mapfeni anoti homu homu mazimbavha, Chamisa chete chete


Simba 5 months ago

Yah color yellow iyi ichakoroita magetsi ambodzimwa munyika,coz pane runyerekupe rwandanzwa.
#cccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccccc


Simba 5 months ago

Yah scuffmore nanzondora have pama1.
CCC aenda lelizwe lonke sibili


Vybz Kartel 5 months ago

Pamberi ne CCC..ndiri muzanu pf asi chamisa anogona kuti ndizivevo payslip.. Sometimes ndongo typer zvisina basa coz ndakarerwa munhuri ye zanu pf.. But deep ndakuvara ne nhamo.. Ngapinde hake chamisa..isu kuno vakauya ne mbeu tichitora asi pana chamisa ndichaisa x... Nhamo yandiurura kuno ku gokwe ..CCC..ndomufarirawo mufana uyo...


Bright 5 months ago

😀😀😀😀

Vybz Kartel 5 months ago

NGAPINDE HAKE MUKOMANA MU TOILET 😂😂😂😂✊✊✊

Sponsored

More
Goodness choka 5 months ago

Asi une pfungwa Shoma kani iwe unoti CCCyakatadza kuronga mimakanzuru vanhu vaDaggie vari muhurumende veCCC vakadzingwa ndovetoda kudzorera wapabata July Moyo ndiye mhuka yakashatisha anovhara Mari yematunhu wapabata here muzano


Tk 5 months ago

We don't want MDC ,previously we followed MDC BC of Tsvangirai ,but ever since it was highjacked by money mongers, ( monzora,kuphe etc) ,now that we have a better choice ,in Chamisa Chete Chete


Nickolas Kwena 5 months ago

Ngaapinde Hake Mukomana tange tanzwa nenhamo muZimbabwe CCC


Bright 5 months ago

Kupinda mu toilet kaa yaa anopinda ahatadze

mai D 5 months ago

ko chebasa maisa kupi


Jinx 5 months ago

Ngaapinde hake mukomana


Chapwititi Kestombela 5 months ago

I said it, remember my words people of Zimbabwe. Yello Zimbabwe from the yellow party leading the CITIZENS to CONVERGE for CHANGE (CCC). WE have always been there even on the national flag 🤣🤣🤣🤣🤣. If you can't see our color there then you aren't in Zimbabwe.
Register to vote for the real change that has tangible results. Our economy doesn't need big vocabulary but bankable leadership. Look at Zambia now!!! HE Hakainde has transformed the country already. Free primary education, not mbeu and fertilizer zvekuno izvi 🤣🤣🤣🤣🤣
Change is constant, ndapedza hangu


Peace 5 months ago

Zvaendwa shoko rakatofamba usatye tiriko masuporters ako varikurwadziwa totanga pamaby election toda kuvaratidza kuti Chamisa chete chete wavapedzera inzwa mazanu zvooita kkk wakanyanya Chamisa


Triple AAA 5 months ago

We want change. Zvimwe zvese mungataure zvenyu.


WaveOfChange 5 months ago

Bato redu rinekachiChristianity so.
NaMwari towina chete chete chete


Kudzai 5 months ago

Chamisa chete chete


WaveOfChange 5 months ago

Repeat that loud @Jerinos 📢📢📢📢📢ZANU has nothing to offer to the people of Zimbabwe.

Ohh yes that's true.Uqinile we need change,we can't afford bread daily and education system is dead becatsha ngeCovid19, robbery left right and centre,MaChina arikudzinga mabereki kumusha uku,BanaObert Mpofu barikutorera vamwe mapraz avo

THE LIST IS ENDLESS

WAKE UP YOUTHS


Zodoc Chikaponya 5 months ago

Nzondora muchamunzwa oti ma C ndeedu chese chinema C chakabva pakanzi MDC. Muchachiona nzondora chichato konzeresa bongozozo nekuda kwa C iyeye


Munhumutapa 5 months ago

Coalition of confused coacroches


WaveOfChange 5 months ago

@Sponono😂😂😂😂😂😂that was too much my guy

Sponono 5 months ago

Iwe tibvire kana washaya zveekuita enda unotengesa madomasi. Apa woti kutambura apa basa hauna mari hauna apa Zanu yacho hayikuzive infact muZanu havatokude vote yako hayinakana basa kuZanu. Asi ndopaunowanikwa uchiti hee Cockroach hee kudii. Tibvire kumhepo. Hauwi kunyara nenhamo yako. Nhamo inosemesa vakafa. Basa kuwawata nonsense. Nxaah

True Man 5 months ago

Famba Nero takatsigira


Matrix 5 months ago

Obert mpofu it's a case of sour grapes f.. l


biggy 5 months ago

Ccc is the chosen one go read yo bible well


Vybz Kartel 5 months ago

ZANU PF inoyera kana ukafunga kuti CCC (Confused Children's Coalition) ichatonga ndokuti MUKA UBIKE DORO, BIKA DORO UTI MUDZIMU MAKUNDIRASHA!!!


Sponono 5 months ago

Iwe tibvire kana washaya zveekuita enda unotengesa madomasi. Apa woti kutambura apa basa hauna mari hauna apa Zanu yacho hayikuzive infact muZanu havatokude vote yako hayinakana basa kuZanu. Asi ndopaunoita Ikea uchiti hee Confused hee kudii. Tibvire kumhepo. Hauwi kunyara nenhamo yako. Nhamo inosemesa vakafa. Basa kuwawata nonsense. Nxaah

Reply

Vybz Kartel 5 months ago

Ndakaiswa pano nekuda kwema sanctions😂😂😂😂

ZimCitizen 5 months ago

Iwe #Vybz indava kugara pa Pindula platform kunge Security guard. Arikupindaka mukomana makatemba. Ridza muridzo kana kudya banana ubvise stress.

Vybz Kartel 5 months ago

Chamoghona kutaurwa ne kuukura chete chibato change makore hobho chichitonga kanzuru asi chabuda hapana kuzoti nyika mungaighone here imi Ana pwere.

Jerinos 5 months ago

Kana washaya chekutaura ridza muridzo iwe #Vybz who ever u are. Unozviziva wani kuti hapana vanhu vanoda chiparty chenyu cheganyavhu. Basa ndere kumanikidza nekumbunyikidza the electrote to attend your gatherings.
Hapana anoda zimunhu rinongoita serinoda kuchema iro richitaura when addressing people just bcz he wants to imitate other people.
ZANU has nothing to offer to the people of Zimbabwe.

CCC.

Chikandamina 5 months ago

Ccc yoweee ndaapinde hake mukomana,mdct yanyegwa nezanu


Someone somewhere 5 months ago

CCC well done


Black Jack 5 months ago

Ooooh Mwonzora!!!! I feel pity for you. Triple CCC uchai claimer sei? Go ku Jongwe unopiwha advise kkkkkk. MDC Alliance has been brewed in the extinguishing Pot. SHAME.


Kupinda kwemukomana 5 months ago

Chamisa Chete Chete,
Ngapinde Hake Mukomana

Down wth the old aged


Mwana wevhu 5 months ago

Cold Cotton Condoms (CCC). Yellow fever kkkkkkkkkkkk


Sponono 5 months ago

Iwe tibvire kana washaya zveekuita enda unotengesa madomasi. Apa woti kutambura apa basa hauna mari hauna apa Zanu yacho hayikuzive infact muZanu havatokude vote yako hayinakana basa kuZanu. Asi ndopaunowanikwa uchiti hee Condoms hee kudii. Tibvire kumhepo. Hauwi kunyara nenhamo yako basa kufunga zvebonde. Nhamo inosemesa vakafa. Basa kuwawata nonsense. Nxaaah

Zvazvanga zvingori 5 months ago

Cde Cimba you should learn to keep quite if you have nothing meaningful to contribute,gara pasi boy wanzwa.The CCC is being constructively being recognised as Citizens Coalition for Change not your otherwise assholed mentality and confusion.Vari pano Havana kugumira grade 2D pabreak wanzwa


Jimaz 5 months ago

CCC WOYEEE3


Idhii👹☠️💀 5 months ago

BREAKING

all vehicles with yellow plates banned until further notice.
People are campaign for chamisa using their vehicles pa tym ye covid 19.

CCC


CeeTen 5 months ago

Statutory Instrument Many of Today.

Bananas are no longer allowed to turn yellow when ripe. Anyone found with a ripe banana shall be guilt of an offence and will forthwith be required to vote for CCC in the forthcoming bi-elections and the 2023 harmonised election.

Leeway 5 months ago

Kkkkkkkk finished

Wezhira 5 months ago

Zanu pf rinenge dhimoni unozotanga kuona zvakajeka kana rabuda mauri i have witnessed so many zanu pf cadres praising their oppressive systems seing no bad at all but once the demon is out you will see the light,pano unoona maComments evanhu vasina moyo cz they have been iniated in zanu pf,they dnt see anything good outside zanu pf n ED and yet there is no good at all,nyorai pano pemahara kuti ED pfeee,asi zvinju zvose zvine magumo nyange mukazviramba vanhu vose havachadi zanu pf n zvavanoda munozviziva,tembai ku rigger asi 1 day it shall come to end


mngane36 5 months ago

Well said @wezhira

Ben10 5 months ago

Chasuraa chamisa chatibwegee..... Apaaa wazodyiwaa manjee... Vana vemahure ndipo pavakuonekaa manje apaa vanochinja anababa everyday... Chauyaa naamai ita ndibaba. Chamisa chero akati takuti musuri vana vemahure vanongoti musuriiiiii!!! Nekuti ndozvamajairaa kuchinja mutopo pasvondo pasvondo... ZUNU kubva 1980 tiringoripoo


Totito 5 months ago

Iwe Ben vanhu vese VeZUNU yako vavata, uchiri kudeyi pa platform ye CCC. Kana washata hope inwa mutorino wakakutadzisa to choose between right and wrong.

mai D 5 months ago

scuffmore arikukwata


Vybz Kartel 5 months ago

Muka unobika doro uti mudzimu ikundirasha musandipe hope dzakadai.

🥸 5 months ago

Am waiting for tweets from Biti, Hondo🙇


Tony 5 months ago

Chihure chete chete


Ba Bee 5 months ago

Inzwai ana bambo woye kana ma erekisheni akaitwa zvakanaka uye aya aya anizviti zec akaite zviro zvawo nemazvo pasina kuisirane magokora huuum pa ccc apa ndinoona zvichibahambe zvakanaka,ndagumira hangu panapa asi mnamato wangu unoti Mwari dzikinuraiwo ana ezimbabwe zvamwakamboita paya paya kuvana ve Israel ndini hangu wasu andina kufundaba apeno akaende kusikuru munapota muchititirikirawo yamunoti translate pachingezi kkkkk ndaenda ini ndakamirire cyclone Ana


Chaplin 5 months ago

Mworeketenyi imwimwi , antu mweshe musade tutizwa mwazvizwa ere zvandobhuya pano, musade kurekete zvisina nxondo,CCC zvazviro izvi kana usikade kuhamba nezvutsva ndokupata kwatoreketa zuwa ngozuwa, when it comes to mobile devices Zanu pf chimbudzi che Nokia chinobudisa antu eyichingamidzana chiya asi CCC I telly you kuti its iPhone 13 saka zvakweuri kutikinya mabhatani kna kutsvaira

Champimbimbi

Tkt 5 months ago

@BUSHLAWYER。
ndipoo address yeBato Risina Zita ramava kuti CCC ndoda kunyora tsamba kumutunga miriri, kkkkkk Addressless Party kuti zvive nyore kungo dissappear kan zvadhakwa kkkkkk

EDpfeee


Makelanwi 5 months ago

Ana Cde Cimba musabuda mutsaga kana kubabaika,Kana musingade musadekutinzwa🐕


Cde Cimba 5 months ago

Dear Advocate Nelson Chamisa.

Politics is never about being ego centric. It's obvious the CCC in your mind is for Chamisa Chete Chete.. what about in your absence.. will be party have to rebrand again?
Nkomo did it.. putting a bull symbol on the ZAPU log(bull/Nkomo) personalizing the party..and failed to win the hearts of many.
ZANU PF originally put a Jongwe log but it didn't have anything to do with any leader's totem or name... you see. Just imagine a ZANU PF logo with a Crocodile...it only means that it would be rebranded when leadership changes. It won't work that way my senior learned colleague.

Yours comradely,

Cde Cimba.


nyasha chakwizira 5 months ago

Yellow represent the Golden Generasation Yebo Yello CCC we the ONES


WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI 5 months ago

IF YOU GO THROUGH THESE QUOTES YOU WILL SEE THAT QUOTES FROM OBERT MPOFU, WITNESS DUBE AND TAFADZWA MUGWADI ARE SHALLOW, VINDICTIVE, JEALOUS AND EMPTY.

ON THE CONTRARY, THOSE FROM MAINSTREAM COMMENTETERS AND PROFESSIONALS ARE CONSTRUCTIVE COMMENTS COMMENSURATE WITH GOOD CAMARADERIE.

THAT ONE FROM HIMSELF [ CHAMISA CHETE CHETE ] IS PREGNANT WITH RICH LANGUAGE VALUES FROM AN ADVOCATE AND A MAN OF GOD !!!!!

{ REMAIN BLESSED }

YOURS TRULY
CDE KUFA KWANGU ZVAROVA
[ THE BUSH LAWYER ]


Manikiniki 5 months ago

'Tripple C' yizo yizo


MatSouth 5 months ago

Congratulations


Oppressed 5 months ago

Citizens Coalition for Change (CCC)


Chamisa ndiye 5 months ago

Viva


Vybz Kartel 5 months ago

MNANGAGWA CHIBABA


Cobra King 5 months ago

Mngangagwa apera. Baba venhamo vaye. Pamberi neCCC.

NdebeleBoy 5 months ago

Sithi phambili ngoNelson Chamisa👍👍👍


. 5 months ago

CCC ka bato kepaTwitter kkkkkk


😂😂😂😂 5 months ago

😂😂😂😂😂😂😂😂😂😃

Juda 5 months ago

VIVA CCC


Pogba 5 months ago

Hello Yello


Makelanwi 5 months ago

VAMUGWADI YOU ARE🐅🐕


Vybz Kartel 5 months ago

Enda kunodzorera hembe kwa ndunge


PasiNezanu 5 months ago

CCC


Bright 5 months ago

Well done mkomana


Biho mnia 5 months ago

Ngaapinde hake mukomana



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback