Pindula Freedata

Zimbabwe Warriors First XI Against Flames Of Malawi

Zimbabwe Warriors First XI Against Flames Of Malawi

Warriors head coach, Norman Mapeza has named the first XI players that will play the Flames of Malawi in the teams’ second Africa Cup of Nations (AFCON) finals Group B matches.

First XI:

  1. PETROS MHARI
  2. CHIMWEMWE
  3. ONESIMOR BHASERA
  4. TEENAGE HADEBE
  5. TAKWARA
  6. KELVIN MADZONGWE
  7. WADI
  8. KUNDAYI BENYU
  9. KNOWLEDGE MUSONA (C)
  10. TINO KADEWERE
  11. BRUCE KANGWA

SUBS:

  • KUDA MAHACHI
  • PRINCE DUBE
  • DAVID MOYO
  • ADMIRAL MUSKWE
  • ALEC MUDIMU
  • JORDAN ZEMURA
  • THABANI KAMUSOKO
  • GODKNOWS MURWIRA
  • NEVER TIGERE
  • MUDUHWA
  • MAPISA
  • TALBERT SHUMBA

Zimbabwe is in Group B along with Malawi, Senegal and Guinea.

Senegal and Guinea played this afternoon and the match ended in a nil-nil draw.

Zimbabwe and Malawi are pointless after one match each.

More: Pindula News



Featured Products

More Products from Pindula Buy & Sell


106 comments

King vidal 1 week ago

Zim chainogona ipfumvudza Chere kwete zvebhor

Reply
Mboko 1 week ago

Mbomo doesnt watch soccer..i watch cartoons,news,read books: financial books ,i knw all about 12 religions in the World. I always updated politically.. I watch porn and. Kutundisa vakadzi.. Thats me...i dont like zvinhu zvopa stress.. Ndakapedzisira kuwona bhora 2010 world cup.. Live muma stadium....

Ndatopedza so.

Mboko 6 days, 23 hours ago

Mboko idzi so.

Gaffer 1 week ago

Mawarriore bhora rechikweshe iro...unofa maziso naro...I rather watch glue drying than watching e Warriors.
Yours truly
Dimond K

Nimrod mandishona 1 week ago

Pachokwadi chaicho mboko haana TV varume tofunga pa next door anorambinzwa nenyaya yekuzoba kubhawa kunonzi kunopinda akutenga door iye mari hapana

Siyaso 1 week ago

Ingoti hauna TV chete, kwete tungano utwo.

Reply

Featured Products

More Products from Pindula Buy & Sell


Tkay263 1 week ago

Ska maZimba tinonyatsa kugonawo chii chaicho ?
Haa kusupporter maworriors kuzvicheka nerakagomara 😑😑

Tk 1 week ago

Its raiki sapoting mudhara wako achirwa na cenna unofira mukati ahirohwa ,,, akaisa shiri paflag yedu aazviona kkkk

Reply
MaFyt 1 week ago

haaa guys ka aya ndiwo ma1 aya. mmmm ndanga ndakamira navo vakomana haniva siyi but mmm i think those words are now making sence now dzandaka taura zuro. kuti

Ben Coffee former warriors coach (if i'm not mistaken) is said to have declared in the 1980s that "" Warriors will never make it at any tournament bcoz of the way the Admin is run"

i think its th truth guys but zvisinei GO WARRIORS GO, zvichaita chete musa pera power

Reply
Jah Bee 1 week ago

Dai vakatiisirawo mukombe weAfrica cup of corruption kana cup of misgovernance kana cup of vote rigging Ndiwo angaita macup edu manje

Reply
Vybz Kartel 1 week ago

Panyo penyu mese maifunga kuti tohwina muri horo mese

Bright 1 week ago

Kusanganisa newe ndiwe umwe waiti inohwinha iwewe dako rizere shena wanzwa

Bright 1 week ago

Kusanganisa newe ndiwe umwe waiting inohwinha iwewe dako rizere shena wanzwa

Reply
🇿🇼Warriors 🇿🇼 1 week ago

Ma dembare hapasipo here pavoti .,
"NYIKA YESE IRIKUFARA"🤔

Bright 1 week ago

Haaa usataure zve dembare pazvinhu zvisina basa Zim ahina hayo kana striker kana

Bright 1 week ago

Haaa usataure zve dembare pazvinhu zvisina basa ahina hayo kana striker kana

Vybz Kartel 1 week ago

Muharare hakuna madembarekune kepekepe

Reply
teku teku 1 week ago

Ngavadzoke netsoka nxaa kutambisa mari

Reply
Gushungo 1 week ago

Tadyiswa nemaSanctions. Dayi Chigumba anga ari referee tapuhwa ma penalty jahwi. Anyway we will appeal to the Supreme court.

Reply
Bright 1 week ago

Ndaizviziva kti Zimbabwe itsvina vanhu muchindituka pano chionai manje makurara ne shangu kkkkk haa hanzi Zimbabwe hee go worryus go kdiii

Reply
Godaz 1 week ago

Pataikuudzai kuti vanhu ava madofo maitituka.Handisupport nyemba idzi ini nonsense kurasha mari yematax payer kukwidza madzakudzaku ndege aya nxaa

Chidembo nikoo 1 week ago

Kubvira macoach acho imbwende chaidzo ko mhofu vakayendepi zveuyu vemusoro muhombe uyu zvaramba ngarege kucoach mawarrior zvake kusvika amen naiwo vana Java vanotipa munyama

Reply
Zim warrior 1 week ago

Mapeza ane hutsinye .. unenge waenda kunoona bhora kubhawa une raincoat ne ma gambutsu ,.. unozvikumura sey wamumba ,.. pfee nazvo mugumbeze

Bright 1 week ago

Kwana ndiwe mumwe wanga uchikoresa tsvina iwwe uchiti inohwina iwe gara pasi

Reply
Mushayachidya 1 week ago

haaaa Nyika yedu yakafongorera kurikubva nemusewe mmmm mapoints ayaka qualifaya nawo anotaridza kuti hapana zviripo sua kuhukura kwembwa akutadzisi Nzou kupinda payakananga napo

Reply
Skrii paaa 1 week ago

Haaaa Zimbabwe zvkaoma suaa, tingahwinhe syko neJunta iyi, dai tamboita new system pazvese haaaa pamwe zvingaite, dzokai muregister kuvhota zvenyu imi mabhuza edu🤣🤣🤣🤣

Reply
Toy soldier 1 week ago

These are the results of biased selection as well as one buying a place in the team

Reply
Jack Bauer 1 week ago

Zim worriors ne MDC the same..THEY WILL NEVER WIN😂😂

Simbi niyo 1 week ago

Dako rako MDC inopinda papi apa

Reply
Bko 1 week ago

Mboko ambozvitaur kkkk

Bright 1 week ago

Kkkkk

Mboko 1 week ago

Vese vanoterera macomment anguvanoziva.. Ma results ndamanyora kudhara ..bhora richiri 0:0.. Just kwandanga ndiri kwanga kusina netwrk
..kumachonyonyo plus getsi.zim bhora is shit ..munofa ne stress
.i dont even invest my time pa soccer asi pa sex. Bhoo

Reply
Fman 1 week ago

Tsveeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee rereeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee ngavadzoke varegister kuvhota

Reply
Zodoc Chikaponya 1 week ago

Haikona kuda kunyaudza Mwari. Zimbabwe hayichina chayonogona yakaurawa zvese. Zvese zvese hapachinaa

Reply
Fman 1 week ago

Haa Zim mabororo vakomana ummmm

Reply
Pamwetafa 1 week ago

ZIMBABWE yahwina ere guys kuno akuna zesa

BRIGHT 1 week ago

Mboko ndi coach hr kwana iwe nemadhaka anotambwa ne Zimbabwe iwaya heee kkkkkkk tarisa zvaita hadebe kuita se Ari kuvhara huku iye achivhara bhora anonzi mhango uya pa sa apa vanomuziva anyway how far bp

Bright 1 week ago

Ndaizviziva kti Zimbabwe ahihwine vanhu vachiita nharo pano makotsi kutooma kunge handa yakaruma bhonzo

Jay@gmail.com 1 week ago

Yowhina sei imo mu Zimbabwe makazara vanhu vakataita sana mboko so

Fman 1 week ago

Malawi 2
Zim1

Reply
Kakistocracy 🤣 Muchakaka 1 week ago

Ini hangu handinyatsozivi zvebhora but ndikunzwa KUKAKA CHAIKO kkkkk kudumbwirwa pachipfuva.

Reply
Elder chimut 1 week ago

Vana venyu vabatsirei tenzi totarisa kupi mwari dai maita kt ti dzorere tenzi werugare tovinva nemi though tiri vatadzi

Reply
Vladimir 1 week ago

Mvura ichiri kunaya ngavadzoke havo tiite zvepfumvudza

Reply
Team MJ 1 week ago

Nhai Mwari wee titirei nyasha...ini personally ndirikubatikana zvangu kut Nyika yekwangu shuwa kundirwadzisa kudai

Reply
Elder chimut 1 week ago

God of heaven tachema torohwa makatarisa here

Reply
Bounty Hunter 1 week ago

@ mboko wambotaura something about this Zimbabwe soccer team havagoni havagoni havo kkkkkkk

Bright 1 week ago

Makuzviona ka apa makambenge muchiita nharo imi pano chionai manje

MuGrade 2 1 week ago

Mboko anoziva bhora

Reply
. 1 week ago

Pamwe dai takabanniwa ne Fifa pamwe tisinganyanyo kugwadziwa nekut zvinhu zvacho hakuna chinombonakira chimwe. Ngavachidzoka havo...

Reply
😃 1 week ago

Hayaa zvinhu zvacho so haa wotopera strong. Nhandi are we a cursed nation? Nekut hai aaa zvinhu.zvacho soo

African 1 week ago

Mugabe chakasiya chatiroya

Reply
Juru 1 week ago

Maplayers tinawo but coach haaa zero ndochokwadi.....kuzvida kn kusazvida

Bright 1 week ago

Ummmmmm kuguta here kana kti api ma players coz munogona kti mapeza ahagone iye anenge ataura bhora ivovotadza Zim pama jezi chte inisota hayo ummm e warm upp acho anotokunda edzimwe nyika asi mu ground dololo

Chama@ .com 1 week ago

Maplayer amunawo ndeape munongorotomokq

Reply
😴 1 week ago

Hmmmmm izvi zvine chirewo chikuru chaicho. Vakuru ka ummm. Misodzi mokoto maWorry-us never stop disappointing🤣🤣🤣kuseka kudhandwa sekunge zvimbokoma zvinonaka.

Reply
Ben10 1 week ago

Zimbabwe yarohwaa nemabhurandayaa ayaa.kkkkkkk manyasarande anorovaa manjee.. tumwimwi gule yenyau4

Jay@gmail.com 1 week ago

Haazi munyama uyo bekusegcekeni lokho.... Ama Warriors are just a bunch of useless players...... From leading to being led nxaaa manj

Reply
Warriors fan 1 week ago

Eishh tinemunyama veduwee

Gogodera 1 week ago

Kkk saka todii kkkk totofara tisaita bp because iiii

Reply
Starboy 1 week ago

OkuyiZimbabwe akusupoteki lokhu ingcono mbukele otom n jerry malawi 2-1 Zimbo

Jay@gmail.com 1 week ago

Zim kungosvasvangwa segaro rehure nxaaa man

Reply
Zimyouth 1 week ago

Malawi 2 Zim 1

fc 1 week ago

Haaaa zvafa

Fman 1 week ago

Takaaandwa😭😭😭😭🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼

Reply
Elder chimut 1 week ago

Luke 1:37reads for with God nothing shall be impossible help zim o mighty to win the match let us not dispointe D again as we did with Senegal lift zim amen

Reply
Elder chimut 1 week ago

Go zim go

Reply
Mboko 1 week ago

Rimwe rovata risina kusvira mukadzi nhasi ne stresss..woti apa wadya sadza ne vege apa wodashurwa kubhora apa. Mukadzi ari kumwedzi..apa hakuna zesa..aa ukupihwa ma rtgs...

Reply
MuGrade 2 1 week ago

What an amazing first stanza!! The teams are now showing what they are made of!!We wait to see whether they will take it from where they left or not as we take a break!
Malawi 1:1Zimbabwe

Skhumba 1 week ago

Thanx for the updates 👏👏

Reply
Elder chimut 1 week ago

Musatya evakomana porai pahana penyu tohwina

Reply
Tkay 1 week ago

Haa rogona kungopera riri draw iri

Reply
Mboko 1 week ago

Malawi 2: zim 1
Mark my words

Mboko 1 week ago

Ndakuudzai .....

Bright 1 week ago

Mboko waona chokwadi apa vane nharo vanhu ava mhani

🌚💕 1 week ago

💔💔💔

Conquering 🦁 1 week ago

Your words 😥😥😥

Reply
🇿🇼Warriors 🇿🇼 1 week ago

1-1 ... 44mins

Reply
MuGrade 2 1 week ago

40mins have been played so far...Malawi in total control of the proceedings..Zim players are clumsy losing possession n showing signs of lack of zeal...we wait to see whether we have anything to write home about..

Skhumba 1 week ago

Keep updating guys

MuGrade 2 1 week ago

Surely this match has turned to be eccentric...to beautiful goals within 2mins, Malawi have equalised!!We have something to write home about..what an amazing match!

MuGrade 2 1 week ago

And Zim score..

Reply
Busymark 1 week ago

Goal Zim

Busymark 1 week ago

Malawi 1-1 Zim 42min

Griso 1 week ago

Malawi 0-1 Zim 40min

Reply
Skriii paaa 1 week ago

Atanga er mabhuza edu

Reply
Bounty Hunter 1 week ago

Please update us zviri kuitika tiri kubasa now

Reply
Elder chimut 1 week ago

Nhasi mwari ari kudivi kwedu tahwina nokutenda go warriors go

Reply
🇿🇼Warriors 🇿🇼 1 week ago

Good cross by musona

Reply
Billiat 1 week ago

Go Warriors go ,Mboko imboko

Reply
Lizzie Luba 1 week ago

Mapeza is just fullbof shit

Reply
Chief Nqumbi 1 week ago

Jehovah wehondo inzwai kuchema kwedu.

Reply
Soul jah love 1 week ago

Come on Zim ,come Zimbabwe this is our 3points Zimbabwe 3 Malawi ZERO

MuGrade 2 1 week ago

Your prediction is now dead n buried

Reply
simbarashe 1 week ago

Ko why don't we have the likes of Nakamba Billiat to give a better combination.These matches will not bring a clear answer to where we are going. As long winning the game is our concern.

MuGrade 2 1 week ago

Nakamba- injured
Billiat- retired

Reply
Mboko 1 week ago

Malawi straight win.munondidi???hapana

Vybz Kartel 1 week ago

Ndokuziva bhora ka uku😂😂😂🙉

Reply
😭😭 1 week ago

Apa Magetsi abaya Wena

🤯🤯🤯🤯🤯🤯🤯🤯🤯

🥶🥶🥶🥶🥶🥶🥶🥶🥶

Ziku ZESA Gata 😭

MuGrade 2 1 week ago

Hanzi EYES PHONE kikiki kirikiti ki 😆

Doroguru 1 week ago

Ini ndakatozotenga kambudzi kekuterera bhora kana magetsi aenda kkkk

😭😭 1 week ago

Handina ma Eyes phone Wena
Thanks
🤣🤣🤣

😜🤪

Doroguru 1 week ago

Terera pa radio wangu. YaFM ririkubuda
Kkkkk

Reply
Warriors fan 1 week ago

Nhasi towina chete 2_0

😅😅😅😅 1 week ago

@warryus fun
Sure iyoyo
🕺🤸🏌️

Ginious 1 week ago

Munosvasvangwa nezvigure izvo🤣

Reply
Fman 1 week ago

Bata mtambo mhari

Reply

Leave a comment


Give us Feedback