Pindula
Register Login

Zimbabwe Police Speak On Rallies And Gatherings

Zimbabwe Police Speak On Rallies And Gatherings

National police spokesperson, Assistant Commissioner Paul Nyathi has warned politicians “against holding car rallies, blocking roads and disrupting the smooth flow of traffic,” a warning that has been viewed as targeted at opposition Citizens Coalition for Change.

The party led by Nelson Chamisa is scheduled to hold its rally on the 20th of this month to launch its campaign for by-elections scheduled for the 26th of March. In a statement seen by Pindula News, Nyathi said:

ZRP WARNS POLITICIANS AGAINST HOLDING CAR RALLIES, BLOCKING ROADS AND DISRUPTING THE SOOTH FLOW OF TRAFFIC

The Zimbabwe Republic Police has noted with concern the conduct by some politicians and supporters who are holding car rallies and in the process block traffic thereby interfering with the smooth flow of traffic in urban areas, Central Business Districts and other public places.

In terms of Maintenance of Order and Peace Act Chapter 11:23, conveners of gatherings should stick to the notified venue and avoid breaching public peace.

The Zimbabwe Republic Police will ensure that law and order is maintained in public places and those who cause disorder will face the due process of the law.

(NYATHI. P) Assistant Commissioner

Senior Staff Officer (Press, Public and Int. Relations)

to the Commissioner-General of Police Police General Headquarters

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

18 Comments

mziyoni 7 months ago

kugocha kunoda kwamai ,vanhu ve zanu ndoo vanobvumidzwa kuita yavanoda nhai. manje zivai 2023 ichava nhoroondo


Hameno 7 months ago

Highest level yekurwadziwa zvimwe zvacho makiuita kunge maecd imi muri police asi epworth ndokwaibvumidzwa chete koita vanhu zvavanoda


Gudo 7 months ago

ZANU PF did that mukasiya nhasi tangetirimo mutown. Chisa mbama chisa. Mokwara chete


FambaNero 7 months ago

Idhanzwa kudaro famba Nero gore rinho munoita mu****u chete

Pasi nemhanduuuuuuuuuuwuuu 7 months ago

MaCCC mune madhimoni
Mukuenda kugehena


Vybz Kartel 7 months ago

Good Police plus vanhu be CCC vano paradzira Corona plus noise polution ykungo ukura pasina kuruma


Pasi nemhanduuuuuuuuuuwuuu 7 months ago

Perekedzai wamwe kuhupenyu wakanaka

Musazosarewo
Purizi musasare
Manzwa


Nyaya yenhu Haina sense 7 months ago

Nhaiwe uriutii urikungogwauta what's your story👌👌nyaya yako Haina point sorry kana warwadziwa todawo mapoints ane kathat mukat

Sponsored

Zvadhakwa 7 months ago

Vana Nyati vagara vatengesi, haana ukama naNyati wekuuraisa vanhu kuChimoio here. Go to hell


Mujumba 7 months ago

Smith aidarowo asi nguva yamwari payaka svika akaita kunge asiko nothing is permanent on earth bye bye Zanu Pf zvikwambo zvenyu zva expire God is in control vana vasatan ana Nebcudnezz


7 months ago


Nkust 7 months ago

Vaiva ku Epworth kwacho tivudzei kwaiitwa ma car rally acho here eku blocker vamwe vanenge vasinei nazvo, bcoz ku blocker wo munhu asinei nezvamuri kuita kwakangoipa zvako


Sponono 7 months ago

Uya mkadzi wekuda kubvisa biti pachigaro anonzi musarurwa ndozvatinotarisira kwauri as opposition kumbosugwa or kurohwa ...


7 months ago


tk 7 months ago

CCC. +HHM moment unstoppable


Nahoreka 7 months ago

The more they try to silence the people, the more the resistance. We demand change now. Ahoy mazimababwe ahoyi...


Isaac Machingura 7 months ago

NaMwari hapana chinoramba kana nguvayakwana yakwana hapana chinomumisa tirambodzei kuungana tsuro inonakirwa ichikwira nzou kanayakuda kuitwawo yoti kwangu kudiki regai tione kuti ivo havachaita misangano here


kezi 7 months ago

mapotsori arikupinda chechi wani kutoimba maZanu otouya nema T shirt pakadoma asi nyati ukugara kuBotswana here hauzi kuona zviri kuitika muzimbabwe



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback