Pindula
Register Login

ZESA Increases Blackouts Citing Technical Fault At Hwange Thermal Power Station

ZESA Increases Blackouts Citing Technical Fault At Hwange Thermal Power Station

The Zimbabwe Electricity Supply Authority (ZESA) has increased blackouts since Tuesday citing a technical fault at a thermal power station in Hwange.

The power utility’s subsidiary said power cuts will be increased until July 1.

The Hwange Thermal Power Station is the country’s biggest power plant with an installed capacity of 920 megawatts but suffers frequent breakdowns because of ageing equipment. It is undergoing an expansion to add 600 megawatts.

Though Zimbabwe has an installed capacity of 2 100 megawatts it generates an average of 1 200 megawatts and meets shortfalls through imports.

Currently, imports are limited due to the shortage of foreign currency, and debts to regional suppliers.

Power cuts have the effect of worsening the economic crisis as the country is already struggling to deal with other issues including inflation and fuel crisis.

More: Pindula News is best enjoyed via the App. Download it here

Share Article

Sponsored

6 Comments

Jah🇿🇼Tsvarie-07 1 month ago

If Mthuli could come to Bulawayo to check on industry am sure he will think twice on importing electricity because companies here are slowly closing, some are on 3 working days per week a sign of nose diving 😭

ITS A PITY INA THE CITY
DUE TO POLITICAL FICTION...


Asalif 1 month ago

Bulawayo industrial issue it's because of water do you know that abbatoirs are not allowed to use borehole water even beverage manufactures they either have their water purification plants at site and the issue of power still the economy is not viable for business


Jimmy*machende* 1 month ago

*KUNE MHANDO YEMHEPO YATAMBUDZA MHEPO YEMUNZEVE*

Mhepo iyi inokonzera kuti nzeve dzivave
Inoita munhu apote achinzwa sekuti imwe nzeve yavhara
Kunzwa munzeve semune ruzha rwemota nemaungira
Kunzwa nzeve kurira
Kunzwa munzeve muchiita semune chunhu zvinofema
Kunzwa munzeve muchiita ruzha rwekufamba kwe wachi

Mhepo iyi yakaipa inovhara zvakawanda
Inodzimaidza nekuvhiringa mafungiro ako uye Marotero ako inovhara hope
Vazhinji vanovaviwa nzeve vane dare rekupenga
Mhepo iyi inobata musoro ne shaya

Mhepo iyi inotofema inoterera zvaunotaura kana zvaunoudzwa
Zvinozono konzera kuti zvaunenge waronga kana kuita hazvizono budiriri

Mhepo iyi inovhara chipo chehuporofita kana chematare echivanhu mhepo inobata shaya kuti dzimu risataura
Mhepo inoterera matare ako aunoudzwa yozvishaisa simba kuti zvisabudirira kana arimanake

Mhepo inogara munzeve inotonga musoro wemunhu kuubata zvokuti inokuita dzungairwa
Inokonzera kuti munhu ataure oga
Inokonzera kuti munhu arivare
Inokonzera hangamwa

Ukagezwa munyama pamutumbi Gezwa zve mu****u .Wogezwazve nzeve ...Vazhinji vakabviswa mhepo yemunzeve neye mu****u ..Dzimu robva ratanga kuita simba pavari ..Vanenge vonzwawo mavoices munzeve dzavo vakuudzwa zvokuita nenjuzu nemudzimu Momonzwawo mazita enyu achidanwa nenjuzu kana Midzimu ...mhepo yemunzeve inovhara mavoices anotaurwa nenjuzu nemudzimu .... Mhepo iyi inovhiringa hurukuro dzedzimu ne homwe .inoita ukangamwe zvunhu zvakakosha .

Kuvava kunoita nyora ndokuvava kwekuchiita nzeve kududza mhepo yakaipa Unokwenya zvigoshaya basa zvozongo nyarara zvoga .Pamwe zvonyarara wakwenya .
Vamwe vanonzwa sevapindwa nesvosve munzeve ..Harisi svosve chitori chunhu chechatumwa kuzogara munzeve dzako kuti uvhiringike

Mhepo yemunzeve ine nharo inehu chenjeri kupinda dzimwe mhepo

Pese panosvika pachigara mhepo ndopano gara zvipo zvakanaka . Dzinouya kuzogara ipapo kuti dzishaise simba zviri pauri

Nzeve inogezwa 7 days kuti mhepo iyoyo itame

Paunogeza nzeve ivawo uchigeza nemu****u

Unonzwawo chunhu choita sechofema munzeve ?


Nonsense 1 month ago

NONSENSE

SC 1 month ago

We need more psychiatric hospitals in Zimbabwe. We have rising cases even here on pindula.



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback