Pindula Freedata

"ZBC Reporter Seduced Tapiwa Freddy With Nudes"

Zimbabwe Broadcasting Corporation (ZBC) presenter Rutendo Makuti used nude pictures, audios and suggestive text messages to seduce Harare-based pastor Tapiwa Freddy, the cleric’s lawyers argued before a Harare magistrate on Thursday.

During cross-examination, Freddy’s defence counsel said Makuti consented to intimacy and demanded sex from the preacher.

The nude pictures, audio and text messages were produced in court and the defence counsel said the mobile number used to send the audios belongs to Makuti.

However, Makuti said she was not the one in possession of the phone at the material time.

Freddy is being represented by Everson Chatambudza and Jivas Mudimu.

The lawyers asked Makuti why she was sending audios asking for a kiss and sex from Freddy.

Makuti denied the allegations saying she never sent nude pictures to Freddy but they were taken from her phone. She said:

I know the picture and it was taken by my husband while I was bathing. As for the other pictures, I don’t know. [It] was taken when my husband was alive and we were in Nyanga.

More: NewZimbabwe.com



Featured Products

More Products from Pindula Buy & Sell


42 comments

Mr ndhlumbi 1 week, 1 day ago

HANDIS HANGU JAJ BUT I THINK MUPOROFITA WENHEMA UYU HAANA MHOSVA KUKOT ASI ANE MHOSVA KUNA MWARI.

Reply
Mai Ropa Phiri 1 week, 1 day ago

Rue nemukurumbira wauinawo pa zbc wakazvidzikisir ufunge dai wakita ma dhiri pazvaiperera wosiyana nazvo chiona manje kwazvaave

Reply

Featured Products

More Products from Pindula Buy & Sell


Bounty Hunter 1 week, 1 day ago

Three ladies dziri pamota

Reply
Bounty Hunter 1 week, 1 day ago

Pana rue rue here pa pic iro ndeupe wacho

MuGrade 2 1 week ago

Rue anofamba newheelchair..haapo pamota..

Mai Ropa Phiri 1 week, 1 day ago

Kana riro basa rako Ruru siyana nazvo unoenda kubasa wani nhaiwe urikudei paupenyu usatinyadzise madzimai kufirwa hakusi kuguma kweupenyu pliz

Bhonjisi 1 week, 1 day ago

Sisi Ruru ndiwo avo waripati pa 3 girls dziri pamota apo ndokubasa kwavo wakabva kustudio wanoenda mustreet kuno tsvaga maclients saka iyo ndiyo photo yawakatanga kuonana naFreddy .Freddy ndiye uyo ari mumota

Reply
Mboko 1 week, 1 day ago

Rue Rue anenge sugar mubhurukwe..coz kuzowana pastor stonyie fredy vosvusvura. Zvoreva anenge ane ice cream muchoya...rue rue kupengesa muzvina bhaibheri kusvika pakudya beans dzine muto..haaaaa. Mvana dzinonaka idzi wassu.
Madhara edu kare aiti musanyenge mvana..vachide kudla vega.. Anonaka mazimvana ayo.. 🍑🍆👙👙👙🤗🤗🙌🏿🙌🏿🙌🏿🙌🏿MUTAKUNANZVA

Reply
Magufuli 1 week, 1 day ago

APA tirikutii tine ma prophet evanhu manje mwari anofumura mazitsotsi to hell kusvibisa nyika rubbish

Reply
Don Dada 1 week, 1 day ago

You pple are lyk Papers being blown by the wind . Today you say T.Freddy must go to jail . Tomorrow Ruru is a Bitch . Why pass judgement without facts . If you be elected in a jury every suspect wouLd be sentenced . Why not wait till both parties submit all their evidence .bomboklat.

Reply
Tafman 1 week, 1 day ago

There was every reason for ruru the bitch to report, remember she is facing blackmailing charges from Freddy the womeniser aka gumbura the 2nd

Reply
baba Jairos Machingambi 1 week, 1 day ago

Chirema paiko ruru,akaremara payi picture doesn't show us pliz,someone who knows better?

Ben10 1 week, 1 day ago

Ukuda kumutwasanidza here mutsvage wega

Reply
Never 1 week, 1 day ago

Sister Ruru u disappointed us. You betrayed us your loving listener. I admired you liked your programme Chipo unacho chepaRadio. But izvi zvonyadzisa my sister.

Mboko 1 week, 1 day ago

Pamwe waitobonyora ne voice rake🤣🤣😂😂😂tokuzivai vanhu vekugokwe..kkkkk kuveza migoti ndokwenyu..
Kuno masvingo todle mvana...

Reply
💬💉💊 1 week, 1 day ago

Haaaaa nyaya yevanhu ava yakuti sembura ivo vainakidzana vari vairi bt izvezv zvakunz i rape aka rapiwa kangani akadii kutaura at e 1st place aah ngavangovasiy vese mapenzi varegerereiwo

Reply
Mamoyo 1 week, 1 day ago

Aaaa zvakaoma

Reply
MuGrade 2 1 week, 1 day ago

Zimbabweans think a prophet is someone who is holy... someone perfect..that is never true...Adam is e only man who used to walk with God buh he sinned...what more of a human who was born of a woman??
When it comes to adultery- only 1% is clean.Relationship of a man n God be terminated because of a sin-we sin daily n God forgives.

MuGrade 2 1 week, 1 day ago

Can't be terminated*

Reply
# truth teller 1 week, 1 day ago

Its foolishness to put a judgment on whether a person is true or false bases on the mistake he has committed for all men have sinned and fell short of the Glory of Jehovah

Reply
Chief 1 week, 1 day ago

Nyaya ichadya freddy cz akatorera Rurue phone yake achishandisa police i think ndopakano ita maths idzi but dare remhoswa haritonge netuma facts uto. Izvezvi mkadzi wako anotokumangarira kuti wamu raper ukasungwa despite the fact yokuti wakamuroora, unogeza naye, movata same bed uye anokusendera ma nudes urikubasa. Lawyer na fredo varikuwanda nekagunwe. Panongoda munhu ane justice apa fake prophet ava vaende kujeri panekusvibisa nyika nesangano nehupombwe wavo

Chief 1 week, 1 day ago

Mu grade 2d I have never used a mobicel, itel or tumwe tumbudzi young man..i can make you a better person ukauya ukahoda zvinhu ku shop kwangu than kuswera papindula. Terera kurikuenda nyaya problem you rely on these prophets vachikutorerai mari kwai heee seeding kkkk shanda hama usamirire munhu asi Mwari chete

MuGrade 2 1 week, 1 day ago

The case u pointing is totally different with this one...you just being emotional nje...this is a court case not a biblical case...in court cases we don't talk about sins..you are also insulting, that's a sin nje... just because you are hiding behind your mobicel does mean you're moral uptight.

Reply
Bright 1 week, 1 day ago

Kkkkkk Saka profile ramaisa iro ndiye Freddy her arimumota umo ko ruru ndeupi pakati peavo vemanheru

Bounty Hunter 1 week, 1 day ago

Ini handisati ndamboita zvokukecha but kana pic risina exaggeration zvirizvo zvakaita mahure manheru mmmm kunenge kune good staff

MuGrade 2 1 week, 1 day ago

kikiki aripakati kikiki kirikiti ki 😆

Reply
WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI 1 week, 1 day ago

THOSE OF MY COLLEAGUES, LAST WEEK I SAID THIS RAPE CASE WAS 50/50.

LAST WEEK RUTENDO MAKORE, IN HER EVIDENCE IN CHIEF PRODUCED AUDIOS. PROPHET T FREDDY TOLD THE COURT THAT HE HAD CONSEQUENTIAL INTERCOURSE WITH RUTENDO MAKUTI. THE COMPLAINANT SAID THAT THEY WERE NOT IN LOVE. THE SEXUAL INTERCOURSE THEY HAD WAS ENFORCED ON HER.

YESTERDAY PROPHET T FREDDY PRODUCED NUDE PICTURES, AUDIOS AND SMS TO PROVED THAT THEY WERE IN LOVE.

RUTENDO ADMITTED THAT THE NUDE PICTURE WERE SENT FROM HER PHONE, BUT SHE DID NOT SENT THE PICTURES. SHE FAILED TO TELL THE COURT THE PERSON WHO COULD COULD HAVE SENT THEM.

FROM THE EVIDENCE DEDUCED LAST WEEK BY RUTENDO MAKUTI AND PROPHET T FREDDY'S EVIDENCE, THE SCALE HAS NOW TILTED IN FAVOUR OF PROPHET T FREDDY.

BEFORE THE ALMIGHTY, PROPHET T FREDDY SINNED. THERE IS NO DOUBT ABOUT IT. HE EVEN WENT FURTHER AND TOLD HIS CONGREGANTS THE TRUTH AND NOTHING ELSE BUT THE TRUTH THAT HE HAD HAD SEXUAL RELATIONSHIP WITH RUTENDO MAKUTI.

THEREFORE THAT NOW LEAVES US FOCUSING ON THE COURT CASE WHICH I NOW SAY IT IS TILTING IN FAVOUR OF THE PROPHET.

WE ALL AWAIT TO HEAR THE JUDGEMENT.

YOURS SINCERELY
CDE KUFA KWANGU ZVAROVA
{ THE BUSH LAWYER }

Skhumba 1 week, 1 day ago

Thanks for your comment Mr BUSH LAWYER I always follow ur comments siyabonga ungadinwa lakusasa

Reply
The Servant of Jesus 1 week, 1 day ago

Greetings in the name of Yeshua Hamashaich,Emmanuel,the Great Jesus Christ the Son of Elohim,Yahweh the Great GOD.Shalom.
Exodus 20v14."You shall not commit adultery.
Matthew 24vs11" Then many false prophets will rise up and deceive many.
12."And because of lawlessness will abound,the love of many will grow cold.

Romans 1vs 21.Because, although they knew God,they did not glorify him as GOD,nor were thankful,but became futile in their thoughts,and their foolish hearts were darkened.
22.Proffessing to be wise,they became fools,
23 And changed the glory of the incorruptible God into the an image made like corruptible man-and birds and four-footed animals and creeping things.
24 Therefore God also gave them up to uncleanness,in the lusts of their hearts,to dishonor their bodies among themselves,
Romans 6v23 For the wages of sin is Death,but Gift of GOD is eternal life in Christ JESUS OUR LORD.

AMEN PEACE BE UPON YOU BLESSED SERVANTS.

Reply
Bounty Hunter 1 week, 1 day ago

@ ben10 wandisetsa kkkkkkkk

Reply
Terrence 1 week, 1 day ago

Aaaaaaah sorry pastor

Reply
Kule 1 week, 1 day ago

The two of them are a disgrace to society. Tave kuzovhunza kuti murume waRue akafa neyi, nekuti vanhu ava vanenge vaizivana kubva kare. Dayi ndiri ini magistrate I would sentence them to do Community service pamapublic places vanyatsosveyeredzwa bhoo.

Reply
Ben10 1 week, 1 day ago

But muface uyu anoitisa vanhu matuzvi muchurch anozviitirei chaizvoo.. ezvino anga akuisana nechirema chakafirwa ichii sveeeeeee haanyare nhume yasatani

Reply
Godaz 1 week, 1 day ago

mhombwe dzavanhu,makashokorana zxikapera iyezvino makutiitira noise nezvinhu zvisina basa,iwe ruu kana waitumira manudes uchikumbira makiss waiti zvoendanepi

Reply
Freddy we nhekeda 1 week, 1 day ago

Nhai masibanda ndiudze kwawaka vata handina kukuona hanzvadzi yangue nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda nhekeda

Reply
Bounty Hunter 1 week, 1 day ago

I know the lawyer of t freddy is a very good & season laywer munosvitsana kwamvura yacheka makumbo kkkk regai mugoona

Reply
Majeke 1 week, 1 day ago

Guilty or not guilty for rape Freddy wanyadzisa saka vana wako wesangano uchawadzidzisa chii manje iwe uchipomba wakatarisira .Chidzodzo chipi chawacha dzidza kubva kwauri uchavhura here maverse anoshoropodza hupombwe .Woparidza uchiti vanhu kandai zvegumi mari yacho wotora wonodya nenzenza hauna chiyamuro uri criminal hauna tsitsi nevanhu wanokuunganira wachitsvaga zambuko

Reply
Zvazvanga zvingori 1 week, 1 day ago

Wakatamba nevakangwara Rutendo,nyaya yatodhakwa.Munhu akange ane fone yako panguva iyoyo ndiani,manudes acho obva aramba achingotumirwa nefone yacho chete panumber yemunhu mumwe chete,isingamboendiwo kune vamwe vasiri munyaya chero hanzvadzi kana madzibaba ako,uchingokumbora kukiswa.Freddy pawakamuendesa kucourt akanyarara achiziwa kuti achakutsika panorwadza masvikako.Now it does no longer make sense for you to pursue this case or in the end he will file criminal libel against you.Unostrocker nestress.Your husband died yes and it was going to obvious someone,somehow, somewhere was going to stir the cookie jar on his behalf it's very normal considering your age.Admit now kuti makadanana,mukarambana zvakadhakwa

Reply
Tete 1 week, 1 day ago

Rue mzukuru, chingobvuma kutu zvadhakwa nguva ichiripo. Ndinonyarirepi mwana wehanzvadzi ne zvavakubvundunyurwa izwi.

Reply
🤨🤨 1 week, 1 day ago

Ummmm muchatishupa ana ruru

Reply
Advocate 1 week, 1 day ago

Haaa nhy ruru unodirei kutinyadzisa Soo umm uri hwai .Nemarovero awaiita shoko paradio kusaziva uri nzenza kudai ummm sorry katatu , dai wakaziva usina ku reporter hko

Jambanja.com 1 week, 1 day ago

Ko cellphone yaakambotorerwa nepolice haisiyo yakatorwa mapics aya here? Magweta aT Fredy anengewo matofo futi.

Reply

Leave a comment


Give us Feedback