Pindula
Register Login

"ZANU PF MPs Fed Up With Their Party" - Chibaya

Opposition Citizens Coalition for Change (CCC) councillor, Amos Chibaya has claimed that he was informed by some legislators from the ruling ZANU PF that they have grown weary of their own party and now want it out.

Chibaya was speaking at the CCC’s thank you rally in Gweru, following victory in the 26 March 2022 by-elections. He said:

ZANU PF MPs have been telling us that they are tired of their own party, they no longer want it. No one wants ZANU PF anymore and this like I am telling you includes their own MPs, everyone is now fed up with ZANU PF.

Even members of the security sector are tired of Zanu PF. They want the party out.

Our biggest vote is going to come from the rural areas. Those people are tired of Zanu PF.

Political analysts say it is crucial for the opposition to win the rural vote for it to dislodge ZANU PF from power.

The opposition CCC claims it is fast penetrating the rural areas, previously regarded as ZANU PF strongholds, attributing the development to disgruntlement over the deteriorating state of affairs.

CCC blames ZANU PF for the deterioration of the economy which has worsened the plight of citizens.

This is happening shortly before the 2023 polls.

More: Pindula News is best enjoyed via the App. Download it here


Share Article

Sponsored

More

37 Comments

Chopper 1 month ago

Kunyepa, nyika hayimbofi yatogwa nanahwindi, vamwe vakuzviyidza maAdvocate after failing Advanced Level and got degrees through the backdoor, what do you expect from such useless untoward individuals. Those bent on destroying the country must rethink and pray for forgiveness.


Zanu MP 1 month ago

Yes,...we are very tired indeed...eish since 1980...haaa...very tired


Anonymous 1 month ago

07- Pamurambinda apo Chigavakava -buhera-murambinda - mombeyarara muzari- vhiriri sosten mashingaidze- gaza st alburns kumavangwe kwanyashanu- buhera yedzasi masasa mutiusinazita chirozva nehumambi takuenda kubocha, hapana kana any CCC candidate or ari ku campaigna hake watinoziva, so tosapota tichiti tiri kusapota ani ko?? chero cell hakuna kkkk matikanganwa here ma revolutionary comrades ko chamisa zvaakahwinha manicaland province last election handit tisu takamuhwinhisa..be srs wth rural pple not kungotaura


Mujibha 1 month ago

Opposition has run out of criticism. Now they create stories. Zanu pf kumberi. Kusvika vision 2030 vachingovukura.


2023:5Million Votes ED pfee pfee 1 month ago

nyange mukataura sei zvakashata pamusor peZanu I never mind bt what I know opposition party will never rule Zimb tichatonga kusvika Jesu vadzoka mudhara iyeye ari kutotiitira vanhu tozviomesera pachedu manje Chamisa hakuna chake angatohwina by-Elections chte Ccc members kwete presidential elections mukurota imi Chamisa aenda kustate house ndaseka zvangu hazviitike

Vote Zanu pf 2023


Sponsored

More
Crocodile 1 month ago

Aah pamberi neZanu pf kudii chiparty chauraya nyika 42yrs muchitonga chabuda hapana iwe wega uri kuguta neZanu pf yako ko vamwe


2023:5Million Votes ED pfee pfee 1 month ago

Zanu pf is the best as compared kuCcc pamber neZanu pasi naChamisa .,.,.,.imi ndimi munofa nenhamo muchingoukura vamwe tigere boe neZanu iyoyo maprojects hobho arukuitwa eish I feel pity for you Ccc people pamber maPresident Mnangagwa

2023 vote Zanu pf


Machiavelli 1 month ago

1. ZANU iri "best" pachiiko? Please enlighten some of us dimwits.
2. Ehe tiri kutambira, tichitenga cooking oil US$6. Ko iwe uri kuitenga kuSupermarket yeZANU ripi yacho? Nemariiko? Ndiani ari kutonga akonzersa kuti sugar iite $3.50 kubva pa$1.65 yakasiiwa naBiti?
3. Zvenyu Nuri kuita maproject. Hatisi tese tinoda project. Vamwe tinoda long term companies kwete project yekuti mangwana inenge yambumba.
4. Une chokwadi here kuti Scarfmore anowana 5million votes here? Iye zero uno akarohwa series neseri munaMarch naApril.

Kana uri kudya uchiguta hazvireve kuti tese tigere tatata. Scarfmore akarega kubira haalume chinhu.

Ndatenda hangu. Dira rizare wangu 🍻🍺🍺🍺

2023:5Million Votes ED pfee pfee 1 month ago

Zanu pf is the best as compared kuCcc pamber neZanu pasi naChamisa .,.,.,.imi ndimi munofa nenhamo muchingoukura vamwe tigere boe neZanu iyoyo maprojects hobho arukuitwa eish I feel pity for you Ccc people pamber maPresident Mnangagwa

2023 vote Zanu pf


Freda 1 month ago

@Da ****


Da 1 month ago

Saka unofunga kt kusupporter CCC ndiko kudzidza hr nxaaaa.Ngatirege kutukanaka .Pamberi neZanu Pf pasi neCCC


#B1 1 month ago

Vanhu vaku supporter Zanu most of them Havana kuenda kuchikoroo coz wakadzidza chaiko hauite chi**** neupenyu zvatikuita wotii pamberi nezanu apa ukuswerera pindura nekushaya mariii unemarii yu won't wait for this **** yu will be bzy minding yo business

CCCC

CCC

CCC

NGAAPINDE ZVAKE MUKOMANA 👆👆👆👆👆👆👆👆👆👆


Me 1 month ago

it costs USD 1.50 from Glenview to Msasa
it cost a USD$1.00 from town to Msasa
$2.50 to work and $2.50 from work to home = $5.00.
$5 a day times 6 days a week = $30/per week
A month has 4 weeks = $120 for transport only
Salary is🥜 $100 USD + 🥜Rtgs 25000
Rtgs 25000 ÷ by rate 450 = USD55 so our salary is USD$ 155 altogether
$155 - $120 transport = USD $35😭😭😭
pa$35 ipapo ndipo pachabva $40 yerent, ndipo pachabva $$40 yemwana wechikoro, ndipo pachabva $40 yegrocery, ndipo pachabvazve yekuterera magetsi $10, yekanzuru yemvura $5 Saka tiri kurarama tiri paminus - or more. imagine. something must be done. if not so uuuuuimmmm😭😭😭😭😭😭

*2023*

*Ngaapinde Hake Mukomana*


Chimboti Pizza 1 month ago

Mwana wese kuCCC gore rinouya


Chawabvunza 1 month ago

I smell the ZANU PF defeat, especially at Presidential level taking into account 2018 Harmonised Elections results, where ZANU PF won over 150 Constituencies, but their presidential candidate, His Excellency Advocate President ED MNANGAGWA got 2. 6 +++ against Advocate Nelson CHAMISA's 2.1 +++. These figures show a "bhora musango" phenomenon against President MNANGAGWA in favour of CCC President Nelson CHAMISA. These statistics are worrying ZANU PF hierarchy. If this trend continues, His Excellency President Advocate ED MNANGAGWA may be defeated by Advocate Nelson CHAMISA President of CCC Political Party, come 2023 Harmonised Elections.

NYIKA INOURAIWA NE MBAVHA DZAYO.

NGAAPINDE HAKE CHAMISA.

[ VOTE CCC FOR REAL CHANGE ].


Chibabababa 1 month ago

Musanyepera vanhu.Zanu pf Haichemberi inongoramba Kari kajaya.


Mafirakureva 1 month ago

Chokwadi Chibababababa munotungamirirwa nejaya kane 79 years. Chijaya chakabvisa Chinese chindumurwa chaizvo ne93 years chete.

Kwedu tinotungamirirwa neharahwa ine makore 44. Zvenyu makakomborerwa. Kwedu vanosvika 60 years vanoenda kunotamba mahumbwe ne**** nevazukuru vavo

Ed 1 month ago

Zanu yapera iya.. These r th last days

Mumba 1 month ago

Boyz rangu ZANU PF huchi.Pamberi nayo .Ikozvino mayouth takapiwa mombe ,maprojects hobho.kufa nenzara kuzvidira kwako


Mafirakureva 1 month ago

Zvamakapihwa mombe, ko mbudzi dzaHopwell munodzidiiko?

Turoo 1 month ago

**** yambuya vako, ungavharwe neZANU zvakapusa kudaro. Kana vapedza campaign uchafa nenzara

Sir Zimbabwe 1 month ago

@pindula tym tym munombovhurika kkkkkk cllr Chibayamurombo manje instead of MP


Jah🇿🇼Tsvarie-07 1 month ago

No-one wants suffering and that alone will make people want change coz patience has failed to bring food on the table, its only a few who don't want change for the reasons well known to them.

On earth 99.9% of the people living on it love in believe in JESUS CHRIST, those who dont are living in darkness 😀


Black label 1 month ago

tanga waita verify yako statement iwe

Mmm 1 month ago

Those who believe suffer darkness of the mind.

Sir Zimbabwe 1 month ago

@Machiavelli 😂😂😂 about vanozviti jah bodo

Machiavelli 1 month ago

@Jah are you aware that there are more Bhudhists than Christians in this world? Verify your statements please.

photopolymer 1 month ago

mudehenya mako makazara mvura sa president pfeeee iwe sveeeeveeee


Younger Generation 1 month ago

We are fed up with the toxic Zimbabwean politics.Hapana wekuvhotera apa, ma political parties acho ose akadhakwa.


1 month ago


young generation 1 month ago

nyika inotongwa nevene vayo ufunge🇿🇼✊ viva ZANU PF viva


Turoo 1 month ago

Supporta zvako ZANU tione kuti uchapfuma here, vayakapfumisa vakakwana iwewe havasisina chekukupa

CCC 1 month ago

Amos Chibaya a Councillor? I know him as a member of the house of assembly. Please clarify on that one the world is reading this. Thank you


STALIN 1 month ago

Ngaapinde hake chamisa


Manikiniki 1 month ago

Ngaapinde hake mukomana!!


Elder in Charge 1 month ago

Apinda paiko, paribe vacancy.


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback