Pindula
Register Login

ZANU PF 'Debrands' Citizens Coalition For Change Vehicle - REPORT

ZANU PF 'Debrands' Citizens Coalition For Change Vehicle - REPORT

ZANU PF activists in Kwekwe have reportedly seized a branded Citizens Coalition for Change (CCC) vehicle belonging to the party’s candidate for Kwekwe Central in the 26 March by-elections, Judith Tobaiwa.

In a statement, CCC said Tobaiwa’s car was forcibly taken to the ZANU PF district office where ruling party activists removed posters that were stuck on the vehicle.

CCC activists who were in the vehicle were reportedly ordered to sit on the floor while the car was being debranded. CCC said in a statement:

Kwekwe Central CCC candidate Judith Tobaiwa’s car has been forcibly and unlawfully taken to the ZANU PF district office.

ZANU PF thugs are debranding it, removing posters and forcing those who were in the car to sit on the floor. This election violence must stop!

This comes after police in Bulawayo recently summoned and questioned several  CCC provincial leaders regarding the party’s official by-election campaign launch in the city which was set for this Thursday.

The party’s organising secretary and chairperson for Bulawayo province Hellen Mpofu and James Sithole, respectively, were on Wednesday summoned by the police and grilled over the launch.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

42 Comments

Majeke 3 months ago

Chandinoziva vanhu weZanu hawangotangi kumarana nemunhu pasina mhosva utu tumbwa twaChamisa kudenha too much manje munotsva kudumbu zvese nemusana .Pano chaipo kusupporter Zanu pf unotukirirwa zvino mobva mati nemustreet moita hunhu ihoho munorohwa mukazvirega pedzezvo mokandwa futi mukati.Chavanogona vanhu awa kudenha wachitemba social media munokuvarira mahara imi zivai zveku supporter party yemarombe madonors akaita withdraw masponsorship waona kuti tiri kuitiswa for hw many years muchingo tenderera pa1 place 22 yrs chabuda hapana chenyu chamagona kutuka bato riri kutonga.Chamisa haatongi Zimbabwe madii kumbo bvunza Odinga paKenya apo


ZimCitizen 3 months ago

Wapedza nhorowondo yako tiyimake?

Dóc 3 months ago

Am seeing Chamisa becoming the Next president

mark my words


Z💛D💛CK CHIKAP💛NYA 🇿🇼🇿🇼🇿🇼 3 months ago

Chamisa inenge mvura ya Mwari inonayira wese anomuda ne asingamudi, akarima ne asina, mutadzi ne mutsvene.

Kusada kwako Chamisa hakumutadzise kukumiririra kuti ukwanise kuwana kurarama kwakakukodzera.

Arikuita zvose nesimba rake kuti ramangwana rako neni rive rakajeka, ramangwana revana vako rivewo rakajeka zvekare.

Kumuda kana kusamuda Chamisa hakusi kuzomutadzisa kuunza budiriro munyika ye Zimbabwe.

Whether urimu MDC, mu Zanu or whoever you are, you are always going to enjoy the fruits of prosperity that are banked within our Party (CCC). Kuzvida or kusazvida CCC 🌀 is the wave of change for the best...

Chamisa My President,
Chamisa Your President,
Chamisa Our President.☝️💛☝️

CCC My Party,
CCC Your Party,
CCC Our Party. ☝️💛☝️

We are a united party
We are a united front
We are united Citizens.☝️💛☝️

Saka 2023 Ngaapinde Hake Mukomana.


Tkt 3 months ago

@Captain - kkkk yaa wazondi gura manje paku bvunza HEAD-OFFICE apo! Kkkk just before & after the re-branding ndakambo bvanzawo ipo pano mkoma kuti ANOZIVAWO ADDRESS ngaandi pewo ndinyore application to subscribe as member, ndaka shaya answer and its now the 3rd week after i had asked,

vanhu vari kuitiswa ava, chiparty chemu street ichi, kkk. Zimbabwe is a Great Nation, and chamisa is very young to face the realities of this country

@Nkust - u'r ryt kuti munhu wese ngaave free kusupporter bato raanoda but mkoma wangu zvimwe zvingoda kuona, for how many years have the opposition tried all in vain? they even tried to lure foreign missions into invading our motherland forgetting kuti he whom you wilk call to assist you, will demand hefty & i mean HEFTY paybacks, kkkkk

ZIMBABWE is different to those other nations you admire in a family of nations, Millitary invasions a lot of you wish happen in this country ZVIROTO, the blood that was shed paya raka pfuura nepa sacred blood, & by so ZVANGOVA ZVIROTO IZVO, not kuti we are millitarily ahead in terms of defence structures but bcoz ENOUGH is ENOUGH


Sponono 3 months ago

Military chiyi🤣🤣🤣 you still a kid

Chikandamina 3 months ago

Kwekwe yellow chete chete🏃☝️☝️☝️☝️


Sponsored

More
Captain 3 months ago

CCC guys are pathetic 😁😁😁 If anyone of you morons can tell me where your headquarters is located maybe just maybe I can give you a fighting chance, Do you even have a manifesto??? Or you just paraphrased the MDC manifesto..Akomana makore mangani muchingokwapaidzwa kuseri nekuseri??? Isn't Chamisa the moron lawyer that hired a lawyer from SA(he didn't even trust the lawyers in his camp🤭🤭🤭)that failed to file papers to the constitutional court( akomana murikuitiswa haina chekuoffer mupfana uye and he will never ever be the president of Zimbabwe) Dai Chamisa aregedza zvepolitics pita zvake zvekuparidza( AFM pastor hanty - sei kwese kunoenda kamupfana aka kunongopedzisira kwane mafactions🤔) . Truth be told this country is ZANU PF FOR LIFE...no other way round


R'G 3 months ago

THE DIFFERENCES BETWEEN THE RULING AND THE OPPOSISTION CAN NEVER BE SOLVED WITH ALL THOSE FACTS YOU ALL ARE RAISING , ITS EIGHTER VIOLENCE OR CHECKMATE.


Nkust 3 months ago

Umwe neumwe anofanira ku support party yaanoda anodao zanupf usununguka ku support kunyange ichiita run down the country anodao mwonzora osunungkao kumu support ve ccc vosunungukao kwete zvekutorerana mota asivo choda kuvudziwa ccc kuti kana dziridzo politics dzacho dzekutu mogariswa pasi hazvibudi madii kudzorera pane kugariswa pasi fight back not to be crying babies ini mudhara wangu aidzorera ariku zapu he would team up nevamwe paiuya ana Mudenge ne team yavo vaivawana vari prepared paigwiwa zanupf was and is like that till today pa violence ndidaneiwo please


Zvagarazviriko 3 months ago

Hanz hetovarakasha ndoviolence yavajaira zvino gwendo gudo hazvigoni kubva rinhi vanhu vachirohwa but hatadzidze opposition kuvemo munyika kungot vanhu vakakurira mukutambiriswa chikafu muzanu vakaendeswa kuchikoro nebeam vanonetsa kujaira kupohwa tumbei tusingameri itiswaizvenyu dzinzarose ndariudz kut ngapinde zvake zvake mkomana CCC forever


Vybz Kartel 3 months ago

Chibato Chakaora Chemubatanidzirwa ngachirohwe sterek kuputitsa chaiko taneta netumbwa twa Chamisa twunongo uya pano twuchi ukura apa hapana kana anoziva ballot booth.✊✊✊✊


Vybz Kartel 3 months ago

Handidye kumba kwako ini

Sponono 3 months ago

Vybz urirombe uchafa urirombe the same goes for your family

Vybz Kartel 3 months ago

Kupinda mutoilet munouwanza mutoriro vanhu be CCC tichakugadzirosai size muchakanganikwa

Hameno 3 months ago

Pamberi nebato rinotadzisa imbwa dzezanu kugarisika pamberi nekupa mabasa vechidiki ngapinde zvake mkomana CCC forever

Dekk 3 months ago

CCC


@nahoreka. 3 months ago

yu lacoste cabal can shriek and shrill and huff and puff, but we the citizen will never turn back. We shall much day and night for CCC, and we much for bread. We know the junta will try hard to supress the people, but we the citizens will free ourslves. We know wher we are going, we know where we are from. We ar leaving Babylon, we are going to the promised land. Go Zimbabweans go! Victory is certain.


Nelson 3 months ago

kana zvkatarwa kuti mwana uyu achatonga Zim azvichinje


Ellen 3 months ago

Kkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkkk


Venom 3 months ago

Matofo eZanu PF Violence dzega dzega sure a hungry man is an angry man


Cde 3 months ago

Yaah magona MA comrades, next time pisai nemoto chaiwo kkkkkkkk,


Hameno 3 months ago

Munowanei apa

Live 3 months ago

Dr so called Nero it's good to support what you believe is wright no one kuCCC anovenga oneone from zanupf cz CCC ikahwina on upcoming elections mazanu and other political parties achangoramba ari maZimbabweans, but concerning this issue yekuKwekwe who is a DICTATOR sekufunga kwako iwewe n sei uchifunga kti CCC inofanirwa kunge isisiko yr on point of view yekti CCC inofanirwa kunge isisiko even maleaders ezanu of ana E D Mnangagwa nanaChiwenga havatowirirani neidea yako iyoyo n inoratidza kti zanu of yese they support each not for real inoratidza kti zanu yese is full of bootlickers so dnt ever think ukataura vanhu vakaombera unenge wagona kutaura vamwe varikutoombera kti uwedzere kubudisa kurasika kwako ,if it is the wright time for CCC to lead this nation hazvichinje nkti kune vari kuzanu vasibgade cz hazvibve kuoffice dzezanu of so abuser mastates resources media n security forces kwese hakushandure urongwa hwehigh office kana zvakarongwa kudaro


Hameno 3 months ago

Manje baba gwendo guno hazvigoni nekut dezvaishe wechidiki pabasa hatipinze basa harahwa isu huya kuno keghetto usahukura kids kutyisa vanhu taramba kutongwa nemasasikamu enda unonyoresa zita kumbeu nezanu yako ikoko hemuniki ifai kana makura musati sembura harahwa

Dr Neroh 3 months ago

@ Live ishungu dzako chete dzekuti dai Chamisa atonga zvinova zvisingaitiki.How many times you people from ccc pese pabuda nyaya isinei nepolitics muno mhanya kuti mabasa ezanu .You people mune kamentality keviolence maresources ndiwo anozo kuitirai mashoma munotaura kwamusina kuswera .Does that make sense kuti munhu aka supporter Zanu pf momutuka muchiti idofo irombe hee ma t shirts nefertiliser imi wacho wano supporter zvisvinu makabvira rinhi muchingo rakashwa pama elections .Hazvishamisi iye wekunzi atorerwa mota ndiye anenge atotanga kudenha vanhu wari kuzvifambira munodenha you people kana madzorerwa momhanya pasocial media anyway tinga rebese nyaya Chamisa haatongi for nw aita mwana mudiki ngaambokura other wise for the next 20 yrs to come ozopinda hake

Dr Neroh 3 months ago

Yaaa hamusati matanga 2023 munosvika musisina CCC muno muzimbabwe kuda kutiisira kadictator panyanga hakuna zvakadaro muchange madzama semadora takukushayai kuti ko vanhu waye waimboti heee ccc wakaendepi inonzi Zanu pf chiororo .Pasi naChamisa pasi nevatengesi pasi neka dictator ako kamu satanist


Sponono 3 months ago

Kana uri sewe Dr Nero pafeya ndokumamisa ndipe # dzako

. 3 months ago

N'anga dzaChamisa chamunogona kutuka chete chimwe chii manje 2023 hakusi kure ticha kumamisai zvenyu dzungu rese richapera

Raslalo 3 months ago

Twuchende twako

Vybz Kartel 3 months ago

They should have burnt it neku bholoncha who ever was driving it😂😂😂😂✊✊✊✊✊


Hulk Hogan 3 months ago

@Tkt sende le mpisi mfana,lizonya.Out you go.Enter CCC


WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI 3 months ago

I WILL SPEAK AGAINST POLITICAL INTIMIDATION WITHOUT FEAR OR FAVOUR BECAUSE NOONE SUPPORTS HOOLIGANISM IN ZIMBABWE.

ZANU PF HAS STARTED A VERY BAD PRACTICE. THEY MUST STOP HARASSING OTHER POLITICAL PARTIES. ALL OTHER PARTIES MUST BE FREE TO LAWFUILY CAMPAIGN AS THEY WISH.

POLICE MUST NOT BE USED BY ANY POLITICAL PARTY. THEY MUST REMAIN RESOLUTE ON PROFESSIONALISM

ON WEDNESDAY THERE WAS AN INCIDENT WHICH INVOLVED POLICE WHERE POLICE TOOK TIME TO QUESTION CCC PARTY OFFICIALS ON THEIR MEETING'S. THIS IS INTIMIDATION WHICH TOP BRASS IN ZANU PF DOES NOT GO ALONG WITH.

THE KWEMWE INCIDENT THERE IS A CASE OF KIDNAPPING AND MALICIOUS INJURY TO PROPERTY. POLICE MUST ARREST THE WRONG DOERS AND CHARGE THEM.

YOURS SINCERELY
CDE KUFA KWANGU ZVAROVA
[ THE BUSH LAWYER ]


Kakistocracy🤣Muchakaka 3 months ago

Mindset dzevamwe vanhu soo ummm unotongoona kuti tiri parwendo RWEKAKISANO. And it's not about the 'kandry' but about 'cartels' that run mafia gangs to oppress the citizens.
Zvisinei hazvo ini ndinoti
Yellow Brigade.
Zvekuitwa macondom and tissue papers nevamwe varume/vakadzi ndaramba.


Muzie 3 months ago

Pamberi be ccc


Ginious 3 months ago

Pamberi

3 months ago


Tkt 3 months ago

@Hulk,

manje uzakunya bra, ukuNYA kwama qini that wont work


Sponono 3 months ago

Tkt you have the guts yekusupporter a party which contributed mukugurwa maoko asekuru vako nxaah urizimuroyi

Tari 3 months ago

Tkt uzwanjani nxa u support-a i party ele violence kangaka. Kutsho ukuthi lyakwazi ukuthi lizadliwa come 2023 and selisesaba 😅😅😅😅😅😅. Lonke lidali xem😅😅

Wamambo90 3 months ago

Haa this behavior must stop mazanu, imi itai zvenyu isu tiite zvedu kumbunyikidza vanhu handiko kudiwa.Anyway itai nguva yedu ichakwana

Freedom train is coming,#ccc2023
Yellow fever👍🇿🇼
Ngaapinde hake mukomana

#citizens#


Hulk Hogan 3 months ago

@Bulawayo .Silikhangele,sithule kodwa sohlangana ngo X.
CCC YELLOW for life



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback