Pindula
Register Login

Woman Claims A Voice During Prayer Session Instructed Her To Kill Own Children

Woman Claims A Voice During Prayer Session Instructed Her To Kill Own Children

A 24-year-old woman from Buhera, Manicaland Province, has been arrested for murder after she crushed her two-month-old babyโ€™s head against a rock and killed him during a prayer session.

The woman, Mary Rukobo, from Mashangana Village in the Muzokomba area in Buhera said she heard a voice instructing her to kill her two children, including the now-deceased, while she was engaged in prayer.

Police said the matter came to light after Rukobo confessed the murder to some villagers. Police said in a statement:

Police in Muzokomba have arrested Mary Rukobo (24) in connection with a case of murder that occurred on 19/01/23 at Mashangana Village, Buhera.

The suspect allegedly confessed to some villagers that she crashed the heads of her two kids against a rock several times during a prayer session after hearing a voice to kill all the kids.

One of the kids, Calvin Maputsa (2 months) sustained head injuries and died on the spot, while another kid (2) sustained a swollen head and was admitted at a Murambinda Mission Hospital.

Share Article

Sponsored

51 Comments

Mainini 2ย weeks ago

Vainamata Mwari vatinoziwa here , Jehovah Wamasimbaoese kana kuti vainamata satan uuuum uyu mweya ve**** chaiwo


passion to 2ย weeks ago

hakuna kunamata kwakadaro

๐’๐’๐’… ๐’•๐’†๐’”๐’•๐’‚๐’Ž๐’†๐’๐’•๐’† 2ย weeks ago

๐’Ž๐’˜๐’‚๐’“๐’Š ๐’‚๐’Œ๐’‚๐’•๐’–๐’Ž๐’‚ ๐’‚๐’ƒ๐’‰๐’–๐’“๐’‚๐’‰๐’‚๐’Ž๐’‚ ๐’Œ๐’–๐’†๐’๐’…๐’‚ ๐’Œ๐’–๐’ˆ๐’๐’Ž๐’ ๐’“๐’†๐’Ž๐’๐’“๐’Š๐’‚ ๐’‚๐’Œ๐’‚๐’•๐’๐’“๐’‚ ๐’Š๐’”๐’‚๐’Œ๐’‚ ๐’Ž๐’˜๐’‚๐’๐’‚ ๐’˜๐’‚๐’Œ๐’† .๐‘จ๐’ƒ๐’‰๐’–๐’“๐’‚๐’‰๐’‚๐’Ž๐’‚ ๐’‚๐’Œ๐’‚๐’ƒ๐’‚๐’•๐’‚ ๐’Ž๐’˜๐’‚๐’‚๐’๐’‚ ๐’˜๐’‚๐’Œ๐’† ๐’Š๐’”๐’‚๐’Œ๐’‚ ๐’‚๐’„๐’‰๐’Š๐’…๐’‚ ๐’Œ๐’–๐’Ž๐’–๐’Š๐’•๐’‚ ๐’„๐’‰๐’Š๐’ƒ๐’‚๐’Š๐’“๐’ ๐’‚๐’”๐’Š ๐’‚๐’Œ๐’‚๐’›๐’๐’๐’›๐’˜๐’‚ ๐’Š๐’๐’›๐’˜๐’Š ๐’“๐’Š๐’„๐’‰๐’Š๐’Ž๐’–๐’–๐’…๐’›๐’‚ ๐’Œ๐’–๐’•๐’Š ๐’•๐’‚๐’“๐’Š๐’”๐’‚ ๐’”๐’†๐’Š ๐’Œ๐’˜๐’†๐’ˆ๐’˜๐’†๐’๐’›๐’Š ๐’Œ๐’–๐’๐’† ๐’‰๐’˜๐’‚๐’š๐’‚๐’๐’‚

2ย weeks ago

ivoice ramwari here iri kana kuti ndera satan zvimwe ityai mwari


2ย weeks ago

KwaMwari hakuna vakadaro inhume dzasatan idzi


naume 2ย weeks ago

Ummm nhy veduwe chiiko chakamupinda kuti aite izvozvo ,haana kurwadziwa nenyoka yekuzvara hre


ff 2ย weeks ago

kurwadziwa nenyoka yekuzvara?

NHUBU 2ย weeks ago

ndatoshayawo kuti nyoka iri kupinda papi apa๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ๐Ÿคฃ

Lost Sky 2ย weeks ago

Hanzi nyoka yekuzvara yadii, zviri kumbobziiko na Naume

Kunonaka Kuzvara 2ย weeks ago

Nyoka yekuzvara hairwadze unenge uchinakirwa zvekuoma gotsi kuti papata pamunenge muchi sviirana

mlambo naume 2ย weeks ago

kurwadza kwenhumbu ndonyoka kwete yamunoziva iya

NHUBU 2ย weeks ago

ini ndanga ndafunga kuti pamwe ane mhungu yaanogara nayo yakamuudza kuti uraya mwana wake idye zvayo nyokayo

Mukuru wenhendende( mupupungwena) 2ย weeks ago

Mapurisa kandai munhu mukati anotaura chokwadi


cid 2ย weeks ago

hapana kana inzwi raakanzwa ,kuremerwa nekuchengeta vana bedzi nekuzungaira, mapurisa kandirai mkati benzi ra mai


Marko Time 2ย weeks ago

Ndiyo Maputsa vanonamata kwaMarange here avo

Sponsored

naume 2ย weeks ago

ngavamuiise mutirongo


2ย weeks ago

Correct @cid Akaremerwa nekurera vana Hazvishamisi kunzwa kuti she is a single mother


naume 2ย weeks ago

haungatadzi kuriritira vna waunenge wakazviitira wega one aimanikidza Kuti vhura makumbo hre munhu anenge Aine imweya weumhondi

individual 5 2ย weeks ago

maihwii


saint 2ย weeks ago

mweya ye **** iyo. Ko munombo kwirwireiko n.yoro musingashandise ma contraceptives imi muchiziva kuti vana vacho hamuvade. Vakadzi vakadai must rot in prison


Condomu 2ย weeks ago

Nhai iwe Saint asi hauziye musiyano we**** neyakaputirwa mu****u. Yemu****u hainake munhu anoti chauya chauya kana rabata zemo apedza ndopanoti kokana ndabata njovhera

las vegas 2ย weeks ago

satanism iyo akanyatsorohwa anotaura mushe kuti izwi rakazwa rakabva kupj


Sฮนแƒงฯƒแƒงฯƒ 2ย weeks ago

voice is voice, even Abraham told by God to kill his son. God give power to kill that's why David killed Goliath, Samson killed a lot using power from the almighty. God knows and had already arranged everything for everybody, Satan don't have any power. Jesu akati, "Regai vana vadiki vauye kwandiri"


2ย weeks ago

So your God is evil ๐Ÿ˜ˆ Mmmm

stallion 2ย weeks ago

please musapinza Mwari pavasingakwani munorobwa neshamhu yakaipa . Zvana Abraham vana Samson Nana David aiva ma assignment aMwari vamene vachida kutaridza huvepo hwavo kuvanhu vavo Maybe the correct point ndeyekuchengeta vana ava life is very tough in our country hatidi kufadzana nhema tichiti zvinhu zvanaka hapana chakanaka vanhu vanenhamo kutya kutaura chete

Me 2ย weeks ago

this woman is a shedevil hakuna Mwari akadaro


Dr 2ย weeks ago

Mwari huyai maprayer warriors aya atanga๐Ÿ˜ ๐Ÿ˜ 


tsitsi 2ย weeks ago

vakanga vafunga zvebhawa sis avo ,manje Jeri rinova orora.vhurai makumbo mambofunga kuti zvinogumira kupi + shandisai macontraceptive kana muchida ****


tsitsi 2ย weeks ago

vakanga vafunga zvebhawa sis avo ,manje Jeri rinova orora.vhurai makumbo mambofunga kuti zvinogumira kupi + shandisai macontraceptive kana muchida ****


samanyika 2ย weeks ago

mai avo im b o ro isina chimusoro.haungazvare mwana kuti umuuraye


NHUBU 2ย weeks ago

vakadzi makawoma zvechokwadi,


Mhanduwe 2ย weeks ago

Satanism chaiyo.


CID Muvevi 2ย weeks ago

muunzeyi kunokwatiri unotaura zvese nekuti vakabvisa nhumbu ngani ndini CID Muvevi ndino dealer naye


mufundisi peter 2ย weeks ago

Ngauye timunamatire mukadzi uyo ane dhimoni


Sฬธiฬธyoyo 2ย weeks ago

I realised that woman must go for medicals before got jailed, otherwise she was/is mad because nobody can sacrifice to kill minor children


The Adjudicator 2ย weeks ago

Yu re assassinating the King's language. Pliz kana waAmai tinonzwa.

CID KUMVEMVE 2ย weeks ago

Ndinonzi CID KUMVEMVE from mutorashaga ngaiunzwe kuno nyanya iyo titambe nayo inotaura zvakanaka kuti yakatunwa nani kuuraya vana


pasi na siyoyo 2ย weeks ago

@siyoyo 1st learn how to write proper English ...wozotiudza nyaya yako zvakanaka ..coz tikudzokera kumas**** patirikuverenga ma comments Ako


Mayaya 2ย weeks ago

Mukadzi uyo Ano rwara ne brain,arikunyepa uyo haana kana voice raakanzwa munzeve dzake.Iyo i statement yekunyepa aifunga kuti mapurisa achamu regerera.


Mayaya 2ย weeks ago

Mukadzi uyo Ano rwara ne brain,arikunyepa uyo haana kana voice raakanzwa munzeve dzake.Iyo i statement yekunyepa aifunga kuti mapurisa achamu regerera.


The Adjudicator 2ย weeks ago

Another Muvhevhi frenzy..Zvinoti kana zvamubata zvemweya wekuhondo zvechiZanu-Zanu ,anonzwa kuda kudeura ropa.


Hodza 2ย weeks ago

mu satanist uyo


Murozvii Mukuru 2ย weeks ago

Mweya wakaipa wakamubata nesimba mu**** uyuu eish porisi tambai naye


Tagz 2ย weeks ago

Vanhu vakunamata Satan mazuva ano......mwari tibatsireiwo


Phobho 2ย weeks ago

kana zvichinzi nyoka yekuzvara hazvirevi nyoka yamunoziva kkkkkk asi kana uri mushona unofanira kuziva


NHUBU 2ย weeks ago

kuziwa kuti munhu anochinja kuita nyoka kana akuzvara here???? ndikushaya pazvinowirirana apa nyoka iri kupinda papi apa

mlambo 2ย weeks ago

kurwadza kwenhumbu ndoyatinoti nyoka

stallion 2ย weeks ago

hello


mlambo naume 2ย weeks ago

kkkkkkk vnhu havazivi kuti i kurwadza kwenhumbu ndoyatinoti nyoka nhubu ,lost hvazvizive


big dhara 2ย weeks ago

kandai mujere mapurisa humhondi huri pachena


Dr tsmba 2ย weeks ago

zvakaoma hakuna chinamato chakadai



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback