News
Market
Jobs
About
Contact
List Product
Register
Login
Generate
WhatsApp Message
*Experts To Investigate Earth Tremor Felt Before Cyclone Idai- Mnangagwa* *Follow Pindula on WhatsApp for daily new updates* https://whatsapp.com/channel/0029Va84dngJP21B2nWeyM3v?pl President Mnangagwa has said Government will engage experts to investigate an earth tremor that was felt in Chimanimani before Cyclone Idai hit the district last week. Mnangagwa said this during his tour of Chimanimani to assess the extent of the damage caused by the cyclone and meet the affected communities to evaluate their immediate needs. Said Mnangagwa: ---------- *Latest itel S24 now available on Pindula* $124 Cash on Delivery in Harare & Bulawayo. WhatsApp: 0️⃣7️⃣8️⃣3️⃣ 4️⃣5️⃣0️⃣ 7️⃣9️⃣3️⃣ ---------- > Mutsindo wavakanzwa uchirira ndobva makomo atanga kusundidzira ivhu rinopisa richiyerera nematombo asingawanikwi munzvimbo iyoyo akatozara mahombe ayifamba achitsvanya dzimba, achitsvanya zvinhu zvakawanda asi asiri matombo anowanikwa munzvimbo iyoyo. Matombo akabva pasi hatisi kuziva kuti zvinorevei asi tichabvunza nyanzvi kuti zvinorevei. Mvura yakazouya kwatova imwe nguva. Yakazouya mvura ikatutsirawo kuparadza asi zvinhu zvanga zvatoparara kare. More: Chronicle _If you found this article useful_ *Please support Pindula by forwarding to friends and groups*
Copy to clipboard
Give us Feedback
Full Name
WhatsApp Number
Feedback
Submit
Feedback