News
Market
Jobs
About
Contact
List Product
Register
Login
Generate
WhatsApp Message
*Video: Mugabe explains how Moyo's grudge with Mnangagwa started* *Follow Pindula on WhatsApp for daily new updates* https://whatsapp.com/channel/0029Va84dngJP21B2nWeyM3v?su President Robert Mugabe recounted how the fallout between Professor Jonathan Moyo and Vice President Emmerson Mnangagwa started. Moyo’s fallout with Mnangagwa started after the later failed to defend him when the Tsholotsho Declaration was exposed. Said Mugabe: ---------- Pindula is best experienced with the Android App. *Download APK here:* https://zero.pindula.co.zw/media/apps/apks/pindula23.apk _On Econet, Pindula does NOT use your data_ ---------- > Uyu anonzi Professor Jonathan Moyo hameno kuti vakasiyana papi naana Cde Mnangagwa, pane Tsholotsho. Vakamboita Tsholotsho vari pamwe chete. Vaiva kokana na Gushungo uyu arikubhora uku, Chiyangwa. Ndokwavakavamba ikoko zvichinzi ma chairmen ose ngauye vasangane ikoko kwaZvimba kumba kwa Chiyangwa. Havo murikitira ma chairpersons vonosangana ikoko ndokwavaironga ikoko kunzi ah aiwa vaMugabe vanosungirwa tivareplesere. Tosapota ani, tosapota Mnangagwa. VaMnangagwa vakanga vasiko ikoko asi vana Chiyangwa naana Jonathan vaive ikoko. Hezvo vochizobva ipapo zvonzi ngatichinopedzeserai nyaya dzedu ku Tsholotsho kwaana Jonathan Uyo wainzi ndiye mukomborerwi waiitirwa izvozvi, kana akanzi huya ikoko akatadza kuenda ikoko iye anoiti ndakanga ndakabatikana nezvimwe achitaura kwandiri. Asi vakanosungana kuTsholotsho ikoko isu ndokubva tazvidimbura. Tikati ah hoo ndianani vari kuTsholotsho? Ndokubva tavaranga vamwe takava suspender zvakati kuti, naiye Jonathan zvimwechetezvo we suspended him. But anoti it is at that point yaakaita differ navaMnangagwa because Mnangagwa did not come out to support them. Wakangoramba akahwanda ari distant from them. Havo vosuspendwa asi wavakanga vachirwira haana kubatwa ne nyaya yacho nkuti haana kuenda kwwaChiyangwa haana kuenda kuTsholotsho. Watch the video below for the full speech by Mugabe: itel A50 now available on Pindula at $84 64GB storage, 2GB RAM. _ideal for light usage_ _If you found this article useful_ *Please support Pindula by forwarding to friends and groups*
Copy to clipboard
Give us Feedback
Full Name
WhatsApp Number
Feedback
Submit
Feedback