Home
About
Contact
Register
Login
Generate
WhatsApp Message
*itel S23 or itel P40+ Ndeipi Foni Iri Nani? (Shona)* *Follow Pindula on WhatsApp for daily new updates* https://whatsapp.com/channel/0029Va84dngJP21B2nWeyM3v?xw Nhasi tokubatsirai kunzwisisa musiya we foni 2 idzi: itel S23 ne itel P40+ Zvinogona kubatsira vari kutsvaga mafoni. *Kumhanya kwe foni (RAM):* Speed ye foni inobva paRAM neProcessor. S23 ine 16GB dzeRAM (8gb + 8gb extended). Ndiyo inomhanya kupfura P40+ iri pa 7GB chete. ---------- itel A70 256GB $99USD WhatsApp: https://wa.me/+263715068543 Calls: 0772464000 ---------- *Kumhanya (Processor):* Processor inobtatsira futi pa speed, kunyanya things like kutora maphoto akanaka. Pa processor, dzese dzakafanana. Dzine processor inonzi Unisoc T606. *Kuchengeta moto (battery):* paBattery P40+ ndiyo inotora mukombe. Battery rayo rine 7000 mAh. S23 iri pasi nekuti ine 5000 mAh chete. Saka kana moto wakakukosherai, P40+ ndiyo foni yamunofanira kutenga *Storage:* Iyi storage ndeyekuti inochengeta zvinhu zvakwanada sei mukati mayo. Zvinhu zvakaita sema photo nema video. Pafoni mbiri idzi, storage yakangofanana. Dzese dzine 128GB. *Back Camera:* Hapana anoda camera isinganyatsotora zvakanaka. yeS23 camera ine 50 megapixels. P40+ ine 13 megapixels chete saka inokundwa nekure. Asika ma photo akanaka haabviu pama pixels chete. Idzo 13 megapixels tikatarisa ma photo achiri pafoni ipapo anogona kutofanana pa quality. Zvinozosiyana kana mukada kuno printa ma photo acho. Saka tingangoti kana usina basa neku printa ma photo, camera idzi dzakangofanana. ** *Camera yepamberi:* Pane iyi camera dzakafanana. Dzese dzine 8 megapixels. *Kukura kwe Screen:* P40+ ndiyo ine screen hombe kudarika S23. Screen yepa P40+ i 6.8 inches. yepa S23 i6.6 inches. Musiyano wacho unotooneka sitereki kana dziri paside nepaside. *Price:* itel S23 inoita $119. itel P40+ inoita $116 Dzese dziri 2 munokwanisa kudzitenga ipo pano paPindula. www.pindula.co.zw/market/ _If you found this article useful_ *Please support Pindula by forwarding to friends and groups*
Copy to clipboard
Feedback