Home
About
Contact
Register
Login
Generate
WhatsApp Message
*Mugabe speaks on successor's qualities* *Follow Pindula on WhatsApp for daily new updates* https://whatsapp.com/channel/0029Va84dngJP21B2nWeyM3v?iz Addressing Zanu-PF supporters and well-wishers who attended this year’s edition of the 21st February Movement celebrations, President Robert Mugabe said that his successor should be strong who will not reverse the land reform programme. He also said the person should have traveled the revolutionary journey without turning back. Said Mugabe: ---------- Latest itel S24 available on Pindula: 128GB storage $119 USD WhatsApp +263783450793 ---------- > Ndinenge ndichitarisa kuongorora kuti pamhuri yandinayo vakasimba ndevapi. Vane rwendo rwurefu, vasingadududze ndevapi. Ndovatinenge tichitarisawozve musi wacho kana wasvika nekuti hatidi leader anozoti, haa zviya zvaiitwa naVaMugabe zvekutorera varungu mapurazi zvakashata ngativadzoserei. Apo ndopatingabatirane tsvimbo. Kunyange taenda mudzimu unomuka kuti mave kupa zvakare nyika yedu kumabhunu. Ko icho chativava chii? Ndiri kudaro nekuti ava vatakange tinavo nezuro ava vana Mai (Joice) Mujuru ndozvavari kutotaura kuti tichadzorera mapurazi kuvarungu tichiti ah saka nguva yese yatakange tinemi ndopfungwa dzamunadzo. Pasi nemi. Hatidaro. More: Herald itel A50 now available on Pindula at $84 64GB storage, 2GB RAM. _ideal for light usage_ _If you found this article useful_ *Please support Pindula by forwarding to friends and groups*
Copy to clipboard
Feedback