Pindula
Register Login

WATCH: Zimbabwean Woman Stranded In Oman Cries For Help

WATCH: Zimbabwean Woman Stranded In Oman Cries For Help

A Zimbabwean woman, Fungai Manyara stranded in Oman, Middle East, has cried for help saying her bosses locked her in the house and she does not have any money for a ticket to Zimbabwe. She appeals for help saying she has gone for three days without food. Several Zimbabwean women travelled to Oman in recent years after being promised an average of US$700 per month to work as domestic helpers in the Middle Eastern country but were disappointed after they were turned into slaves. Video credit: Theophilus Tshuma, ZBC News.

More: Pindula News is best enjoyed via the App. Download it here

Share Article

Sponsored

22 Comments

Zim 1 2 months ago

kusina mai hakuendwi


Devanche 2 months ago

Its so sad to note that bt these things had bn going on in many countries for long pple especially women must be careful and not only be lured into such bogus activities, by being prmised greaner pustures and high paying jobs. Hope she will get help and has leant something and forgotten nothing


Boggled mind 2 months ago

Our women don't have ears to for warnings have been said more than a thousand tymz. Our ladies don't listen. Maybe besides then commenting in the media after such this case, the government of Zimbabwe should have at least 30 minutes of air daily on TV and radio decampaigning Oman jobs whatsoever. It's now becoming too much.

Blessing Chando 2 months ago

Mmmmmm this becoming too much. Manyanyonetseka zvekudii ko nhai hanzvadzi dzedu kuti muende kuno**** nembwa dzese kudaro? Dzikamai mhani. Motirwadzisa


Bhuru 2 months ago

Munoti vadii, coz muno macho ma1 kuti munhu ararame.... Regai zvakadaro

judith erengwi 2 months ago

ini i got job offer as a restaurant receptionist i flew there umm its tough guys if i narrate it all tears will fall my cheeks its so painful,it came to light after i emailed one of my former xulmate


Imwe Mbeu 2 months ago

😢 sorry

Nkust 2 months ago

Aiwa not just ku amen ikoko, kwese murikubatwa sembwa asi kuti problem yema Zimbabweans kubva kuneari pasi pasi kusvika kuvatungamiriri munhu wese anongoda kuita better than one another kungomuka ari better ndiko uchiona chero anakasukuwere vanoba mari vanotenga dzimba dzakanaka kunyika dzevamwe kuti kana ari pa bhawa anenge achiti ndo collector rent kuna dubai ndidzo fungwa dzatinadzo vamwe varikunhanzviswa zvisingadhliwi kunze uko asi havatauri kusvika zvazvika apa panenge ku Oman kwacho ngatingovai vanhu tese tite zvinhu munyika medu


🤨🤨 2 months ago

Kuzoti ma Zimbabwean ko iwewe uri chii may be uri ****

mai D 2 months ago

@Jimmy..kana usina zvekutaura kokungonyarara hako than kutaura zvinobhowa


Sponsored

🤨🤨 2 months ago

So sad anobatsirwa sei manje plus imhosva ye zanu iyi ndiyo yaoresa nyika


No 2 months ago

kunenge kuri kuedza kuraramisa mhuri


mwenewazvo 2 months ago

haaa vamwe vanhu unobva watoona zvaari chero usingamuzive.kuri kuda kunzi unogona kutuka zvokuti here 🤔🤔🤔🤔


Bones 2 months ago

Ko,pawakapromiswa Air ticket aunakumbotiudza ukaendawakanyarara wani ,zvadiiiko nhasi wakuchema uchitiudza zvagozha?


Jah🇿🇼Tsvarie-07 2 months ago

Iyo mari yakawanda haiwanike nekushanda uchibuda ziya.
Vakapfuma kazhinji vakadzidza zvakapfurikidza vamwe imbavha kozoti vezvikwambo 😂 kwete kuti unganzi unopihwa $700 kungoita floor manager 🤔 waunokorobhera wacho achihora marii coz nyika dzakabudirira US$ rine value yaro chaiyo kwete zvemuno kuti chingwa stale bread inonzi $1 for 2 😀

Ndakaona imwe TV show varungu vachidya honye to get $20 and that tells you the real value of US$ 😂 wozoti ungapihwe $700 jus to manage floor inotsikwa ahii itai mushe maZimba money doesnt grow on trees...


Mambo 2 months ago

guys nyaya yeku Oman yakatanga kutaura around 2015 dnt go to those countries bt imi munenge muchit murikunyeberwa musade zvinhu zvakachips kudaro now makupinda ma1 find an access to run away then woenda kuZimbabwean embassy they will help you


Nyarie 2 months ago

there no embassy of Zimbabwe in Oman

nationalist 2 months ago

zimbos are so divided against each other that we can't get together under foreign attack like this one.other nationals come together to fight an enemy especially a foreign one.
This sister needs our compassion not hate.there is nothing wrong with trying ,yes she tried and failed,we all learn from mistakes.
please gey our sister even the foreign missions must help a fellow country person in problems of such magnitude.our intelligencia must help and not be alert to political threats only.


Putin 🇷🇺 2 months ago

munoenderei nyika inovakwa nevene vayo 🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼🇿🇼 hallelujah God bless you all



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback