Pindula
Register Login

WATCH: We Can Amend Constitution To Make Mnangagwa Life President - VP Chiwenga

WATCH: We Can Amend Constitution To Make Mnangagwa Life President - VP Chiwenga

Vice President Constantino Chiwenga has endorsed President Emmerson Mnangagwa as the ruling ZANU PF’s presidential candidate in the 2023 elections.

The former military boss who doubles as the Minister of Health and Child Care said the party was even willing to amend the Constitution to enable Mnangagwa to be a life president because “he is the one we love.”

His remarks come amid reports of factionalism in the governing party with some saying Chiwenga is leading a faction opposed to the president.

The ruling party has on many occasions dismissed the reports as wishful thinking while some are saying the reports are a creation of the ruling party to divert the public attention from the biting socio-economic crisis. Watch the video below for more.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

14 Comments

Baba juju 5 months ago

Iwwe unozviti election observer haisi mhosva yako tanga wabvunza mai vako kuti baba vako varipi..shithouse mwana wemusango..zim haisi ue zanu..nyika ino ndeya Mwari wanzwa..useles pig


Mujumba 5 months ago

N'anga dzenyu dzirikukunyeperai vanu veZanu kuti nyika ndeyenyu Smith aitmbozviitawo izvi but time is the best Councillor zvenyu zvekuti maguta mari dzekuba mofunga kuti makapenga muchazopengenuka henyu God is control


Tk 5 months ago

Misoro bhanku yenyu kuchinjei ipapa ndokugadzira nyika here tsvee zvinebasa biz nezvisina maturo ..zanu yuths makaputirwa nemidzimu yerima saka mukuona zvakanaka here ivo vachida kurambira pachigaro muchashandawo rinhi


Ghetto yut 6 months ago

Register to vote vapfanha


ED 6 months ago

Vision 2030

Life President, iwe uchidawo kupapinda musanyepera vanhu. I'm keeping a close eye on you.

Yours truly

Ngwena


Sponsored

More
Sam 6 months ago

Register to vote.....


Shadows 6 months ago

@sir, @rg @shit , haaa marwadziwa. Kkkkkkkk go and register to vote. Pfeeeee


Coming soon 6 months ago

Haaaaaaa 😱 Ipindula chaiyo kkkkkkkkk


Terminator 6 months ago

Kkkkkkkkkkk🤔🤔🤔🤔🤔


Sir 6 months ago

Muchavhoterana muri 2 maybe haa mauraya nyika shuwa misoro bandamba mese muri two ndine hasha so


R`G 6 months ago

Time will tell


Shit 6 months ago

Shit yemunhu...dhemeti... Daia akafa mazidhara aya.. Nxaaaa zimbabwe haizi zanu pf..mhani.. Shit.. Mazikudo evanhu.. Nxaaa ndopaunowona rimwe zvimu youth rezanu pf risina kana nduhwe richichiti ed pfeee.. Nxaaaa mazipenzi .madusvura.


Election Observer 6 months ago

Iwe unozviti 'SHIT'wagara uri shit zvomene, asina nduwe ndimai vako problem yaunayo ndeyekusuppoter tumapato tusina direction, isu vana muzvinapembe 'Zanu Pf' hatina kana stress coz zvese zvirikufambidzana, sorey hako chenjera kuita BP or diabetess , Zanu PF is the onlt way to go, kuzvida kana kuzviramba Zanu Pf inogona , 😎 pamberi neZanu PF ,

Sam 6 months ago

Register to vote .....


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback