Pindula
Register Login

WATCH: War Veterans Taken To Court

WATCH: War Veterans Taken To Court

Share Article

Sponsored

More

9 Comments

General 8 months ago

Vaitwa zvakanaka vasungwa ava ,ndokuti vavhure meso vaone kuti party yavo haiite ,vasungei chaizvo kisvika vachangamuka


Chifinhuboss 8 months ago

It's so sad that most of us here still choose to be blind whilst the light is shading to the world #respecthumanrights and stop using covid19 regulations as a weapon to suppress the weak


Lexus 8 months ago

Vava kuzosimudza musoro ikozvino makore 41 vanga vasingazvioni here


Bright 8 months ago

Bt why


Irvin Letha 8 months ago

Ngaapinde hake mukomana 🤓🤓🤓🤓🤓🤓


Gumbers rubber 8 months ago

Ngavagutewo pavakabvira kupachikwa

Sadza nenyama tichibikira muhondo tichizvipa kuti zvidye

Mapurazi zvakatora kurima zvatadza ave masango pakare
$50 000 ndiyozve yakaondomora hupfumi hanti vamwe vakapenga nayo

Apa voti tipei imwe, yei?


Sponsored

More
Zulu 8 months ago

Demo yemasunctions pane vakasungwa here across the country 😂😂😂😂


Gracious 8 months ago

🤣

Mlubale Leonard Ndlovu 8 months ago

Here I differ with the law authorities,why are they being taken to court,the covid 19 regulations are not being observed by leaders themselves,they are political gatherings being done all over the country,peaceful demonstrations are not a sin or an offense,A HUNGRY LION IS AN ANGRY LION



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback