Pindula
Register Login

WATCH: VID Officials Caught On Camera Taking Bribes

WATCH: VID Officials Caught On Camera Taking Bribes

Share Article

Sponsored

More

18 Comments

john 3 months ago

pakaipa


Abhero jr 3 months ago

mugataure zve pa road ye ku Blue ridge,Mari inotorwa pa Eastlea VID per day inozara saga ne half .Musiyei atorewo.
15 Billion still still


Osama 3 months ago

Kutsvagawo kurarama. Not their fault


Osama Nxebalenkunzi 3 months ago

Wena sutshontshe ibixo lami

Executioner 3 months ago

Regai vazvidyire chinyika chashakara ichi


Gain 3 months ago

Bribes always come in on the face of extortionate fines charged by the gvt. Fines are not proportional to what the general masses earn.


chikiti.. musavengana 3 months ago

hazvina kana basa izvo hakuna kwazvisiri musarwadziwe kana munhu achiwana mukana wekutora mari regai atore coz zvinopfuura


Sponsored

More
Tombstone 3 months ago

Regai adye ndiye adii


Tombstone 3 months ago

Regai adye ndiye adii


vid 3 months ago

ko vamwe vakadya 15billion


Mai kiki 3 months ago

yah VID tora Mari United


unseen 3 months ago

ngaidye payakasungirirwa


Executioner 3 months ago

Regai vazvidyire Mari idzi havasi vega vanozviita izvi


Imwe Mbeu 3 months ago

Mari inenge Lula, hapana asingaide


Gaffer 3 months ago

Chimoko...lula-makumbo iweee mukati chaimo

Sisi Jenny 3 months ago

Kumbira mayi vepanext door

Nelson 3 months ago

urikuziva zvairi kuvhunza ko nei vazovhunza izvozvo

CHIMOKO NYAMA 3 months ago

@Imwe Mbeu, nhai chinonzi Lula chii ? Apa pandarasika completely


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback