Suspended MDC-T vice president Thokozani Khupe on Friday announced that the opposition party has split into two formations.
Addressing journalists and party supporters at Macdonald Hall in Mzilikazi, Bulawayo, Khupe declared herself president of the MDC-T. She said:
… It is in this vein that today, we, who are gathered here and many others scattered around the country, declare an official split.
They are now two MDC-T formations, one led by yours truly, Dr Thokozani Khupe, who is also the leader of the opposition in the National Assembly and the other who I don’t know who their leader is.
Watch the video below for more:
Wotonzwa umwe munhu anozviti zanu pf supporter achiwawata pano paPindula kuti zanu pf haina mhere mhere,wotoshaya kuti anogara kupi chaizvo asingazive factionalism ne vote rigging yakaitwa pama internal elections achangopfuura,wobva watoona wega ndiwo aya mazivanhu anoti maSanctions auraya nyika izvo chauraya nyika imbavha dzeZanu
@wezhira politics unoita dzekubatira padenga hauna kana ruzivo.Since wagara wakambonzwa kuti kuzanu pf vice president azorohwa nemasupporters rinhi.How many vice presidents wakarohwa kumdc so far since it's formation apa kutozorova Khupe neparufu rwaTsvangirai kutadza kurespector mushakabvu.How many times did mdc split since its formation in 1999 .Kana zviri zvefactionsm kumdc ndiko kumuzinda chaiko .Gore riye Chamisa was humiliated papost yesecretary general naMwonzora but the late Morgan smuggled him in achinzi wave vice president vese naMudzuri .Wakamboona kupi party inoita 3 mavice president izvi zvaiitirwa kuda kuaccomodater vanhu warambwa nemass muparty zvinova zvino konzera factionsm.Imposition of candidates rakatotanga kuinzwawo kumdc saka kana uchitaura usabva waona sekunge mdc yakarongeka unenge uchinyepa zvako zvekuti hee unozonzwa munhu achiti hee Zanu pf pano papindula ziva chete kuti haisi yababa vako idzodzo pfungwa dzehu dictatorship ndoo dzatiri kuramba iwe supporter mdc yako haurambidzwi wano supporterwo zanu yavo wosiya wakadaro full stop