Pindula
Register Login

WATCH: 'Prophet' T Freddy Preaching Hours After A Court Appearance For Rape

WATCH: 'Prophet' T Freddy Preaching Hours After A Court Appearance For Rape

Harare-based preacher, Tapiwa Freddy Thursday night preached the word of God hours after appearing in court for allegedly raping a 33-year-old disabled woman.

The Goodness and Mercy Ministries leader was freed on free bail and was remanded out of custody to the 6th of next month for trial.

The sermon is titled “Vachaneta Zvavo [They Will Eventually Get Tired].” Watch the video below for more.

Video Credit: Prophet T Freddy


Share Article

Sponsored

More

20 Comments

Never 6 months ago

Man ofGod forwad in faith.The Sky is the Limit.


Sçøfield 6 months ago

Umm guyz hakuna munhu asina basa


Chahototo 6 months ago

Chirema chakanakirwa na prophet hapana nyaya apa .anodyiwa haataure Freddie dai akasiyana nazvo


Soul jah love 6 months ago

Vana T freedy i type dzinofarira Pornography idzi...apa hu Prophet ka Profit.


Munhu 6 months ago

Kkkk Profit Freedy

Banga Banga 6 months ago

Prophet prophet


Sponsored

More
Romtech 6 months ago

Rape yetype yakareportwa apa hainei nekuti waita 5years here
Iri pamutemo kuti inoreportwa even after 5 years nekuti iri kupinza kushisidzirwa
T. Freddy akaita dzungu aifanira kupedza nyaya yake isina police. Kupinza kwaakatoita police uku apa munhu wacho oita disabled anogona kunyaradzwa zvachose nenyaya iyi.

Ndidzo nyaya dzakaita Magaya anyarare kunge asiko idzi.


Ziso 6 months ago

Mhoswa hayiwori. "Ndiye achatongwa zvake"(He will eventually get tried)

Teresa 6 months ago

Ko chirema haasi mukadzi hre dai yaive rape yechokwadi wakano reporter nguva yacho musazodaro askana pamaive murudo muchidya chegumi maiti mai varikumba vanonzwa sei?Mwari vanenzira dzavo dzekuratidzira mabasa akaipa atoita tichihwanda nezita rake heyo nyaya pastor


Titi 6 months ago

Kana akava disabled haisi nyaya yekuti anoda kushandisa kuti ndakambunyikidzwa sey asina kunotaura nyaya yake kubva pekutanga , ngazvitambire chete kuti rudo rune magumo , aitodyamari achizivawo kuti Freddy ane mukadzi kumba , saka ngaatambire kuti zvapera chete ,


WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI 6 months ago

THIS CASE OF RAPE AGAINST PROPHET T FREDDY IS CONTROVERSIAL. PLEASE QUOTE ME CORRECTLY, I AM NOT SAYING IT IS A FALSE REPORT, NO.

IT IS CONTROVERSIAL BECAUSE IT WAS NOT REPORTED IN TIME AND IT WAS REPORTED AS A COUNTER REPORT TO PROPHET T FREDDY'S EXTORTION REPORT AGAINST THE COMPLAINANT.

ON HIS FIRST APPEARANCE IN COURT, PROPHET T FREDDY WAS REMANDED OUT OF CUSTODY ON FREE BAIL. TO COME UP WITH THE DECISION TO REMAND THE PROPHET ON FREE BAIL THE PRESIDING MAGISTRATE COULD ALSO HAVE CONSIDERED THAT IT WAS A COUNTER REPORT AND THAT IT HAD TAKEN OVER A YEAR TO BE REPORTED BY A FULLY GROWN UP WOMAN WITH SOUND SENSES. THE PRESIDING OFFICER COULD ALSO HAVE GIVEN THE MAN OF CLOTH FREE BAIL AFTER HE HAD CONSIDERED HI STATUS IN SOCIETY. CAN PROPHET T FREDDY BE A FUGITIVE FROM JUSTICE ? PERHAPS THE ANSWER IN THE MAGISTRATE'S OPINION WAS A HUGE NO.

HOWEVER, PROPHET T FREDDY MUST BE ADVISED IN STRONGEST TERMS NOT TO PREACH DIRECTLY OR INDIRECTLY ABOUT THIS CASE DURING HIS SERMONS. THE GOOD PROPHET HAS SEASONED LAWYERS WHO I KNOW HAVE ALREADY HANDLED THIS ISSUE.

YOURS SINCERELY
CDE KUFA KWANGU ZVAROVA
[ THE BUSH LAWYER ]


$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$$ 6 months ago

Freddy muprophet chaiye kana kuti ari rutabaga cash $$$$$$


Sihambi Siwawa 6 months ago

Badness and messi ministries dzenyu idziii kkkkkk


¥€¥¥€¢¥ 6 months ago

Freddy waka nyanya


Beasty boy 6 months ago

Haaa so the lady is disabled?T freedy you are such a devil,taking advantage of her status and after all she is a widow!
Urimboko T freedy and you are of not Jesus Christ.


Pouring Gaga 6 months ago

Kunyange Freddy ndisanga mufarire hangu but apa haana nyaya disabled yaitidawo bonde not rape yakubuda iyi hahahaha Mari yakapera palockdown nzenza yakunetsa Freddy aigoiwanepi Mari iyo Chechi yayapazwa

King Kong 6 months ago

😂😁😂😁 dzimwe nyaya zakatongwa kudhara


cleopatra mativenga 6 months ago

hoooo akunzi disabled nekuti dzava nyaya


Pouring Gaga 6 months ago

Yesaya

KODZONGA WA MWAKO 6 months ago

RUTENDO MAKUTI MUBWEZA
WASHINGA HERE KUCHINJIRA BOYFRIEND IWE UCHISHANDISA MERCEDES BENZ YAKE. MUSADARO. WAVAKUTI WAKAMBUNYIKIDZWA NENYAYA YEKUTI FREDDY AKARAMBA KUPA BLAAZ VAKO USD 20 000 HERE.

USADARO RUTENDO
HAZVINA KUNAKA.

NEWEWO FREDDY WAIZOENDA KUNDO REPORTERA GIRLFRIEND RAKO SEI. MANJE CHIONA KWAZVAVA.

WAVA KUNZI WAKA RAPER IWE WAKADIWA

HAPANA NYAYA APA. UNOBUDA MANJE MANJE.

HAUENDI KUJERI HAKO ASI VACHAKUPFEKA,VAKAKUGOCHA, VAKAKUMWA NEKUKUDYA CHAIZVO
ASI HAUNA MHOSVA.

MHOSVA YAKO WAIRIPA KARE NEMBUDZI 3 KWAMAMBO

NYAYA YACHO NDINOFUNGA KUTI UNOIZIVA HAKO


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback