Pindula
Register Login

WATCH: Paul Mwazha Church Leader Pledges Allegiance To ZANU PF

WATCH: Paul Mwazha Church Leader Pledges Allegiance To ZANU PF

African Apostolic Church (AAC) cleric, Bishop Tafa, who is one of the sons of Bishop Paul Mwazha, the church’s founder, has pledged his support and that of his followers to President Emmerson Mnangagwa and ZANU PF in the 2023 elections.

Tafa was speaking on Saturday during a church service in Chirumanzu which was attended by President Emmerson Mnangagwa.

Watch Tafa speaking in the video below:

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

29 Comments

Joe Brownn 2 months ago

unfortunately when their congregants vote it will be their secret, they just must focus on marrying underage girls and leave politics to politicians


fun time 2 months ago

You will never find child marriages in that Apostolic sect neither will you find uneducated children as a matter of fact! They even have a strict policy which prohibits polygamy.

From time ye hondo 2 months ago

There is nothing wrong with that. We are in a free world where we all have a right to choose which religion or political party to go for. Viva Zanu Pf!


Jah🇿🇼Tsvarie-07 2 months ago

The reason they are at his church is to cast out poverty 😂


Chamisa junior 2 months ago

Makorokoto ewedding Vp azviiiita

Mmmm 2 months ago

Churches have become a mockery where honest values are no longer respected. Closing one's eyes to zanupf's wrongdoings is a disgrace.


jimmu 1 month ago

well said my guy 🤗

yytr 2 months ago

nxaaaaaaa imbwaaa.aaa mhaniii


Mai Bee 2 months ago

Pliz Vapostori dai marega tsika yekuisa zvinhu pamharadzanwa. Zuva nezuva pamharadzanwa tinosangana nezvinhu zvakaita sembiya dzakaputswa, maremani, machira matsvuku, minhenga yehuku, rice, mazai akaputswa nezvimwe zvandisina kureva. Dai maikwanisa kuita zvimwe kwete kurasa zvinhu zvenyu pamharadzanwa plizzz. Dai kwamboita operation yekuti Vapostori vese vachenese mharadzanwa dzose dziri pedyo nepa vanoitira minamato yavo kana kuti pavano ungana paye (shrine). Kana kuti paye patinoita "National Cleaning" - Chishanu chekutanga chemwedzi wega wega, ivowo vechitendero chePostori vobatsirawo vachi chenesawo mharadzanwa dzenzira vachibisa machira aye matsuku nembiya dzakaputswa nezvimwe. Ndofunda tika batsirana ipapo mharadzano dzenu dzino garawo dzakashambidzika. Ndatenda hama dzadiwa. Muswere munyasha mose.


Chinoz 1 month ago

uyu haana ma hear and say uy wakamuona ere mupostori wacho

mupostori 1 month ago

makomo emarara ayee muma town ma postori futi ere.....for your own infor mbiya kana manhenga azvinunzi cholera....tangira kuma vendor ne idea yako iyooo

Nguwo tsvuku 1 month ago

Tozviitira varoyi. Saka varoyi chete ndovanorwadziwa nazvo. Kumhiko kumusha kwedu huyezve tinodziitira varoyi. Hatitandare nevaroyi nehurombwa kwete

Gwereveshe 2 months ago

Ndevenguwo tsvuku vanodaro dzagara in'anga

FABULOUS ZIBU 2 months ago

@Mai Bee, brilliant idea.

Daison 2 months ago

Munenge mati rasikei. Mukasvika pamhararano how do you tell whether machira matsvuku etc zvasiiwa nemapostora or n'anga?

Sponsored

Anonymous 2 months ago

Ndosaka yakaparadzana isusu kwedu tode chamisa


Mamwenda 2 months ago

We are not surprised


Mamwenda 2 months ago

Matthew chapter 24 inoti vachaedza kunyangwe kutsausa vasanangurwa vaMwari. Ndivo vanaMwazha nemapositori ejohanne Marange. Ndivozve vainzi vachati gomo ibva Apo ends apo richitobva. Kunyangwe zvakadaro takamirira an American woman president who will be very cruel. When she gets into office we then look to the King of the North (Russian President).The king of the North will put the earth into fire. Already intercontinental ballistic missiles have been made. Kwangosara kumaputitsa tobva taenda kumusha. I am happy to see these mysteries unfolding and being revealed. A sure sign that the second coming of Jesus Christ is near. lmagine dollar rekuAmerica richidonha kudai kuti Ammonium Nitrate now going for US$70. In our Agro based economy tinodzoka here kunorima tabva mugore risina kunyatsonaya zvekare. Let's turn to God tombosiya mapositori aite zvaanoita


Chawabvunza 2 months ago

The good thing with citizens is that they do not vote for others when they go to vote. They understand that their vote is secret. They understand that when one is in the voting booth it is one man for himself, but God is there for us all. Among the Mwazha Apostolic Church, there are diehards CCC supporters who do not show it for fear of reprisal.

NYIKA INOURAIWA NE MBAVHA DZAYO.

NGAAPINDE HAKE CHAMISA [NHC].


CHIHOMBE 2 months ago

Munhu anownda ku party yanoda ko akati those ngatienda kwa Chamisa wacho ndiyani iys asina kana Constitution kukundwa nema Burial Society chaiwo


chimuti 1 month ago

bhishopi Tafa haasi mwana wa Mwazha nhemha dzanyorwa apo is only bhishopi


Mazibuko 1 month ago

Iwe chimuto siya zvino Dhaka bishop Tafadzwa haasi mwana wamwazha here? Unopenge iwe. Ngoni ndiye muhombe, then Tafa. But uyu mudiki ndiye arikutungamirira nekuti Ngoni akambopanduka akaiswa pasi peshamu yemirairo yechurch.


Munyori 1 month ago

Bishop Tafadzwa upi iwe Tsindi? Tafa itori surname iye anonzi Elson, haasi mwana waPaul Mwazha. Vanhu varikungohumana humana but Paul Mwazha wacho akanyarara hake arikumba kwake

Gafa 1 month ago

Moda shamhu mumaziparavara iwayo pfekai suit imi sevamwe



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback