Pindula
Register Login

WATCH LIVE: CCC Rally Gweru

WATCH LIVE: CCC Rally Gweru

Opposition Citizens’ Coalition for Change (CCC) led by Nelson Chamisa Sunday held its rally in Gweru in the Midlands Province. Use the link below to watch live.

https://www.facebook.com/watch/live/?ref=notif&v=297395029149674&notif_id=1646568736189007&notif_t=live_video_explicit

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

8 Comments

Jeko 5 months ago

Andina mwanda wacho wekupinda pabhuku remeso ndosaka ndiripano pasingadi mwanda kuti ndipinde


Zvimbazi 5 months ago

write :zerodata.facebook.co.zw unoona mahara

ukaramba try these ones below

Edpfee2023.statehouse.co.zw
lice.co.zw
Nyikainovakwanevevayo.co.zw

MY POINT IS INTERNET IS A HUMAN RIGHT AND MUST BE FREE

Daughter of virtue 5 months ago

Mwari vanhu ndevenyu ngava chengetedzwe nemi tarambakudeukirwa neropa


Virtuoso 5 months ago

Amen

kezi 5 months ago

zvimbazi mumwe wako aba mota ine tracker iwe uchingoti ed pfee **** anenge eshiri stupid


Jeko 5 months ago

Toudzawo ma girlfriend's endu nema small house kuti varegister kuvhota.vanhu vechiskana vakavoter ccc inohwina


Muchama 5 months ago

Ungauya papindura kuzotaura chi**** chako here kana naivowo vanotooudzwawo ✊✊✊✊


JMN 5 months ago

Uyu mfanha atemesa msoro zanupf. kuzoti Mwonzora, he knows he is politically dead and buried. Chasara Kutamba makuva


Sponsored


Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback