Pindula
Register Login

WATCH: "13 Heavily Assaulted CCC Members Held At Harare Central Police Station"

WATCH:

The spokesperson for the opposition Citizens Coalition for Change, advocate Fadzayi Mahere has announced that 13 members of the party, 12 men and 1 woman were Friday held at Harare Central Police Station.

She said charges levelled against them remain unclear. Mahere said:

Our lawyers have confirmed that the total number of our #CCC members held at Harare Central Police Station is 13 – 12 men and 1 woman. The lawyer confirms that they were tortured & assaulted heavily before the lawyers obtained access to them. Charges remain unclear.

Watch the video below for more:

Last week, the party’s vice president, Tendai Biti, was arrested and briefly detained before being released without charge. The alleged detention happens as the party is gearing up for a 20 February rally to launch its campaign for the 26 March by-elections.

Some party members said the ” illegal” arrests won’t kill their spirits.

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

26 Comments

logalisichiey 7 months ago

all over to the lord


Unite 7 months ago

Ndozvairi Zanu pf asi kana Mwari kana wopindura zvinoita nyore kwazvo,see zvakaitika pana Bob


Vybz Kartel 7 months ago

Yaiva urumende yava H.E Mnangagwa ikehino ngei muchiramba

Nkust 7 months ago

Vanhu vanotaura zvamwari havana chavanoita, menge muchingoti nguva yamwari, hapana chobuda pakadai


Andy 7 months ago

Vanhu veCCC munepamuromo regai muchizoitwa rough, iye nhasi chaiye tanga takatandara neboys rangu, tichinwa zvedu hwahwa, vamwe venyu kwakupfuura neconvoy yemota vachi advertiser rally, kwakutanga kutituka kuti why tisiri kuvasimudzira maoko, Kkkkkk rohwai sterek


7 months ago

Zvagarazviriko 7 months ago

Iyi icampaign ini nditori wezanu of asi kana uchitopinda muvanhu unosangana nezvese so haisi issue yekut ndatukirewi saka unofunga kut ndozvinoita kut vanhu vasungwe vanhu vamwe totoita zvezanu kuavoider IZvozvo zvekuitwa rough otherwise chinhu chaungaitira nezanu chii kunze kwekusha zvishandira

SANDOHURU 7 months ago

ini anondirova ndodzosera serious. Kunyisa anhu chaiko bwaaa

Vybz Kartel 7 months ago

Rohwai sterek kubholonchwa size morariswa mutsikidzi muchirumwa mabhora⚽⚽ usiku hwese 😂😂😂


7 months ago

Zodock Chikaponya Zungunde 7 months ago

Kkkkkk @ Vybz manje ma cells epaHarare central ma1 anoti kunhuwa, mosquitoes, haa ma1, ngavararemo vozobuda Sunday manheru

Dambudzo watinetsa 7 months ago

#vbyz, u are a satanic, barbaric and primitive person.

Hamuchinjise lyfe 7 months ago

Sunday Takaenda Takaenda Ngapinde zvake mkomana kurohwa kana sungwa hazvititadzise kuenda totaura nguva yamwari coz everything on Earth chinenguva yacho kana wazogara


Sponsored

Bidzo 7 months ago

Rohwai sterek,


7 months ago


Matter 7 months ago

Munowanei imi panyama isiri yenyu

Pasi nemhanduuuuuuuuuuwuuu 7 months ago

ZANU CHIWORORO
Pasi nezvimgidosungata zvanero


Asvotwa ngarudze 7 months ago

Chiwororo kumba kwako wanzwa nekutiswa nechembere mwana mudiki enda kunotsvina matumbu

Mujumba 7 months ago

Tiri mustruggle nembwa dze Zanu kurohwa hazvimisi shanduko Smith chaiye aiuraya vanhu saka vanhu veZanu murikutitya coz murikuziva kuti 2023 murikuenda its a last kick of a dying horse **** wenyu vana vasatan hapana chisingaperi


Vybz Kartel 7 months ago

Vaiva madzakutsaku a muzorewa Havana kurwa Hondo yerusununguko usati nyepere

The King of Serpents 7 months ago

Smith airova vanhu vezanu ivava. Dei varungu vasina kukundwa pahondo tingadai tiri a true democracy tingadai takagarika. Inini baba namai vangu ma war vet vakarwa hondo but nhasi varikuchema nenhamo, varikuti saka chatakarwisira varungu chii😭😭😭😭😭😭

Vybz Kartel 7 months ago

🐕🐕 kutu kutu 🦴🦴🦴🦴 Pasi ne Chibato Chemubatanidzirwa choukura nekuchema chete

Zvadhakwa 7 months ago

2023 is just around the corner, muchamaona mazanu oisirana poison. Just keep zii and look. Zvinobikana very soon. Ndapedza nemi


TomorrowYesterdaY 7 months ago

Hitler Aida kutonga for more than 100yrs but reign Yake haina kusvika kana 20yrs.
hapana chisingapere pasinei nekuti Vanhu varikufara here kana kusuwa asi HAPANA CHISINGAPERE!!!!!!!!!!!!!!


mudzidzisi 7 months ago

haaaaaa anozviti Vybz Kartel uyo muHombe. salute kkkkkkk


Nahoreka 7 months ago

These ZANU thugs you see today, yu shall see them no more ...thus says the lord .



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback