Pindula
Register Login

VP Chiwenga's Ill Ex-wife Remanded In Hospital

VP Chiwenga's Ill Ex-wife Remanded In Hospital

Marry Mubaiwa was on Monday remanded to 31 October by Harare magistrate Learnmore Mapiwe from her hospital bed in a case she is accused of assaulting her children’s maid.

Mubaiwa, who is Vice President Constantino Chiwenga’s ex-wife, is battling a chronic illness and had her arm amputated last week and is still hospitalised.

Her lawyer Beatrice Mtetwa said that Mubaiwa was not fit to stand trial in her current state of health.

Prosecutors told the court that on 26 January 2020, the maid, Delight Munyoro, went to Hellenic Primary School in Borrowdale to collect Mubaiwa’s child.

It is further alleged that as Munyoro was waiting for the child at the gate, the family driver, Batsirayi Furukiya, went to collect the child and she remained seated in the vehicle.

When the driver was walking with the child to where the vehicle was parked, Mubaiwa allegedly followed behind him and started accusing Munyoro of telling her child not to like her.

It is alleged that Mubaiwa told Munyoro that she was a witch and slapped her on her left cheek using the back of her left hand as she was sitting in the car.

Several witnesses have so far testified in the matter, and Mubaiwa’s application for discharge was dismissed by the courts.

Mtetwa has on several occasions accused the State and the courts of receiving instructions from Chiwenga to persecute Mubaiwa. | NewsDay

Share Article

Sponsored

30 Comments

VYBZ KARTEL 4 months ago

Upenyu hwakaoma asi hozode kuzooma kwakadai


4 months ago

Ko Iwo madzimai evakuru vanotonga vakambonzwrpi Nyaya yekurova Rova vanhu ndokuti muite mbiri here here ..pese pese onzwa Kuti mkadzi waningi Ariba munhu musaloonnuyu atova munhu pa Pardo mdochii ,dzikamai munobvisa chimiro panyika kuzvodzora and respect kwakakosha ..makakoshesa Mari regai zveku rafura vanhu vanenhamo Musina zvamunovapa ..Kana kutsvaka ku trender ne****.msoro paurwere happy Dai mwari apindira musafa mhuri inokudai Muri Mai,Asi murume wemunhu hatorwi ,,Kuti wakanaka hazvirevi chinhu respect someones husband ,hauzivi Kuti chakuwana chabva nepi ..ladies stay away from married men ...honain kelly Khumalo Ava pa tight ...nhamo haiurayi and unhave race ..mwari anokomborera zveziya rako

Dr 4 months ago

Ofccourse zvosiririsa but rwaivavo namanyawi nemazispeed.Kuda zvinhu too much.


The King of Serpents 4 months ago

True. Muripi vemawomens nevemahumans rights. Why are you silent.

cde Chipopi 4 months ago

Ma movements anomiririra ma woman rights aripi. Ndipo patinofanirwa kuona kumira mira kwavo kwete kumisa zenze kutunyaya twusina maturo.


@cde Chipopi 4 months ago

my thoughts exactly this lady ashungurudzika hapana kana ma feminist ati bufu nxaaaa

Africanwoman 4 months ago

Maid dayi akanyatsorohwa asingakurukuri. Next time kick nembutsu kana kumukurura dress.


Citizen raPep naChamisa 4 months ago

Let this be a Lesson to all young gold diggers
But umm Generari hamusi makuhunyanya here huSatanist hwacho
Im sure even the Devil haazoite hutsinye to this extent


jjjj 4 months ago

Mary achapinda mucourt kunyange afa muchazviona


The King of Serpents 4 months ago

Taura hako iwe. Inonzi Zimbabwe ino, the land of "Miracles"

dambu 4 months ago

jjjj taura hko akatabvira Satan

Sponsored

Chipoko chaQueen 4 months ago

A good example of marrying munhu asiri virgin maiona ka gents musazoty Shadaya anopenga


Ini zvangu 4 months ago

Who was not a virgin, Mary or Jenerari?

Chipoko chaQueen 4 months ago

Ehe iyoyo nyaya yekuroora KaSlay Queen kanzwa nekuiswa kuty kawinhe mapeagants ndoinokonzeresa

truth 4 months ago

akasiya hake shingi akamhanya nembinga, manje see her life now


Billey 4 months ago

VP must learn to forgive, we are all sinners, Mwari ndovachatitonga.


The King of Serpents 4 months ago

Taura hako tese tiri vatadzi. Jesu chete ndiye aiva mutsvene.

Shampoo 4 months ago

Aaaa munhu anenge akanyanyo tadzirwei kuita hutsinye whakadai. Ivo vamwe vakadzi mune zvivindi.


TTT 4 months ago

ruoko rwuye reekurova, nhasi rwobimurwa. Handiti waida kurova futi Tsvangirai kwa Jaggers


@TTT 4 months ago

@TTT you are wrong there. That was Jocelyn

Black Jack 4 months ago

To imagine kuti vane vana vese here ??? What are those kids going to think when they grow up? Mmmmmm


S 4 months ago

Aids kurova Tsvangirai kwa Jaggers haasi Jocelyn here?


Play on says the referee 4 months ago

No foul play here its an eye for an eye


Totito 4 months ago

Ndi Jocelyn. Jocelyn ayirova Jenerari ku KG6 pamberi pema Brigadier. Vakatombo inda kucourt kunokumbira peace order vakwaturwa.

Felix Chambati 4 months ago

ndosaka zvakanzi seka urema wafa zvakaoma


Black Jack 4 months ago

Aaaa uyo Mary atoremadzwa zveshuwa. Jocelyne ototenda haana kuremadzwa. Rumours say akanga ava kudhunya is it true???


S 4 months ago

I think Jocelyne akanga achinyengererwa nekuti akadyiwa mari dzake dzese dzaakapiwha nemurungu murume wake wekutanga


Chaminuka 4 months ago

Nguwa dzakaoma ,kkkk pane azoti murumaona ma results ekusaroora virgin iiii Boyz iiii matonanganidza kare kkkkk


Ray Ndlovu 4 months ago

The truth is people allow Satan to control their minds and this devils work nothing else


Tytui 4 months ago

Kkkkk



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback