Pindula
Register Login

Vice President Constantino Chiwenga Remarries

Vice President Constantino Chiwenga Remarries

Vice President Constantino Chiwenga has married army Colonel Miniyothabo Baloyi after divorcing former model Marry Mubaiwa.

NewsDay reports that Chiwenga told a Zimbabwe Statistical Agency enumerator that he was currently staying with Baloyi, referring to her as his spouse.

Asked who had slept at his home on census night (April 20, 2022), Chiwenga who doubles as Health and Child Care minister is heard informing the enumerator in a leaked video:

I am staying here with my spouse, Baloyi and the children.

Sources told NewsDay that the army colonel was one of the few people who were allowed to visit Chiwenga when he was hospitalised in China. Said the source:

The relationship has been going well, number two (Chiwenga) really trusts Baloyi and that is why she was allowed to visit him in China. They have been staying together for a while.

Originally from Nkayi, the 46-year-old Baloyi is said to be one of the sharp minds in the Zimbabwean National Army. She holds a Doctorate in Business Studies from the Midlands State University and two masters degrees from the University of Zimbabwe and the Midlands State University. She speaks six languages including Mandarin, French and Zulu, among others.

Chiwenga’s union with Baloyi is the third in 15 years following his splits with Mubaiwa (2019) and Jocelyn Mauchaza (2010).


Share Article

Sponsored

More

42 Comments

Queen zuuu 2 weeks ago

Colonel haasi junior wa General here pamutemo zvinobuda here😏


chati homu! ...chareva 2 weeks ago

..albeit these msgs, general Havana kunge vataura havo kuti varoora, kwangonzi she stays navo chete, Saka, haisi nyaya sitereki sitereki kkkk!!!


chati homu! ...chareva 2 weeks ago

Taura hako @ tateguru, kwete avo ana @anonymous vanoda kusungirira jenarari pamadzudzo, munombo nyatsovaziva here vakadzi Ava vamunosupporter zvekudai? munhu wekupi anoita zvivindi zvekuita nyaya dzakadaro to an army genaral, ko kuzoti dai aive munhuwo zvake akaitwa mince meat ka. ...such is the way of an adulterous woman, she eats & wipeth her mouth & says ''l have done no evil'


Imwe Mbeu 2 weeks ago

I wish you well


Tateguru 2 weeks ago

Wish them goodness


chati homu! ...chareva 2 weeks ago

@anonymous, ....to give you a more direct answer, As soon as there is suspicion that a wife wants to kill you, there is no more safety & trust for people to continue living together, worse still after a court case has been brought up. Saka nyaya yako yekuti proof is not an argument to intertain there since there is now risk & compromising on life matters is not an option


Sponsored

More
chati homu! ...chareva 2 weeks ago

Nyaya dzake dzekumas**** tells it all, of what kind of a woman she is.
Even if it's not so, who would want to continue living with a woman who fakes marriage papers at a time , the husband is seriously ill. busy concentrating on securing property when husband needs help.
Are you in support for such behavior, even how she left her fomer husbands, it's all about wealth. how do you balance these issues?


chati homu! ...chareva 2 weeks ago

what's wrong about remarrying? maida kuti agare nemukadzi aida kumuuraya here? imi itai mushe, sei muchingomhanyira divi revakadzi? munenenge munotongwa nekurohwa nevakadzi kudzimba kwenyu uko, Saka muchitsvaga kuti varume vese vafanane nemi


anonymous 2 weeks ago

une proof kuti ndiye aida kumuuraya

bhuru 2 weeks ago

irrrrrrri


Zulu 2 weeks ago

General congratulations/ makorokoto 2023 FIRST LADY tirikuzviziva murikuda kupinda


Advocate 2 weeks ago

ndopaari kufira kana kuraramira ipapo


chipo 2 weeks ago

hes quite a.handsome guy dai ndichiri mudiki ndaimbomiramirawo paduze
Yes.my bible says its not.good for one to be on their own.
ngavandikokewo ndizopururudza zvemandorokwati


Griso 2 weeks ago

Congrates VP


gandangaguru 2 weeks ago

hahaha soldier to soldier... ndofunga bonde racho anenge arimahuha chaiwo soldier against soldier.. no retreat no surrender... forward ever... advance kushuga


Zelensky 2 weeks ago

gandangaguru you made my day 🤣😂😂😂

i 2 weeks ago

😂😂😂😂😂😂😂

Let There Be CARNAGE 2 weeks ago

She's smoking on e bomb


dispenser 2 weeks ago

General vanenge vaishaiwa advise.vaiona kuzvuka kezhumwi mukadzi vasingatozivi kuti rakaora.Tarirauone type yevanhu nepavaivatora vachiisa mumba


Charger 2 weeks ago

VP vane vana vangani bcz Mary avana kuita mwana kokumas**** uku vana vangani


Swagger 2 weeks ago

yaa akadzidza mukadzi uyu,Mai moita muchipawo Baba advice irinani zvanaka matorana ma soja ega.


Mario 2 weeks ago

This lady was supposed to be married before Marry Mubaiwa mheno zvakaitika ipapo akatorerwa , so she is his ex girlfriend akangodzoka kwaari after aona kuti na Mary zvaramba ndewe makore munhu uyo but panenge pane problem yembereko chete and wakatanga kugara wese Mary achingoenda pasinq six months saka pamwe zvitswa kwamuri akanga atobvutirwawo


cde chipopi 2 weeks ago

varume vakadzi mazuva ano vanongoda pane mari basi.


major General Gweera 2 weeks ago

congrats VP 🤝👏


Puluzuzu 2 weeks ago

Regai mukuru varoore. Ndizvo zvakadiwa naJehovah uye zvine chiremera. Dzimwe nguva marriage dzinoramba kushanda. Kana Biti akatorambanawo nemukadzi. Ndizvo zvinoita hupenyu. Asi haungarasi mbereko nekufirwa. Kunyangae mhandu yako inewo kodzero yekuroora nekuvaka mhuru. Akagara oga motizve ibhachura.


greyhora 2 weeks ago

hasi kumira muchinda uyu


me 2 weeks ago

hapana chekumirira mdara vakadzi vari expendable


Zim 1 2 weeks ago

and he is going to lead the country that prostitute


Todziidzei Manje 2 weeks ago

3 marriages on just 15 years, what is he teaching our youths? Haatosvodi sure


Mina 2 weeks ago

I support you.Why shd we learn anything from these politicians??

Blue 💙 2 weeks ago

Why do you want to learn?😂

Imwe Mbeu 2 weeks ago

Are we supposed to learn anything from these guys 🤔

Chinese zodiac 2 weeks ago

Kumedza bonzo kutemba huro vasangana magandanga ipapo regai tione kuti zvichagodii


Chawabvunza 2 weeks ago

Uuuu, If it were my daughter or close relative, I would not approve this marriage. It would seem that the General does not stay long with one wife. In the past 15 years he has had 3 wives.

NYIKA INOURAIWA NE MBAVHA DZAYO.

NGAAPINDE HAKE CHAMISA [NHC].

[VOTE CCC FOR REAL CHANGE].


Jembi 2 weeks ago

What if she becomes the next president?

twoboy 2 weeks ago

the next first lady


Venom 2 weeks ago

Wakaniramba tsaga vebhora avo mukadzi kuti umu m a m i r e


Steven Chidhumo 2 weeks ago

This lady anezvivindi, am here for comments, taurai tinzwe


Da truth 2 weeks ago

Murikuti mkaziii uyu ndi kenarari here ...uuuuu ok genarari na kenarari ok army Ino kondororiwa Nani uuuú 🤐🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔🇿🇼


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback