Pindula
Register Login

UPDATE: US$57K Out Of US$120K Raised For Chamisa's New Car

UPDATE: US$57K Out Of US$120K Raised For Chamisa's New Car

As of Saturday 13 November 2021, just over US$57 000 had been raised towards buying an armoured car for opposition MDC Alliance leader, Nelson Chamisa.

The organiser of the gofundme initiative, T Basvi, says the drive to buy Chamisa an armoured vehicle was triggered by “countless merciless attacks (on Chamisa) by the ruling party, aided by the government security sector.”

He cites an attack on Chamisa’s convoy on the 11th of October 2021 by a group of suspected ZANU PF youths as evidence that Chamisa’s life was in danger.
 
The attack left Chamisa’s vehicles damaged and many of his aides seriously injured and hospitalized. The convoy was on its way to engaging the rural community in Masvingo to understand their issues in the aftermath of the pandemic’s 3rd wave. 
Basvi believes chances that violence will intensify during the 2023 elections are high hence the need to beef up Chamisa’s security before any unfortunate eventuality occurs. Basvi added:
As concerned global citizens, we have come up with this initiative to raise funds for the purchase of an amour plated vehicle as well as security apparel for his safety and security.
He also said it was clear that the regime wants to continue to frustrate democracy by attacking the main opposition. On 8 November, US$47 000 had been raised via the initiative.
 

Share Article

Sponsored

More

23 Comments

mwana wevhu 6 months ago

Chamisa....Mari iyoyo dai waita donate kuvana vema war veterans FOR Fees.....Mira uwone Zi statutory instrument raticha Isa kuti isapinde mota iyoyo....se Mazanu we are currently strategising ma counter moves to make sure mota iyoyo haipinda.....wakajaidzwa


Fortune Muchuchuti 6 months ago

Matukiro anoita vanozviti vekwa Chamisa, unoti zvino pavanotuka kudai vari outside government ko vazopinda pane chakanaka here. Politics hakusi kutuka nezvinyadzi verimwe bato. Murikusvibisa chimiro chemusangano wenyu guys.


Shumba 6 months ago

NHM--NGAAPINDE HAKE MNANGAGWA😁


Gaffer 6 months ago

<script>
function zimElections(){
var message ='The world has ended';
var win = 2023results;
var chamisa

if(chamisa = win){
alert(message)
}
}
<\script>


Sponsored

More
WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI 6 months ago

I HAVE ALREADY COMMENTED ON THIS NOBLE IDEA OF COUNTERING ZANU PF VIOLENT STRATEGIES BY BUYING ARMOUR PLATED VEHICLE FOR MDC ALLIANCE PRESIDENT PRESENTLY PRESIDENT NELSON CHAMISA.

I REPEAT THAT WHILE THEY ARE ORGANISING FINANCES, THEY SHOULD AT THE SAME TIME ENGAGE A LEGAL FIRM OR A FREIGHT FORWARDING FIRM TO RESEARCH ON REQUIREMENTS FOR IMPORTING ARMOUR PLATED VEHICLES. IF THEY DO NOT DO THAT, THEY MAY BE SURPRISED BY ZANU PF SHENANIGANS. ZANU PF MAY PLAN TO TORPEDO ITS IMPORTATION OR DELAY ITS CLEARANCE BY ZIMRA UNTIL HARMONISED ELECTIONS ARE OVER, JUST TO FRUSTRATE MDC ALLIANCE.

[TODAY'S MOTIVATIONAL DEVOTION]

I CALL ON THE LORD IN MY DISTRESS, AND HE ANSWERS ME. { PSALM 120:1 }.

YOURS SINCERELY
CDE KUFA KWANGU ZVAROVA
[THE BUSH LAWYER ]


marigobo 6 months ago

Chamisa akaso winner kare anotopinda imbwa dzezanu muchida musingadi zvisuri zvevanhu


Mr ndhlumbi 6 months ago

NdoProblem yeMDC-A wo iyi ine hurombo. Tiri kutodawo kut iti dhonetere maInputs ekurimisa manje iri kuda kut titoi dhonetera. #poor_party


Mdara Odza 6 months ago

You are an idiot! You always wish to get inputs every season you've never taken the initiative to buy inputs from your profits. You want to live your life at the benevolence of politicians? That's being stupid. That's why you sellout the country for inputs and food handouts. You are so pathetic

Sir king dejavu wejecha 6 months ago

Black wakanyanya

Bko 6 months ago

W
Kkkkk Mr ndhlumbi

Dudziro mbiri 6 months ago

Chamisa is big joke. He lacks clue and strategy. He is a blind guide.


Dikaz 6 months ago

Zunu nyangwe ikakanya MDC haife yakatonga nyika inooo.. zvakanyorwa kudenga nepasi... Kutsamwa kana kufara hapana hapana... Zunu pf ichabviswa nepart ichauya 2035. Chamisa haasi mumba yehumambo... Batai mazwii 2023 Ari kusvikaa..... Chamisa kusumudzirwaa chanzaa nemasoja munonyepaa imi.. haana chiremeraa ichocho... Munhuwoo zvakee mufundisi asingagone kuparidzaaaaa....


Mdara Odza 6 months ago

Zvaunotaura unozviwana iwe dzakudzaku? Imbomira kutaura zvawakanzwa ku n'anga yako

Juda 6 months ago

Remember how CHAMISA impacted Zimbabwe during the GNU. Uri kumashure hama yangu.
KUPENYA KWAKAPENYA MURIMA,RIMA HARISAKAZIVA.

Ngaapinde 6 months ago

<script>alert ("Ngaapinde hake mukomana");</script>


Nhaapinde 6 months ago

<script>alert ('Ngaapinde hake mukomana');</script>


ITAI ZVAMANGAMUCHINGOITA 6 months ago

Mari iyo dai mfama atenga maNew premises cause so far haana headquaters ..Hanzi zvemabike ndozvaanoda kuti apfure pamaRoad block they should buy him speedbike.


Batista 6 months ago

Tichangoisa ziduty rekumama toti ngaibude hayo mota yachoo🤣🤣🤣

Zanu pf 6 months ago

Tobva takarambidza kupinda muzimbabwe ka mota kacho.. Kuti mumame maxivanhu e mdc.. Zviriko tozviita.ino nyika haitogwe nezvimbwasungata..zvinotiunzira masanction ekuti tisaenda kundodya mari dzedu kunze kwenyika


Our Zim 6 months ago

ndipo panotangira kudhakwa madhiri acho pakuita fund raise to by a security vehicle.zvinhu zveSecurity hazvidaidzirwe paruzhinji even within the party zvofanira kuziikanwa nevashoma chaiwo cz kana zvichidaidzirwa pachena kudai then varikupa zanupf mukana wekugadzirira and yaakutoronga kuvhiringidza mapindiro emota iyoyo.To me it's childish kutaura nhau dzeSecurity dzaPresident weParty paSocial media haaa munogara muchiitiswa neZanu pf ndapedza nemi.Tamirira kuona anotora chimuti 2018

Neroo 6 months ago

Zanu PF party yemadhodhi

Matare 6 months ago

Imbwa dzevanhu mazanu

Do that 6 months ago

Iwe ka Zanu pf unodenha iwe kkkkkk zvawatanga izvika hameno Hezvo ma Cowboy 🎛️💀


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback