Pindula
Register Login

Update On Chitungwiza Man Who Killed Wife's Boyfriend

Update On Chitungwiza Man Who Killed Wife's Boyfriend

A 27-year-old Chitungwiza man who allegedly stabbed to death a man he found bedding his wife in their matrimonial home last week has appeared before a Harare magistrate.

The court heard that on November 29, Elliott Gadzikwa of Zengeza 3, Chitungwiza went through his wife’s mobile phone after suspecting her of infidelity and saw love messages from the now deceased whose name is still unknown.

Gadzikwa allegedly started texting back pretending to be his wife and went on to trap the now-deceased by luring him to his house using his wife’s mobile phone.

It is alleged that the accused person hid outside his house waiting for the now-deceased to enter his home, ZBC News reported.

The court further heard that when the now-deceased got into the house, he met the accused person’s wife, Rumbidzai Mudzipuri, and moments later Gadzikwa dashed into the house where he stabbed the now-deceased in the neck leading to his death.

The court heard that after the incident Gadzikwa together with his wife fled the scene leaving the now deceased in a pool of blood.

Gadzikwa was remanded in custody and was advised to apply for bail at the High Court.

More Pindula News

Share Article

Sponsored

30 Comments

Bright 1 month ago

Haa mukadzi wemunhu ahabatwe haa unofa


Bofu 1 month ago

Muchinyanya kuda vakadzi vevanhu munoshamisa vakadzi vasina varume vazere asi munoda vari mudzimba dzavo zvino mufora mufifu segonzo

VYBZ KARTEL 1 month ago

ndakabata wemunhu Friday ndikatamba naye

mtt 1 month ago

the guy akabaya is a **** man mukadzi is not a personal property yako iwe benzi ane right yokuramba akanyengwa deal with your wife waune contract naye.wotora mushanje wemusango woisa pamba , unouraya munhu wese. kill waune contract naye not the boyfriend

Turoo 1 month ago

Manakiro anoita mukadzi wemunhu, vevanhu ivavo ndovatoda😂😂😂

Makhadzi 1 month ago

Mjolo..........📣


Maya 1 month ago

Violence is never the answer now he's getting punished for life even though he was wronged .


Bright 1 month ago

Wakabatirwa wako zvekuti violence izvo zvinopera izvozvo

Chimboti Pizza 1 month ago

@Bright zvinozobatsirei kuenda kujeri uriwe wadyirwa mukadzi😂😂😂

Joker🃏 1 month ago

Zvedzvetsva muchazvirega


Sponsored

porongi 1 month ago

ndopakashatirawo dzvetsva ipapo zvikada mufi aitonzi ndakarambana nemurume Saka ndiri single mother I once came across an incident yekuti murume was in S.A mukadzi achiti murume wake akafa 4 yrs back aiviga zvemurume zvese chikomba chakatozoziva adzoka ndopaakazofonerwa achiudzwa chokwadi but already he was feeling guilty of falling in love with mukadzi wemunhu


Nimrod 1 month ago

Ee zvinorwadza kunyengerwa mukadzi asi chionaka manje amujeri.kana watobata chikomba solution kungoti mukadzi abaye chete wosara wotsvaga umwe .wagonei wakushifa mujeri apa kumhuri wasiya ngozi


Nimrod 1 month ago

Ha Senegal akomana zvadhakwa izvi


gambler 1 month ago

nowadays it's difficult to differentiate a married woman and a single vakadzi vevanhu vongokwapurwa semvana dzisina varume murume kungoti pote yotorohweswa ummmmm pakaipa


Nimrod 1 month ago

Pakaipa,haisi nyore kuti murume anyenge mukadzi wemunhu pane action yaanenge aiitirwa saka wako mukadzi ndo**** rinofanirwa kuenda kwete kuuraya munhu ihasha dzegurwe its better kurova asi wosiya ari mupenyu


+L 1 month ago


bvoo 1 month ago

uyu akagona ayiti arikuenda kumba kwana dai akatopedzisa nemukadzi wacho


1 month ago

uyu akafira magonzo semafufu


Geazette✨ 1 month ago

Mukadzi wemunhu it's a no go area


Mupfuhwira 1 month ago

Haa ma1


DUB POET 1 month ago

Wickedness never last. The wages of sin is death.


1 month ago

Kuzouraya ndoopaakaita chi**** kujeri ndiye akunoitwa mukadzi big time


1 month ago

Kuzouraya ndoopaakaita chi**** kujeri ndiye akunoitwa mukadzi big time


Tateguru 1 month ago

Saka mapoka Aya anomirira madzimai arikuti kudii?
Aya mapurisa ekuBulawayo akati madzimai muchipota muchidzima maChats emaBoyfriends enyu arikutiiwo?


Muchadura 1 month ago

Yaaa ngaaurawe ndokuti vamwe vaye vazive kut mukadzi wemunhu ahabatwe


1 month ago

Kana marriage yaramba it's better to divorce pane kuramba murimese muchihwandirana nekunyeperana kuti honey nana sweetie ipo pasisina iripo. Ukaona wavakutsvagira side husband ibva waziva kuti pane oauri kushotesa something. Get out very fast out of that relationship zvekugarira vana vangu hazvishandi. If you can't get out get deliverance instead


👤 1 month ago

ukasvika vachitamba yabo vari 2 mubedroom, iwe cara doolouge.unyarara uzvigarire mu louge Wova wazvi wonera Tv yakho,Zbc chaiyo.
I bet mumwe achipunda iwe nyarara zvako iwe usataudze munhu,mkadzi anotora numbi dzake usina kutaura chinu iwe tarisa chete.


Guka 1 month ago

Munakiro we mkadzi wemunu ummm unothunda wathunda


ccccc 1 month ago

Ngozi waitei tave kutomusv. ra uri kujeri now


Kabir 1 month ago

Munhu ngaafe



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback