Pindula
Register Login

Transport Operators Call For Dialogue Over ZUPCO Monopoly

Transport Operators Call For Dialogue Over ZUPCO Monopoly

The Zimbabwe Union of Drivers and Conductors (ZUDAC) has pleaded with the Government to end the Zimbabwe United Passengers Company (ZUPCO) monopoly.

ZUDAC president Frederick Maguramhinga called for dialogue between transport operators and the Government over the ZUPCO monopoly which he claimed has caused the shortage of transport in the country, especially in urban areas. Said Maguramhinga:

The crisis in the transport sector has taken another level. There is a stalemate between the government and operators. There is no platform to discuss this because the door is closed.

The SI 83 of 2020 states that no one shall run public transport outside the Zupco franchise. The birth of this arrangement wasn’t inclusive.

It was imposed on operators. We were not given a chance to speak for our members. This system is surviving by force.

The Government enforced ZUPCO’s transport monopoly in 2020 through Statutory Instrument (SI) 83 of 2020.

It said the move was aimed at curbing the spread of the coronavirus but critics argue that the ban on private buses and kombis was meant to manage the public transport sector following the January 2019 fuel riots.

In January 2019, transport operators pulled their vehicles off the roads in protest of a 150 per cent fuel price hike that was announced by President Emmerson Mnangagwa.

The ZUPCO monopoly has, however, brought immense suffering to commuters who have to spend several hours standing in the rain, heat or cold waiting for the woefully inadequate rickety ZUPCO buses.

More: NewsDay


Share Article

Sponsored

More

41 Comments

Ndiniwo 2 weeks ago

Ini hangu zvose zvamataura ndazviverenga asi ndofunga kuti Mukomana akapinda hazvichinje here pane kuti zvichembere izvi zveZanu Pf zvirambe zvichidira ...vote CCC for real Change taneta nana ED Ava.


Mccry 2 weeks ago

Policewoman akanda spike kwaMutare pa Cmed kombi veered of the road killing 9people 5 school children and 4adults imagine what type of policing is that


Jack 2 weeks ago

no kumushikashika and kombis nonsense
.

wedzerai mazupco please


Ta@aa 2 weeks ago

Varikuti varikubatsira vanhu asi zvirikutowedzera marwadzo.Now Zupco mashoma haakwanise kutakura vanhu vawandisa dzimwe nzvimbo hakuna kana kumbobvira kwaiswa zupco asi kunevanhu.Now mishikashika iyoyo iriko irikutakura asi ndeyemapurisa haisungwe kubva pavakatanga kusunga vemishikashika kwaiita 150bond yava$1 or 1.50 kwaiita 1yava 1.50 or 2$ .Zvatowedzera kuomera vanhu zvavakaita izvi.Ndinoona riri gap rekuitisana mari chete kuti zupco nemishikashika yemapurisa vaite mari chido chaicho nevanhu hapana.Mapurisa aifanira kushandisa mutemo macomb odzoka vanhu voita sarudzo kwete kumanikidza vanhu


gari 2 weeks ago

✅✅✅

stalin 2 weeks ago

Guys taurai zvema kombi but musakanganwe kuvhotera CCC handiti


lincon 2 weeks ago

train inosvika zvayo kutown kuma half 8


Sponsored

More
lavet 2 weeks ago

mazupco haasi kufamba nenguva kubasa ukudiwa na7 womira pabustop na6 1hour 2hours no zupco wopedzisira wapinda muwish or mukombi....eespecially frm mufakose-machipisa, mmufakose-mbare hakuna zupco toenda nei kubasa
zupco tipeiwo maserious


Former Kombi Driver 2 weeks ago

Kutaura chokwadi ini ndaitombovewo mutyairi we kombi from 2009 to 2020,
Kuma kombi kunechimweya chekumadokero chekuti chikakugara unogona kuona ma passengers asina njere zvese neropa.
Drugs & alcohol ndomararamiro eruzhinji rwechihwindi,
Kana muchinzwa zita rekuti hwindi ndinoziva zvinofunga veruzhinji, but that name HWINDI rinobatanidza kubva kuna driver, conductor, chiname, fireman & rank Marshall, all of them fall under that name,
Driver na conductor vakadzingwa basa unovawana parank vachi loader mota
Conductor akarovha kubasa chiname or fireman anopinda mukombi oita conductor, so mazviona kuti it's a circle, musafe makanenedzera kuti mahwindi ndiwo ane problem, makudo ndemamwe,
Panhau ye Zupco hongu zvirikurwadza hazvo kuti tirikutadza kufamba nenguva, asi zvitori nani kuti govt iwedzere own fleet, than kudzosa ma private kombi paroad
Kutukwa zvinyadzi, weti muzvigubhu pamarank, dhoti muma kaylites, overcharges hanzi paita Shura, blocking of road intersections, #Zupconumber1


stalin 2 weeks ago

vote ccc for real change


facts 2 weeks ago

ll those in favour of Zupco **** yenu

alazi lutho in your life.


it's me 2 weeks ago

Zupco is a total rubbish if fuel price drops and Mshikasska transport allowed ...they will be no transport crises ever....zupco busses were many but their owners are removing them every day because they are being cheated by the Government and paid in RTGs ...... without Zupco and normal price of fuel Zimbawe will be free


Road horg 2 weeks ago

Mshika shika unedzungu sterek


ZUPCO go 2 weeks ago

chiiii chakamboita kuti mudzingwe muroad mwacho.......kuisira vanhu ma price asingaiti nenyika yakaoma iyi


ddula liver 2 weeks ago

liver pool 3 villa real 2


Gafa 2 weeks ago

Zupco bho ngaawande uye ngavaise mabhazi mapenyu chete.Makombi havana hunhu kungoona pakawandiwa mari yatokwira nonsense.Ed must make sure no kombi coming bek


Zupco Itorii Bhoo. Pasi nema Combi 2 weeks ago

Pane ngwenya ipapo 🐊


Internet... 2 weeks ago

Mushikashika no longer safe at all they can abduct you and take away your hard earned valuables, or even kill you.
Government is protecting it's citizens through ZUPCO monopoly. However our ZUPCO needs some expansion.


ZUPCO 2 weeks ago

You see guys, ZUPCO is better than "go faster" you can go faster to your grave

zd 2 weeks ago

Zupco are not enough and those mshikashika are taking advantage. Just imagine $US1 to town and $US2 from town. yibuhlanya lobu. Either zupco this gvt add more zupco or ahle abakhiphe


dira rizare 2 weeks ago

ini hangu sekuona kwangu mushikashika ngaigare irikwauri ukoko wakadhakwa zupco
boe


zimyouth 2 weeks ago

Liverpool vs Villareal results please vanawo


Nhlasto 2 weeks ago

we need this kombis asap.Its not our problem when our gvt is failing just to run a simply transport industry.We must remember they failed before to operate zupco.


VYBZ KARTEL 2 weeks ago

Asingade ma Zupco ngatenge mota. We make the laws and don't except to be changed especially by CCC supporters!


VYBZ KARTEL 2 weeks ago

am kidding Ma Kombi ngaadzoke because vanhu variku suffer pandinonobira vanhu kutown ndotora time ndiripa pressure ndakamirira zvupco

wotozoona Kurt if CCC gets the power everything will be in good condition

40grant 2 weeks ago

Yese iyo vamwe vakutambira ma40000 kuno

zuze 2 weeks ago

Typically VYBZ. Where on earth can I afford a car on a civil service wage of $220 per month?

Mm 2 weeks ago

Macombi ari Boe anokufambisa fast pane zvimabbhazi zvaED izvo chokuti chikaenda ku Lunch hachidzoke zvekumhanya


mude 2 weeks ago

even ukatenga yako. mukangoita 3 unobatwa

William 2 weeks ago

Mabhazi its rubbish, today ndauya netsoka kuvha ku town
....kusina transport vanhu vakazara town yese vakango mirira transport isiripo, Its better vadzose mushikashika it is very fast compare to zupco this rubbish Ed you should carry yo family with these zupco buses.

weedman 2 weeks ago

just becoz hamuna kurongeka kuharare now you punish everyone with this illegal monopoly....


Commuter 2 weeks ago

Let's be factual and be sober minded on the issue of transport crisis. The kombis were a real menace on our roads as the drivers would break traffic rules willy nilly even shouting at drivers who would be observing the rules. Their conductors would insult passengers some of them old enough to be their grandparents. These drivers and conductors were always high on drugs and alcohol. That is totally unacceptable and we don't need that kind of behavior. Then on the other side the Government should have had a well rescue plan for it's citizens. Is it not that the citizens ndivo vene vayo vamurikutaura everyday. Please ED. have mercy on the citizens of our country


Farai 2 weeks ago

ungapise imba nekuti mapinda Gonzo here ? Vana zvavarikuita nhumbu varimuzvikoro zvikoro zvirikuvharwa hre knakuti ? Ndosaka mutemo uripo unosunga vese aparamhosva makombi ngadzoke vabereki wedu vaone kufambawo zvkasununguka nekuti ukaita pfungwa dzaunadzo idzooo adzina kunaka , zvawataura zvimwe zvacho u are correct but mota paroad atyora mutemo mapurisa anosunga

Fatso 2 weeks ago

makombi ngaasadzoke Havana kurongeka full stop. ehe zvirikurwadza kumirira zupco ngavatobata all those mushikashika voti wese abatwa kombi or Honda fit yake yotorwa yotova property yezupco or if u want to operate join zupco...zvapera.


Gonzo 2 weeks ago

Mazupco boe zvekuti ngaango wedzerwa


bvanyangu 2 weeks ago

mshikas should remain banned, same applies unregistered kombis.
havana kurongeka.
government should avail more buses, simple.


Bright 2 weeks ago

KU bellarusian ka kwakatorwa mamwe haa atiri bho ngaangowande bcz mishikashika ummm confusion yega yega

g 2 weeks ago

achibva kupi mabhazi acho nhy bvanyangu. varidzi vemabhazi vakabvisa because vaiita 2 months vakamirira Mari dzavo ivo vachi casher every day

g 2 weeks ago

unotaura nani...unoti maticha arikuchema mazuva ese havasi kuda kutaura. hapana anokunzwa. zadza zvako sahwira


Pfee 2 weeks ago

Have a reasonable price eg 150bond local or 50cents or else u will never operate brat**** kungotanga kunaya kombi yatokwira kuita 2dollars same route same day, kungoona vanhu 20 pabustop motokwidza **** musadzoka better tinonoke hedu or transport iite shoma thn kuunza vanhu vasingafunge PASI NEKUDZOSA MACOMBI 2030 NDENDICHIPO DIRA RIZARE ZUPCO



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback