Pindula
Register Login

Talent Chawapiwa Released By Sekhukhune United

Talent Chawapiwa Released By Sekhukhune United

South African Premiership club Sekhukhune United have released Zimbabwean international Talent Chawapiwa with immediate effect.

The former Baroka FC winger arrived at Sekhukhune from Amazulu in July 2021 on a two-year deal but has been shown the exit door after just six months.

The 29-year-old right-winger managed only eight appearances for Sekhukhune this season.

Kickoff.com reported a source as saying that both parties agreed to keep the new developments a secret for now as they are still negotiating for a settlement. Said the source:

At this stage, it’s not yet finalised, but he is definitely being released, both parties are busy working on it, he hasn’t been to training.

More: KickOff.com


Share Article

Sponsored

More

12 Comments

Mambondini 4 months ago

Mhakungoti munyaya dzemitambo takarasima nePolitics ndokuita seiko ikoko?? Munakura mupfungwa mhan


Hy 4 months ago

Bhora raChawapiwa ndere mushonga kunetsa nguva diki diki kunge Zvihuta


Tsivo 4 months ago

Haaaa Mboko statement yake iyo iri boe because if it was not Zan Pf yakauraya nyikah dai muface uyo achiyoriwoe muno achitambira malocal clubs sezvongoita vane sterling ......zanu isvina ukaona ichitsigira zanu baba vako kana moms vasiri mu war vet unelakupata soo cuz you are not benefiting


Bright 4 months ago

Wakunyepa manje akuna munhu anotambira kunakirwa ipapo usatipusise hako uda kti hurumende idire Mari muma club asiri avo her club ndiyo inotsvaka sporncer kwte zvkngoti pesepese zanu izvo zbu isiyei

Tsivo! 4 months ago

Haa Jah man musanyeprah kudzungaira manzwa ndeipi club inobhadhara muno muzim kana maplayers edu makuru anotambira muno why vachienda kunze .VANA CR7 vanotamba bhora zvekunakirwa naro kwete zvemarii wakambonzwa kutu vana CR vazoramba kutambira national team yavo or

Bright 4 months ago

Usangotedzera iwe Percy tau zvaari ktambira zamalek ku south Africa akuna Mari ko Ronald ku nyika kwake akuna mateam her ana sporting Lisbon vese avo

Makelanwi 4 months ago

Mbokooooo,paGame redu neMalawi,hameno kuti information yekuti MALAWI 2 - ZIM 1,wakanga wakabata kupi,aaah maone.


Sponsored

More
Ak soko 4 months ago

Mboko Kkkkkkk imboko sure


BuJuH 4 months ago

mbinjiri kana dzopera unoita hwatakwa chaiyo


Bright 4 months ago

Akashupa pa cossafa uyu yavakarova Zambia iya wakaona wakusiiwa ne sekhune ummm wapera achaenda ku glad Africa uko ku d 1

Bright 4 months ago

Anga asisaone chinhu pane game randakaona ii aitamba nyemba


Mogo 4 months ago

HAa munyama ma Zimbabwean iiiii



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback