Pindula
Register Login

Stone-wielding Robbers Pounce On A Mt Pleasant House And Get Away With US$48K

Stone-wielding Robbers Pounce On A Mt Pleasant House And Get Away With US$48K

The Zimbabwe Republic Police (ZRP) is investigating a robbery case in which stone-wielding robbers pounced on a house in Mt Pleasant and got away with US$48 000 and other valuables. Said the police in a statement:

The ZRP is investigating a case of robbery which occurred on 27/11/21 at about 0155 hours, where five unknown suspects pounced on a certain house in Mount Pleasant, Harare.

The five suspects who were armed with stones and wearing black face masks, demanded cash before being given safe keys. They stole US$ 48 000, iPhone XRS, car keys for a Toyota Mark X vehicle and went away.

Robbery cases have been on the rise in the past few years with some observers attributing the development to the economic crisis in the country.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

16 Comments

corky 5 months ago

garazviya chombo akabatwa aine marii mumba? 😅😅😅napedza hangu mbavha ngadzibirwewo


Muoni 5 months ago

Vanga vaine matombo haa vaita profit hombe coz havana kuita cost yekutenga mapistol


J 5 months ago

Matamburiro andirikuita kuti ndiwane dhora pazuva ndonzwa kuti mumwe munhu akuchengeta 45 thousand mumba akomana, mukuita seiko kuti muvane mari idzo,hee chimbondiidzai ndukuda kuziwa izimbabwe ipiko yamurikurarama, ndimi ma money changer here ndipinzeiwo mumadhiri


Ghetto yut 5 months ago

Rega vabirwe nxaaaa birwai

Sponsored

More
Pasi Nemhanduuuuuuuu 5 months ago

Vakadai vakabirwa handinzwi tsitsi. As long as pasina 😁 apondwa, arohwa, abhinywa kana kuti aitwa raped...kana pasina akakuvadzwa bholato...unoidii mari yakawanda kudaro mumba nyika yakaita seZimbabwe. Hameno ikoko.


cleopatra mativenga 5 months ago

akomana vamwe vachibirwa ma k ,,ma billion US dola inin handina kna 5 bhobho mwarii i i


Chikiti musarurwa 5 months ago

@cleopatra haaa wachema wangu kkkkk

Mwana wachihera 5 months ago

Ufunge hako hama yangu zvekti tikapindirwa tinouraiwa nekurohwa coz tinenge tisina chekuburitsa kuvapa 😂

Baba Bona 5 months ago

Baba Bona nyika iya yashata ....may you rise....


Tomboriro Jabwitj 5 months ago

Haa these are signs of economic crisis.Criminalism at peak kkk

Zimdollar 5 months ago

Eeeeish Dzimwe mari dziri kugara mune dzimwe dzimbaka, tinozobvunza kuti was the the money legally acquired, and how come they always attract robbers.


Chikiti musarurwa 5 months ago

From your 5 senses whats the reason yekubika ma figures nhaiwe ...no wonder why nyika ichitadza kuenda mberi kana tine vanhu vane uruzvi hwakadaisoo....!

Bornwise Ngwenya 5 months ago

Kune vane Mari dzavo iriko hää masafer emariii anogara wani Mumba mako

MZimba 5 months ago

Ngatigovanei mari yacho tikwane tese. Regai vatorerwe coz otherwise itori mari yedu(yenyika) iri kubiwa nevashoma vakachenjera vochengeta kumba. Mari ngadziende kubank dzitenderere kwete kutinyepera kuti nyika haina mari iye umwe akaunganidza mumba

Mr Grape 5 months ago

Izvo hazviko izvo hakuna mari yakawanda kudaro inogara mumba ,ma figures akabikwa aya.

King Kong 5 months ago

Vision 2030



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback