Pindula
Register Login

Star FM Gospel Greats Top50 25 December 2022

Star FM Gospel Greats Top50 25 December 2022

Star FM listeners voted for the Gospel Greats Top50 which was announced on the 25th of December 2022. Janet Manyowa topped the list with her song Vaudze while worshipper, Tendai Keith Chiodza was at number 50 with his song Kunenge Kupenda. Pindula News presents the full list below:

🔸50) Tendai Keith ChiwodzaKunenge Kupenga,

🔸49) Fungisai Zvakavapano- Nyasha Dzinokwana,

🔸48) Hannah Mapepeta- Mvura Yabvongodzwa,

🔸47) Mark Madzinga – Helele,

🔸46) Minister GUC- Kingdom Song,

🔸45) Taku Mugauri- Chinangwa,

🔸44) Carol Israel- Haasi Munhu,

🔸43) Worship Culture ft Mike Mahendere-

🔸42) Tatenda Mahachi ft Dr Winnie Mashaba – Shamwari,

🔸41) Breeze Music- Mbiri Kunashe,

🔸40) Sir Benjamin Mupapa- Ndishandurei,

🔸39) Tino Tags- Nditungamire,

🔸38) Psalmist Hubert C- God Of Excellence,

🔸37) Rev Chivaviro- Gore Regore,

🔸36) Vabati VaJehovha- Hatirwi Nenyama,

🔸35) Dorcas Moyo- Bvisai Marara

🔸34) Mai Mwamuka- Usacheme,

🔸33) Samantha Mundo ft Mathema- Pray On,

🔸32) Leemo Blaze-Jaireh My Provider,

🔸31) Brighton Pwararingira-Mwari Mubatsiri,

🔸30) Saba Magacha- Chenesa Nzira,

🔸29) Jonah Chivasa-Simudza Chiyero,

🔸28) Romak- Tinokurumbidzai,

🔸27) The Vine -Imbira Jehovah,

🔸26) Mai Mwamuka- You Reign,

🔸25) Samantha Mundo ft Saba Magacha- Simuka Titambe,

🔸24) All For Christ- Anyerere,

🔸23) Munyaradzi Munodawafa- Makanika,

🔸22) Apostle Paul Sambo ft Bethan Pasinawako- Anogadzira Nzira,

🔸21) Jesus Project- Kumusorosoro,

🔸20) Mathias Mhere- Acharwa Ndinyerere,

🔸19) Everton Mlalazi- Nyasha Dzake,

🔸18) Peace Gospel Singers ftTocky Vybes- Shamwari Yakanaka.

🔸17) Pst G- Mirira,

🔸16) The Unveiled- Hold On,

🔸15) Mike Mahendere- Guta Reutiziro,

🔸14) Everton Mlalazi- Inyanga Enkulu,

🔸13) Janet Manyowa- Shoko Renyu,

🔸12) Fungisai Zvakavapano- MufaroWashe,

🔸11) Everton Mlalazi- Bambelela,

🔸10) Zim Praise- Ndiri Mweya,

🔸09) Janet Manyowa- Ndiye,

🔸08) Mambo Dhuterere ft Astru- Datan na Kora,

🔸07) Mike Mahendere- Ndamuwona,

🔸06) Pst Barack- Wavhuma,

🔸05) Andrea The Vocalist- Uhambo,

🔸04) Everton Mlalazi- Ndomewera,

🔸03) Dorcas Moyo- Bvudzi Rangu Ramera

🔸02) Mike Mahendere- Tangaineni,

🔸01) Janet ManyowaVaudze.

More Pindula News

Share Article

Sponsored

19 Comments

Citizens Coalition for Change (CCC) 1 month ago

why didn't you list Citizens Coalition for Change (CCC) As a political party on that section of political parties pindula.... pindula??????


Lost Sky 1 month ago

Was about to ask the same thing

Zimzimbo 1 month ago

Mahendere wadominator


PSV fun 1 month ago

Man City yakatamba cy


Citizen 1 month ago

man city 3:1 Leeds
haaland scored a brace


PSV 1 month ago

@citizen thanx kkkkkk Haaland chibaba chiya


pk 1 month ago

surname yemunhu akaita number 1 haiite. Manyowa 😅😅😅😅


@pk 1 month ago

unorwara chete iwe

ndazveMari not Zvamwari 1 month ago

ehe manyowa akaita hake number 1 but Andrea the vocalist ndiye aifanira kutorwa chimuti...ana Janet chete vane Mari Saka if u know u know madhiri acho


@ndezvaMari not zvaMwari. 1 month ago

The Top 50 Gospel Greats was compiled thru voting. wether munhu anogona zverudzii, as long asina mavhotes akawanda anotokundwa neasingagoni ane but ane mavotes akawanda.

. 1 month ago

this top 50 gospel greats so, Lemmo blaze #36 voters don't know the real test of music.

,. 1 month ago

Maybe vanorovesa pasi pemuswe. Zvinowanzo shanda chaizvo mu music industry.

Sponsored

1 month ago

Top 50 yacho Haina kana mundebele asi **** havaimbiwo gospel


avian 1 month ago

number 14 ndeyeshona here

this so called Janet manyowa 1 month ago

is being given undeserved recognition apa anoimba zvinobhowa ini anondibhowa sei


Ashley Scott 1 month ago

pana fungisai na Dorcas boo zvkt alongside mahendere vamwe vese avagone kuimba


Ali Tinasheba albamohamed 1 month ago

Problem ativhoti but tinoda kuti hama dzi winhe


Voter 1 month ago

That's the same neku politics,vanoda Chamisa ASI kumavote havasi kuwanikwa

Ini zvangu 1 month ago

Zvimwe ndezvimwe, zita rekuti manyowa haringoiti, more so pamunhu wechikadzi anoimba gospel. Maybe se nickname yaManyengavana



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback