Pindula
Register Login

South Africans Attack Foreigners In Polokwane - REPORT

South Africans Attack Foreigners In Polokwane - REPORT

Some South Africans in the country’s Polokwane area, Limpopo Province, have brutally attacked several Zimbabweans following the appearance in court of Themba Prince Willard Dube, who is facing charges of kidnapping and killing seven women.

The 36-year-old Zimbabwean, who is in South Africa illegally, lured the women promising to seek employment for them.

Dube is facing murder, rape, defeating the ends of justice and robbery charges.

The bodies of his victims were discovered in different locations in the bush in Seshego, Polokwane, Mankweng and Westernburg.

A phone he was using allegedly belonged to one of the victims.

The seven women who were killed between August and October this year are Sarah Mothiba, Moleboheng Mothibeli, Khomotso Makhura, Sanah Sinyatsi, Andrea Cholo, Chisimango Gumbo and Jane Letswalo.

Infuriated locals have been captured in various videos stoning people said to be Zimbabweans living in Polokwane.

More: VOA News


Share Article

Sponsored

More

17 Comments

Black Jack 6 months ago

Imiwo maZimbo hamuna kumusha here? Dzokai ku musha tickets NYIKA munongoda kudzoka zvanaka. Dzokai tipinze mukomana pachimuti. Madhara atadza. Iringori corruption yega yega. Zva Ed zzvaaitaura pa Campaign hapana.


Strive mangaranje 6 months ago

Chauya chauya vakomana attack kuvanhu ivavo


Dadza 6 months ago

Nhai vehama varikuita ma robbery activities muno haas ma south Africans here


Julie Matombo 6 months ago

Dai magona masiyana nenyika yeSA kazhinji havadi kushanda ndivo vava kukuuraisai huyai mugadzirise nyika yenyu mudye muchiguta


Unifier General 6 months ago

Tinovasvasvanga vakaramba vachidaro


One tribe 6 months ago

Ma south africants vazototi jairira manje nxaaa vaakuda kurohwa manje tinodhiniwawo kana vasinga zvizive


Sponsored

More
One tribe 6 months ago

Ma south africants vazototi jairira manje nxaaa


Fortune Muchuchuti 6 months ago

Saka torovawoka southAfricans living in Zimbabwe, for the reasons dzekuti vanwe vavo are harrassing our innocent brothers and sisters in their country. South Africans are behaving like dunderheads in this regard.


0404 6 months ago

Kupolokwane ndakakugara makore akawanda. Kune mbavha zvechokwadi. Asi ndinoona sekuti vakomana vemazimba vanotenga foni dzakabiwa. Ukawanikwa urine foni iyoyo mhosva dzose ndedzako. Kupolokwane mutown panonzi pasp


Lawrence 5 months ago

Ichokwadi kupolokwane ma deals kytenga maphone pamunhenzva asi mhosva kana dzakuuya dzese ndedzako dzosee,takange tiriko muma streets for long time

Shadows 6 months ago

Home is best. Dzokai kumba tivake nyika yedu. Mnourayiwa nemhondi idzo. Zim is free


Merk 6 months ago

Mmmm. Pakaipa. This is a very difficult situation. All Zimbabweans will obviously be blamed. Xenophobic attacks are dangerous.


hief 6 months ago

Iri tym yamugabe dai bob ataura something manje ana ed vachangonyarara. Dai nyika yanaka vanhu ava vadzka havo


Sponono 6 months ago

Zvakawona wena. Dai maZimbabweans ose adzoka kumba nhai imi vasiyana neSouth Africa. Shuwa kurovera vanhu mhosva dzakaitwa nemumwe munhu !!


Chogu fire03°^∆ 6 months ago

Iwee unoenda kunonzwa chii ku court kune munhu akatadza kudaro kuurayaa vanhu seven wotii datononzwa kunzii zvinonzii chiii ndomakuhwaa iwayo unofira dzasahwira apaa hausii munyika makoo funny part of it mazimba garai mudzimba kunge makonzo


MuGrade 2 6 months ago

They were beaten on e streets not court

Natty Bee 6 months ago

Ma Zimbabweans otongerwa mhosva isiri yavo zvakaoma hazvo Mwari pindirai



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback