Pindula
Register Login

South Africa: Zimbabwean Robbers Shot Dead After Shooting At A Helicopter

South Africa: Zimbabwean Robbers Shot Dead After Shooting At A Helicopter

South Africa’s police minister, Bheki Cele, yesterday said police shot and killed 8 members of a 25-member gang involved in cash heists in Gauteng and Kwazulu Natal (KZN), arrested 8 while the remaining are still at large.

Cele said the gang is armed to the teeth as they have AK47s and double magazines.

He said the gang comprised of  4 South Africans from KZN, 1 from Botswana and “the rest” – 20 from Zimbabwe shot at a helicopter and injured the pilot. Watch the video below for more:

More: eNCA


Share Article

Sponsored

More

31 Comments

😁 3 months ago

ARMED to the TEETH


Cde Mabhaudhi 3 months ago

Mabhazi eZupco anoda insuarence mkoma avo ngavaende mangwana chaiwo kuseni vanoita mari yakanaka


Cde Mabhaudhi 3 months ago

Ndaiti macomrades akaperera kuhondo SAPS inorohwa nevakomana helicoptor yakabvira ngavato trainer zvakacmba AK47 inouraya


cute 3 months ago

dzichiri mbavha here or ndevamwe vayeee vakasina zvekuita😡😯😯


Griso 3 months ago

Zim pple vakadzoswa kumba tichanzwa nekubirwa


Sponsored

More
gwanda lose 3 months ago

pakuzopfuura chikopokopo apo bhooo here manje handifungi kuti dzichiri mbavha idzi


Tkt 3 months ago

M ʀ = lulalula

ndapedxa so


Chikandamina 3 months ago

Ma Zimbabwe ndivo number hombe,pakaipa zvichapedzesera zvakuno.


Tendayi 3 months ago

Uyo we mainsuarence akayenda towards Rotten Row pane chii building chinenge chemasese, ipapo pane ma top of the range cars, I am sure amogona kutengerwa insistence ipapo because dzese ipapo hadzina mapepa iwayo. Dzinongove ne mascarf pa rear view mirror


jycee 3 months ago

musada kurovesa munhu boys nzvimbo dzimwe anokuvara kkkkkkk

Munoti Dako 3 months ago

🏋🏼‍♂️nd all 20 are Ndebeles from Zimbabwe's Matebeleland😁


Gogodera 3 months ago

Saka hondo yacho inorwirwa kusouth here mazim soo musadenha maneibours

Mᴀʀᴀᴠᴀᴢᴀ 3 months ago

Tʜᴇ ʀᴇsᴛ 20 ᴀʀᴇ Zɪᴍʙᴀʙᴡᴇᴀɴs?...ɪᴛs ʟɪᴋᴇʟʏ ᴛʜᴀᴛ ᴛʜᴇʏ ᴀʀᴇ ғᴏʀᴍᴇʀ ᴍᴇᴍʙᴇʀs ᴏғ Zɪᴍ ғᴏʀᴄᴇs


lulalula 3 months ago

i think so

Bright 3 months ago

Ummm kupfura helicopter haaa idzi mbavha idzi ummm yaa


Busymark 3 months ago

20 Zim


Tikukuonai 3 months ago

It seems Zimbabweans have took over the south african crime market and Zanu PF's poor leadership is to blame


ngorima mushava 3 months ago

why blame Zanu Pf ,for those guys who chose to be thieves n robbers,hazvinei neParty izvo those are personal choices ,

Kakistocracy🤣Muchakaka 3 months ago

VACHAKAKA kkkkk the rest (20) are "Commandos" from Zimbabwe🤣🤣🤣🤣🤣. Daidzai Nemaisa. This was a full-scale battle. Zimbabweans are making a good name in SA😁😁😁😁😁


Yellow Nation 3 months ago

😂😂20 from Zimbabwe, this is not good image for zim,ZANU must go
Ngavauye vaRegister to Vote


Zvazvanga zvingori 3 months ago

Bothwell House iyo yapinzwa mhepo negudo iri reinsurance.Muchatamiwa because of him


Ginious 3 months ago

You can say that again

Zvagarazviriko 3 months ago

Sure buddy vemalicences Havana zvekuita dai vamwe vavo vezanu vaitirawo something becoz kwakungoswerera pindula chete hazvizoni muvanhu veruling Party


Hameno 3 months ago

Mazimbabweans kupemha kwacho manyanya ko ingavamwe kuno tiri kuhasla tichirarama Hanz huyai nadambudzo nyika inotongwa nevamweni vayo


Davis Phiri 3 months ago

Tisatuke vana mai. Itai argument yenyu mega

Senior Citizen 3 months ago

Tell them brother ,I spend four years kuCollege studying Computer Engeering not kuty ndizo ngwava ngwava i need a job equal to what i studied in School,zveku Hustler ndezve vanhu vairova maTeacher nerekeni kana vaitiza chikoro

Vladimir 3 months ago

@Hameno, poverty has made you believe kuti Ku hasla is quite normal, nothing about Ku ngwavha is normal, some of us want stability

Angry 3 months ago

Urikurarama nei iwe? Ini handina kuendera kuUniversity kuti ndizohasla, iwewe kana wakatamba nechikoro imhosva yako. Isu vamwe tinoda mabasa anoenderana nekudzidza kwatakaita. Beche rraamai vako.

Rwadzi Gunsmoke 3 months ago

Pakaipa yatova Hondo chaiyo ndizvo zvoratidza kuti zvinhu zviri upside down SAPS ine resources vanopfurwa vakapera koz AK47 haisi skids yekutamba nayo...


Bright 3 months ago

Vanogaona kuita maresources asi pasina zvozivikanwa ka


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback