Pindula
Register Login

Seh Calaz Defends Makandiwa Over ED Invitation & Praise

Seh Calaz Defends Makandiwa Over ED Invitation & Praise

Zimdancehall musician Seh Calaz, real name Tawanda Mumanyi, has defended United Family International Church (UFIC) founder and leader Emmanuel Makandiwa for inviting President Emmerson Mnangagwa to his church service on Saturday afternoon.

Mnangagwa, the First Lady Auxillia Mnangagwa, and Vice President Constantino Chiwenga attended a church service at the UFIC International Easter Conference on Saturday in Chitungwiza.

Makandiwa has faced a lot of criticism following the event, with his critics asking why he praised Mnangagwa yet he doesn’t speak against human rights abuses as Biblical prophets did.

However, Seh Calaz says Makandiwa’s critics should just leave him alone as he has the right to freedom of association. In a post on his Facebook page, the musician said:

Mamukaseiko vatendi.

The way vanhu yavari kutsoma and shaming vana vaPapaManu and his UFI mahorror, inoita tione kuti isu as Zimbabweans we are not ready and hatibvume kuti we can support different teams and still be friends and family, chese chaunopikisana nacho chinofanha kutotukirirwa chobvachadhakwa? if it was you, President voti varikuuya kuchurch kwako wairamba here?

Muchurch ndeme vatsvene chute here,Ok whats wrong with the President going to church, Mukuru havafanirwe kuenda kuchurch here? Mangani ma church avakaenda, iyoyi yanyatsoitasei?

Handina pandaona PapaManu vachiita slogan, hapana chakaipa kana chekunyeba chataura pane zvaarikuonawo zvichiitwa nehurumende, zvekuzoti todya road here zvava zvako, maida PapaManu vatange kutaura matambudziko emuunyika, neparikukanganiswa nehurumende mukelaz. here? ,

CHINOMBONZI CHURCH CHIIKO? ukanzwa anoti i lost respect and handichada kutonzwa mharidzo yake hahahah regedza zvako unenge wagara usingaterere, PapaManu vakasarudza bato ravada nderavo choice ndeyavo vane right yacho.handiyo democracy yatoda here, yatochemera?

PapaManu mharidzo yavo ndinoida inondikomborera zvekuti dhuuu, ende izvozvo hazvichinjwe nema political views avo, Siyai vana vaPapa, besides haurase or kutuka baba vakakubereka nekuti vaita mumwe mudzimai. lvai ne Sunday yakanaka.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

32 Comments

Makalomo kuda 3 weeks ago

Haaaaa arikrasika mkomana uyu


MaSpyce 1 month ago

Our constitution entails that even Mubhandit has the right to freedom of expression saka musiyei..

But to some extent kana uri musician uchiteererwa ne vanhu vano sapota ma political parties aka siyana, i think its wise to remain neutral such that u dont spoil your career with current affairs you cant even solve as an individual


vidal 1 month ago

akasatotaura idzodzi nyaya chiii chimwe chaangaite,mutoriro wakatomuvhiringa


Tio 1 month ago

Seh Calaz ngaanyarare ,he doesnt have a clue kuti a real prophet anoita sei. Tibvire kumhepo muporofita anotsiura nyika nevatungamiriri vayo kwete kupa praise munyika yakadhakwa for all to see.

Never 1 month ago

Unowana manje mupfanha ndodamvudxiko rako. Kupura ita kushoma


Sparta 1 month ago

Mabhanditi tokusapotayi but iyi nyaya yamatanga Chimbotimirirayi, Apa hamukwane, chimbosaririrayiwo. Aaaah Hatisi kuda kupinda persanary kkkkkkj


ngorima mushava 1 month ago

he is right , everyone is entitled to his or her own opinion, I saw nothing wrong in Mkandiwa's statement ,that is plain open truth ,the problem is that vanhu hatidi kuudzwa chokwadi...
...the problem in my own thinking is the British system of education,which is education for employment ,


Sponsored

More
Joeboy 1 month ago

Haaaa bhanditi rakupinda musango manje kkkkk, ndozvingaita kupera kwacho here, ku inviter munhu hazvirevi kuti anofanira kuindaka ko asingadii..... Hii guyz....


Joe Brownn 1 month ago

Arasika muBandit nyaya ahisi paku inviter Mnangagwa, no. Immeasurable bootlicking kunanzva magadziko aED ndizvo zvatibhowa. Everybody is entitled to their choices but dai Chamisa aenda kuUFI dai kutaura kunoku state media iri busy kutukirira Makandiwa wacho for allowing Chamisa to attend his church.


SSS 1 month ago

mashaya zvekuita Here


Vybz Kartel 1 month ago

Ngapinde Hake Mukoma - paPINDULA NEWS.


🤦✳️ 1 month ago

khalaz whatever it calls it's self, he's seeking media attention.
I wonder how do you still follow such people


1 month ago


all is vanity y 1 month ago

all is vanity


Nyati 1 month ago

Asi president akati nikuuya kuchurch kwako nhs iwewe unoraaamba ere nhy guys kuuya kuchurch akataura politics muchurch ere kkkkkkk rethink gentleman


Executive Zvimbazi 1 month ago

DONT BE FOOLED. MAKANDIWA INVITED ED NOT KUTI ED DECIDED TO GO TO UFIC .
THERE IS A DIFFERENCE THERE......

ED KILLED IN 2018 , AGAIN HE IS STILL KILLING ( MBOWENI ) ,DONT FORGET THE WORDS BY CHIWENGA " DESTROY THEM LIKE LICE".

PEOPLE ARE DYING IN HOSPITALS DUE TO THE LACK OF PROPERLY WORKING MACHINES.
THESE GUYZ ARE THE DEVILS. THEY ARE TRYING TO HIDE BEHIND MAKANDIWA NOW .

LASTLY, LOOK AT THAT TRAIN INOPFUURA PA FLY OVER YE NRZ OR ZUPCO , U WILL UNDERSTAND THESE GUYS . KO MA DEAL E DIASPORA AVAIITA AYE EMA BODY PARTS E TRAIN ARIPIKO?

Chibaba baba 1 month ago

Seh Calas must stop the habit of trying to get a following through being a political commentator, rather he should concentrate on his waning music career kwete kuswerowawata


knight 1 month ago

haaaa mwana wangu akaita mistake apaaaa kuda bori uyuuu


moira 1 month ago

hanti mamuonawookaa haafunge moti ndirambe ndichiiswaa nemunhu akadai


bhadhiti 1 month ago

vakadzi vanonetsa chibhachura chinonaka nyama yese yaunobika unenge uchiziva kut ndeyangu


Calaz 1 month ago

kurambwa kuriko asi huya uone kuti ndinorara ndega hr kana kubika,kuwacha


Sharp 1 month ago

Imboita zvekubhadhara maintenance wakanyarara. Ndosaka wakarambwa haufungi


wazara 1 month ago

kkkkk kalaz asi irikuda kukumbira Mari ye maintenance kwamakandiwa or Ku ZANU Pf. handis kunzwisisa nyaya yake kwairi kunanga


ghetto youth 1 month ago

iwe mfana calaz hambo bhadala I maintenance ukoooo


Anonymous 1 month ago

seh calaz is now a social media commentator, however as he has highlighted, us as Zimbabweans we are of a different opinion. ED has been there since the inception of ZANU PF,he wasnt the president but he has been there & also very influential.. Zanu pf failures and successes are credited to them. Actually Makandiwa was wrong to praise Zanu pf for projects they should have done 30 years ago... they failed to maintain what was there, they failed to develop gravel roads. They destroyed everything. No developments... what they are doing now is like reparations inasmuch as road developments are mentioned


Dadada 1 month ago

Kalaz ipa moira mendenenzi


wazara dai vakaenda kunobata maoko kunevakashaika kuchipinge wazara 1 month ago

dai vakaenda kunobata maoko kunevakashaika kuchipinge zvirinane


WAZARA 1 month ago

WAZARA HERE.
NEMUZISO

Makandiwa 1 month ago

Thanks mufana wangu une chisong chegospel hereumbozoridza kuchurch kwangu ugowana mari yementainance wopa Moira


Ndini Ndadaroo 1 month ago

Tell em bhanditi



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback