Pindula
Register Login

Rusape Man Banned For Life For Driving Bus Without A Licence

Rusape Man Banned For Life For Driving Bus Without A Licence

An unlicensed 49-year-old man who drove a Hwenje Tours Bus from Harare to Mayo in Rusape has been barred from driving busses for the rest of his life.

Bugner Mafukidze was sentenced to an effective two-year jail sentence by local Magistrate Obedience Matare.

The magistrate also barred Mafukidze from driving any other vehicle for the next six months.

Mafukidze pleaded guilty and in mitigation, he said that he drove the bus after the driver fell sick along the way.

Prosecuting, Oripa Sagandira said that on 20 June 2022, Mafukidze was driving a public service vehicle, a Hwenje Bus Tours, with 40 passengers on board.

He approached a roadblock where he was stopped by police officers who asked for his driver’s license.

Mafukidze told the cops that he did not have a driver’s license and was arrested.

More: The Mirror

Share Article

Sponsored

30 Comments

Observer 1 month ago

this is just a drop in the ocean


saikorojist 1 month ago

6 months 2 years jail time, life?


Gwedu 1 month ago

Hingu guys zvinhu zvakaoma muZimbabwe but ue license chingoshingawo amana. Apo driving a bus futi haaa guys zvimwe hazviiti...unotiurayira vanhu ka tinoda ma votes pa 2023


1 month ago

Iwe experience ndoinoshanda chitambi hachina basa paroad

Jah🇿🇼Tsvarie-07 1 month ago

ini ndichitya kupfuura pa road block ne truck ndiine class 4 😂 kuzoti bhazi without a licence haah kudeerera vanhu uku...


Champion Man 1 month ago

experience chete chitambi hachityaire

i 1 month ago

zvakangooma kuti munhu anoshinga kutyaira bhazi shuwa here wakatakura hupenyu hwevanhu usina chitambi .hazvina kusiyana nekubata chibharo uchiziva kuti une uneutachiona kungoda kuuraya chete


pk 1 month ago

but license nekugona kutyaira zvakatosiyana. haana kuita tsaona uyo, he is a good driver. dare rinofanira kuti atore class 1


jerry 1 month ago

he is a driver ,truck driver .he did not want to produce license ever since he is a class 2 driver. Who will monitor him kuti haasiku driver here kune vanhu vakqnzi necourt usa driver after vaita accident manje uyu lilicence anaro buy ndere maLorry so its more of akaviga licence kuti asaite banned akaboorerwa licence necourt he will drive the car coz haana mhisva yecoupable homicide yaaita,haana accident yaaita mutemo we driving without a licence its a minor traffic offence which translates to a fine or u produce th license after 7 working days so Shife anayo licence but akaita accident ndiponpaanoiburitsa

Cde Gabarinocheka 1 month ago

As much as experience is needed, we need experience of a licenced driver not experience of driving without a licence murikupedza vanhu daily mumaroad because of your arrogance, there is a lot that you get taught kudriving school, kudefensive, all that stuff is imperative in making a good experienced driver not just changing gears and turning the steering wheel and indicating lights, that's not driving.

Zimcitizen 1 month ago

Typical of Zanu pf which has no mandate to govern , but rigs the elections thereby killing the people's future.


Sponsored

Anonymous 1 month ago

Munhu uyu anofanira kutopiwa class 1 drivers license. If a person hacks a bank's computer system anopiwa basa wani. Munhu uyu anotokunda amweni ma driver basa


i 1 month ago

@pk tese tese togona kutogura mazino bt hatibvumidzwe nenyaya yekuti hatina magwaro acho saka zvekuti anogona kutyaira izvo zvozivikanwa nani iye asina humbowo.kutozobvunzwa chitambi uchi driver bhazi pane zvavakatenge vaona.becoz kashoma kuona driver webhazi achibvunzwa license isu tongoona conductor achimhanya ikoko kuporisi chete driver agree zvake


Sabhuku 1 month ago

Conductor upi pa tour bus?

NHUBU 1 month ago

hanzi tongoona conductor achimhanya kupolice ikoko kkkkkkkkkkk vandispaka wena ndaifunga kuti ndini ndega ndinozviwona kana kuti ndiwo mutemo wemakondakita kumhanyira kupolice achidzoka ipapo ipapo

Mundikumbuke Terrence 1 month ago

akatogona uyu, anofamba anoziva mitemo yemunzira kushaya Mari yokutora chete uye une license unongoroverawo uyo akatogona kupinda ma robots ose anogona musiyeyi next time ngatore license


Nhubu 1 month ago

I nhubu sezita redu dj muriseiko


dispenser 1 month ago

he is a driver ,truck driver .he did not want to produce license ever since he is a class 2 driver.


UmfokaDube 1 month ago

This judge is a whole hoe, overzealous for nothing. That's why he gets paid less than a 100 dollars. You are telling me I could literally stab someone right now and I wouldn't even get jail time, just a few hours of community service. But if I drive a few kilometres without a license he will give me a full 2 years


jonathan moyo 1 month ago

Auraya munhu ere driver wacho nxaa mabus mangani abheuka mudzi road umu asi vane zvitambi zvekutyaira plus motor zhinje dzirikufamba mudziroad vatyairi havana zvitambi zvekutyaira iye ndiye adii, mitemo yenyu yemuZim iyika shame


Trent 1 month ago

Aachfanirwa kutanga auraya munhu here??Imagine if he was to kill hama yako ozosungwa or wat if dai vanhu vese vafa

1 month ago

Auraya munhu ere driver wacho nxaa mabus mangani abheuka mudzi road umu asi vane zvitambi zvekutyaira plus motor zhinje dzirikufamba mudziroad vatyairi havana zvitambi zvekutyaira iye ndiye adii, mitemo yenyu yemuZim iyika shame


jiggies 1 month ago

uyo anoda sando


Rogue 1 month ago

Vese vakuti driver was ryt n shud b given class 1 hamufungi.. I cant type y cz hamungatadz kuona zvri pachena...chero kuskuru makaguma muroad i think


Nyikayaparara 1 month ago

Motor iMotor experience ndoinoshanda grade zero inongo driver bhazi wani hazvina chikoro ndosaka zvakadhakwaso


PVC 1 month ago

he is a driver but not a bus driver. well was the bus driver really sick or he was employed by hwenje tours to drive. there is something fishy there he just admitted for the sake of bus owners


Tkt 1 month ago

@CdeGabarinocheka
My guy it is a lot of drivers who flout road rules not unlicenced drivers
WHY? Bcoz those that are unlicenced fear to commit crimes thus they always Drive Cautiously

I am one of then drove since Grade7 in 2004 upto now handisat ndatora license all my siblings have gone to the driving school for not more than a week bcoz ndonga ndapedza navo kare

The issue of enforcing the public to be licensed is just a scheme by Gvt to get money from citizens otherwise the issue of driver's licenses must be done in the same manner as one goes for IDs tosangana kumhosva nemitongo iri harsh ONLY


Sabhuku 1 month ago

Wabva wapedza ma.sports

Mhofu 1 month ago

hakuna munhu asingade license maybe mari chaiyo ndoma1 kuti aitore. remember zvinhu zvakaoma sei munyika umu veduwe. but next time akuziva.


Zapi nax 1 month ago

Corruption in the ministry of roads has resulted in this.Drivers licence inotonetsa kutora kudarika degree kuUNIVETSITY muZIMBABWE



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback