Pindula
Register Login

"Prophet" T Freddy Fined 3 Goats Over Affair With ZBC Presenter

Zimbabwe Broadcasting Corporation (ZBC) presenter, Rutendo Makuti, who was arrested on charges of extorting popular Harare preacher Tapiwa Freddy, appeared in court on Friday and was granted bail.

Makuti (33) is alleged to have been in a relationship with Freddy, founder and leader of Goodness and Mercy Ministries.

She appeared at the Harare Magistrate Sheunesu Matova who remanded her to 9 December for routine remand.

Makuti, who was represented by Tinashe Mbala, was released on $5 000 bail and ordered not to interfere with state witnesses.

Allegations are that sometime in 2020 Freddy (38) had a relationship with Makuti.

During the relationship, it is alleged that she started threatening to expose their affair if he does not meet her financial and material demands.

Prosecutors told the court that sometime in August 2021, Freddy was summoned by Chief Chikwaka and proceeded to the traditional leader’s place.

It is alleged that upon his arrival at the chief’s homestead he was tipped that there were some police officers who wanted to extort him.

Freddy then made a U-turn and sought to return to Harare but was stopped by some police officers who were manning a roadblock.

He was forced to get back to the chief’s homestead where Chief Chikwaka allegedly accused him of raping Makuti.

The chief also accused Freddy of sleeping with the woman before a year had elapsed since the death of her husband, violating traditional norms.

Freddy promised to pay US$15 000. In addition, the chief ordered him to pay three goats and Freddy promised to return at a later date with the money and the goats.

It is alleged that the chief made the pastor sign an agreement which was authored by an Inspector Jaji.

It is further alleged that upon their return to Harare, Makuti told Freddy to hand over the US$15 000 to her personally since she is the one who was aggrieved.

He handed over a Mercedes Benz E250 valued at US$15 000.

t is alleged after some days, Makuti started threatening Freddy again, saying his secretary Nollen Mundawaro had insulted her so she wanted compensation of US$20 000.

On Thursday (yesterday), Makuti’s brother demanded that he pays up the US$20 000 and that he signs an acknowledgement that he had raped her.

He threatened Freddy that he would expose the affair if he failed to pay the money.

Freddy reported the matter to the police leading to Makuti’s arrest.

She was lured to meet with Freddy purportedly to discuss the payment of the US$20 000 and was nabbed at the rendezvous.

The US$15 000 was recovered.

More: NewsDay


Share Article

Sponsored

More

63 Comments

Shumba huru 5 months ago

Ruru haana kana mhosva akatsveterwowo Feddey ndiye akatsvetera munhu now pa radio hapachanakidzi dzoka hoko kubasa Ruru hauna kanamhosva iwee


Shumba huru 5 months ago

Yapapi nyaya yana Ruru ne munhu wamwari


Enest Ruzvidzo 6 months ago

Rutendo Makutu Mungezii wanyadzisa iweeee chiii nhai huya hako ndikurore ndichiri jaya handina mukadzi


Tafman zins 6 months ago

Yaa pane nyaya apa. I think wat t Freddy does with consenting adults is his on choice.hatingapindiri hedu, iPersonal. Chandinetsa kut sei ruru achitsvaka Mari thru blackmailing munhu, it doesn't fit her modusi operanda


Wiseman 6 months ago

Ruru should register her sex work service kwete kuita chivande chaarikuita. Ndiamai muponesi ivavo ngavabude pachena


Sponsored

More
Obert 6 months ago

ZRP police investigate this thief Rutendo we suspect aitobira vanhu vakawanda almost zimbabwe yese paya paaiita zvirongwa zvekubatsira vanotambura achiti vanhu kandai Mari anenge aiita dhiri nevanhu vaainyepera kuti ngatimubatsire anotambura vanhu vakanda Mari ondokovana Mari nevanhu vawaiti vanotambura. Vanhu vanoda Mari dzavo dzawaiba iwe. Hure remunhu Tsotsi remu mbare dzosera vanhu Mari dzavo. Police recover that money investigate that wife very corrupt


Soul jah love 6 months ago

T Freedy wakapenga sha,wasanganisa ma Political parties ese ka one.POLAD ina Chamisa pakati.
Heavy heavy
Baggy baggy
Prophet baggy huhahaha!


Jona 6 months ago

Ruu urimbavha chaiyo ukabira T Fred Mari . Ruu last year Saka wakaita interview T Fred uchimupatisa pa Radio izvo waimubira Mari. Uri hure chairo. Enda undonyoresa se commercial sex worker kwete kuvanda zvauri kuita. Unowana ma customers woita Mari kwete kubira vanhu haunyari pfambi yemunhu


Chipika 6 months ago

Ko nhaimi ndikuda kungobvunzawo hangu kuti ko Ruu paaipusisa Freddy paradio last year anga asati apiwa Mercedes Benz kanhi bcoz eiish akambodyisa Freddy dhodhi paradio imi


Ganja 6 months ago

Ihure remunhu, apa atomunzwira ipapo achinyebedzera kumupusisa then she seduced him afterwards

Tea Furedhi 6 months ago

"Haikona kuwanza nyaya. Taura zvawafonera...Bag bag...chaunongoda ibag rangu"

I dedicated this song to Rurue and her accomplices in exhorting me😂😂😂...ndanga ndanzwa weduwee.

Mungandituka henyu weduwee asi ndiri munhuo. Imi zvingani zvamuri kutadzira Mwari zuva nezuva. Kutonga hakusi kwegamba ndekwaMwari.


Mai Muna 6 months ago

Zvakaoma nemadiro andoita Ruru so nekushamarara kwake achibatsira vanotambura nemadzimai asina mbereko she is amazing hakusi kuda kusvibisa zita rake here prophet vakaitei mwanasikana wevaridzi


Vhura meso mhani 6 months ago

Akaredzwa ne police achito demander mari ndobva asungwa. Saka zita rake rasvibiswa papi?

Mwana wevanhu 6 months ago

Bag Bag


Chimudhara 6 months ago

T fredy unopera Mari nembavha iyo, Rutendo haunyari here kuba Mari yakandwa ne church varombo vasina Mari mapa zvipo.chokwadi Rutendo unoenda kugehena dzosa zvipo zvevanhu ve church hure remunhu hausvodi. Ndakunyarira uchashanda sei basa tsvaga Mari nenzira kwayo kwete kuba. Rutendo urisimbe yemunhu kudya zvekuba.


Mr Mugurameno 6 months ago

Vanhu wewe pliz siyanai nekubvisa zvegumi chionai mari dzenyu dzakukonzeresa

Roy E 6 months ago

Uum Freddy wanyadzisa xaa be a gud example


Mdara Odza 6 months ago

When you've got the money, sluts will throw themselves at you in a bid to blackmail and extort you later. That's exactly what happened with Freddy here. I don't like him and he's a charlatan but I sympathise with him here, he is a victim. The woman threw herself at him and they were in love but to his surprise the woman then blackmailed him and made to pay a ridiculous fine before a Chief


Simba Muchinjikwa 6 months ago

Haa Vanhu munoda paita wrong chete.... So far this article has drawn more comments pa this site so far.... Ha Vanhu Vanoda pane drama ndabvuma 🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️🙆‍♂️


Mkomana 6 months ago

Ruu haana murume fredy ndiye hure,ruu aripakutsvaga bag


Nene 6 months ago

Haa Ruru uri prostitute


Sugar waSeki 6 months ago

🤣🤣🤣🤣🤣 ah ndaseka nhasi zvikufamba sei apa Fredy azorova sporo kupolice nekuti anzwa nekurohwa bag,waitangirei musindo uchiutangirei kkkkk.Fredy,fredy,fredy how many times did i call you!


Do that 6 months ago

Makuti kudii Makuti Fredy Makuti ini Saka zvine Basa Rei Kuti Makuti ....? Cee yu Guys iwe Fredy Hona manje Makuti ambuya waye wekuzvibatsira pa Kirawa aaaah iwe💀💀

Mr Bush 6 months ago

I don't blame people for disappointing you I blame yourself for trusting them 🤷🤷🤷🤷🤷🤷🤷🤷🤷🤷🤷🤷🤷🤷


Hohodza 6 months ago

Sisi musazotengesa ndekeda!


Jena° 6 months ago

Ruru haana kana problem apaa uyu munhu wamwari uyu ndiye akatokanganisa mwana


Walter 6 months ago

This lady is a gold digger ...zvaakapiwa Benz anga odeyi futi....kuivo prophet sei kushaya unhu.,Kasi Havana mukadzi


Chipika 6 months ago

Mwari ndipeiwo shamwari dzisingangoda bag rangu

Dhehwa******* 6 months ago

Rutendo handina kuziva kuti une kahunhu kakadaro. Uri hure? Ko wakanga washayei kuzodanana naFreddie? Wandinyadzisa, wandidzikisira. Kana gonzo riri nani pauri. Go to hell pfambi yemunhu. Harinyari. Pamwe rakapinda basa nechihure. Dai vakatokupa life in prison. You are not worth to be in this society.


Mumu charumbira 6 months ago

Zvonyadzisa xem apa Mwari vazviratidza pachena T Freddy usatambe nezta raMaari


Last King 6 months ago

Hapana murume asingade ..... 😂😂😂


Legend 6 months ago

Ana T Freddy stonyeni mazoida zvakapfurikidza Ruru haunyare rina manyanga hariputirwe


Dhiniwe 6 months ago

Magaya,Makandiwa,Freddy nana Twabamu hapana hapana vanhu murikuitiswa ne tuma porofita twenhema,Tsvagai Mwari achawanika musiyane nema satanist aya


@nelsonchamisa 6 months ago

I DONT THINK IF THIS ED I SAW ABOVE IS THE ONE I KNOW.T FREDDY WHAT YOU DID IS SHAMELESS...CHINJA MAITIROO


Mukuru we beans 6 months ago

Ma prophets anobhosha beans... Chiweti chinodashurwa nana papa ava... Apa vanenge vane danda ..mupini waro.🤣😂😂😂😂😂🤣🤣.. Rue akatsotsewa beans amwe aenda kundobatsirwa kkkk


Mujumba 6 months ago

This woman can talk I tell u ana T Fredy ava vane marine spirits vanoketura chero vakadzi vevanhu zvafumuka manje hurombwa hwese uhu hapana kana mweya wamwari ipapa


jombo 6 months ago

If she was really raped she should had gone to the police....kukumbira mari uko zvoreva kuti aitozvifarira


Neverdies 6 months ago

There is a possibility that Freddy really raped Rutendo, why was he paying. He is a rapist. The lady is a victim in this case, it's just that Freddy countered her


Hohodza 6 months ago

Haana mkadzi, ere T Freddy, ko Rutendo, chirikadzi iyi anodei? These young pastors vanonetsa, muri kunyanya chi holier than thou ichi. Hazvibvimidzwe kuti paite chinhu chisina kumboporofitwa. Spiritual spectacles, ummmm ndatenda hangu.


Talent Chiwenga 6 months ago

Maporofita enhema aya takazvitaura kare


Ndundu Chikara 6 months ago

Ruru ndakambozviona kuti maridziro aaida kuita nziyo dza t freddy soo
umm panga paine nyaya.ini rambe ndiri zii zvangu semunhu mukuru.
Kunyepera kuuya kubasa kachizviita katsvene, kahure kemunhu


Chikomborero 6 months ago

@ndundu chikara.unorevesa.maridziro nekurumbidza kwaitwa freddy uyu naruru kwaitobhowa.zvanyandurana maporofita enyu ayaka

Petros 6 months ago

You can say that again. Rutendo aibva anyanya kuzviita Mai Makana, dzimwe mharidzo dzaaizopa waitoti akadzikamba nyamba achitidzidzisa kusaita nekutitukira kuita zvaaiita iye. Izvi zvosvodesa. Mhuri yese shuwa kusuppoter chihure. Ana Mai musazodaro. Uyuo Freddy, chifundisi haisi rurerure. Ini ndakagara ndasurrender kuti vakadanwa chaivo vaite.

Griso 6 months ago

Rutendo uri gold digger zvekudaro nhai...


Ghetto yut 6 months ago

Benz iyo ipapa yakatengwa ne church kkkkkkkk kuitiswa ndokuziva ini heeee prophet prophet makadzungaira 😂😂😂😂😂


Madala Banda 6 months ago

Haaa zvonyadzisa izvi ana Ru kana muchitaura PA radio moita semusiri mahure Asi ummh nhasi yavhiyiwa pachena prophet vaona kuti vakasa mhangara nyaya iyi vaorohwa bag too bad ..


Mr ndhlumbi 6 months ago

Maporofita enhema


Mistubish Pajero 6 months ago

Rutendo ndanga ndisinga zivi kuti uri pfambi


Beasty boy 6 months ago

I love Jesus Christ,he reveals the deep secrets.You shall see them by the fruits of their works.Amen.


Chikara 6 months ago

Kkkkkkk unorohwa mari yechurch chiporofiti chikapera.Siyana nemahuree aya.


Mai kuku 6 months ago

Kkkkkkk saka uri papi nhai Ruru ummmmmmmmmm ndakunyarira kwazvo. Apa nemutauririre wako uya paradio ndaifunga kuti uri umwe munhu 😉😉😆😆😆😆😆😆😆😆

🙄Ende Futi🙄 6 months ago

Haaaaa zvadhakwa izvi, zvaTFreddy aaaaaaa. Chokwadi here Rurue ko Liberty anga aendepi nhai? This woman can talk talk talk kkkkkkkk.


T-Freddy 6 months ago

Vafana imi asi hamuzive kuti lula nema presenter e radio inonaka here??..siyanai ne life yangu...regai ndikwire ndopandowana mari.kkkk


Rambo 6 months ago

kkkkkkk zvakaoma

Patrenda Way 6 months ago

Ok ndaibata manje, blaz ava last time vakauya ne n'anga kuti imamire muchurch kuyedza kuda kutidzungaidza nemweya wematuzvi ivo vachida kuvhara chihure chavo nhy? 🤔🤔🤔


Bläskøshto 6 months ago

haa zvatodhakwa ..in the name of lula


Lady of night 6 months ago

Why involve yo brother when you got yourself a Benz dear....but well played boo boo


Emmanuel Chikwenza 6 months ago

Spiritual spectacles ndodzaida kuonekwa kadzirikubva.munoti Derira hakuchina here


ED 6 months ago

Haaaaaaa Freddy

But why why nhaiwe. Chihure here or kungoda kunzi wakapaza kaRadio presenter.

Twuvanhu utwu hatupinde murudo, kutotsvagawo mari uko.

Look now kwazvazosvika, nxaaaaa.

Chifundisi chemuZimbabwe so kundotsvaga vakadzi mostly.


Shapiro 6 months ago

Hezvonesss


Satan 6 months ago

Ko liberty anoti ruru chimoko chake wani apa nyaya yacho haina msoro


Tanaka21 6 months ago

Ndidzo nyaya dzama porofita emu zim ,nothing new t b surprised off.

Even in bible e downfall of a man is participated by a women ,zvakutodhakwa T Fred ,manje manje unonga watodhakwa.


Mdara Odza 6 months ago

I don't like Freddy and I know he's a charlatan but here he's a victim of extortion. Firstly he fell in love with this woman and she agreed to be in love with him now she's blackmailing him by threatening to leak evidence of the affair to the public if he doesn't give in to his demands. She then demands to be that she be paid the money that Freddy was made to pay by the Chief portraying herself to be the victim yet she said yes to Freddy's advances and gave her body to him for sexual pleasure so is she a victim or she's a willing participant? Bottomline is Freddy fell victim to this golddiger if anything she has a case to answer on her extortion charges.


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback