Pindula
Register Login

Police Open Rape Case Against 'Prophet' T. Freddy After Woman Files Complaint

Police Open Rape Case Against 'Prophet' T. Freddy After Woman Files Complaint

Police have opened a rape investigation after a woman claimed she was attacked by prominent Harare preacher, Tapiwa Freddy.

The Goodness and Mercy Ministries founder, 39, allegedly forced himself on the 33-year-old woman on several occasions after her husband died in 2019.

The alleged victim, who made a police report on November 13, told investigators she delayed reporting the attacks which began in 2020 out of fear of Freddy, a man of means who has a large following.

An internal police memo seen by ZimLive said the woman has been referred to Parirenyatwa Hospital for a medical examination, with Freddy expected to be picked up for questioning this week.

The woman told police that sometime in November 2019, her husband fell ill and she sought “spiritual assistance” from Freddy. After prayers, the man’s health did not improve. The police memo says:

The accused person (Freddy) invited complainant to his workplace and gave her US$2,500 to ferry her husband to Karanda Hospital for medical attention. However, barely a week later, complainant’s husband died in hospital and the accused person offered assistance towards the burial.

The woman told police that months later, but in 2020, Freddy proposed love to her and she turned him down.

Freddy asked the woman if he could visit her son in the rural areas, to which she agreed. He returned to Harare with the son, arriving at the woman’s Mt Pleasant Heights home in the evening.

The self-styled prophet allegedly told the woman that it was late and asked to stay the night.

It is alleged that Freddy slept on the woman’s bed while she sat on a chair. Moments later, he allegedly went over to her, “forcefully lifted her and placed her on the bed” before raping her without using protection.

It is alleged the preacher repeated the visits to the woman’s residence and raped her each time.

Freddy denies rape and says his accuser was trying to extort him.

More: ZimLive


Share Article

Sponsored

More

35 Comments

115 Nc 5 months ago

kuguta sadza kutinyangadza zvedu


115 Nc 5 months ago

kuguta saka uko ngavatsvake dzimwe nyaya dzirinani


Emmah 6 months ago

Panemumwe ayinyangira mumwe apa #azvivhumidzwe kuitika zvinhu zvisina kumbovhira zvakaporofitwa apa zva zvovhuma sei


Blessing 6 months ago

Ngaasiye T.Freddy


Membatafadzwa4031@gmail 6 months ago

Haaa ngatibvirwe uyo ruru akazara mhokororo mubrain uyo ihwidikwidi dzrikumunetsa kubva last year ozomhan'ara izvozvi lye aiitobatirira prophet yeah vaiprophesaiza saka nganyarare. Nyangwe mapurisa acho anotonga nemalawyer achoo haaakana ngavatibatire vanhu varikuSA nekuuraye vanhu boe


Zimbo 6 months ago

This woman is trying to pull a revenge move on her ex. Manje the judge will see through her childish behavior and she'll pay dearly. Dai kakamboiswa mu remand kahure aka


Sponsored

More
Chief svosve 6 months ago

Ndaishaya kuziva kuti cy ru ru aifarira kuridza song ya Fredy kana Ari on duty . Ndazoibata .


Maphosa edias 6 months ago

Ngaapinde hake mukomana mukati gumbura2


J 6 months ago

Munhu uyu pandakangoona video akapfeka chi wig achiti art ndakabvandatoziwa kuti zvadhakwa.zvemu shenen'ene🍑 zvazouya hazvo,pa wig ndopakatanga kurasika hunhu.zvisinei hazvo the law should be amended vanhu vaidanana,kwakurambana pakubuda nyaya dze rape.gore rese vachinamana azofunga kuti ayibatwa chibharo nhasi evidence yerape yavachaona ipapo ndeyipi unless vaitamba yepa 50 shades of grey yekusungana nekushapurana nemabhande


MuGrade 2 6 months ago

After that gogo pooed at his place of prayer,I knew something worse was coming...imihlola iyahlolelana..he was supposed to open a third eye n see what was cooking....


Shapiro 6 months ago

Aaa ngavatibvire this people were in deep ocean love


Zondile 6 months ago

Vaidanana ko iwe Rute wakatadzasei kuti Freddy aende kunorara ne mwanakomana wako kwaakarara vangavachidanana ava kungoti chaikuda kana chokusemaa uye rudo rwakashanduka kuva ruvengo ingozi chaiyo


Boss Mazai 6 months ago

Freddy mbinga mbinga kkkkk munhu wakaitisa matuzvi pamberi pevanhu afumura zvinhu zvake...zvazodhakwa maihweeee, even sisi Rue vachinyepa muporofita atonyura ,acharohwa bag rakapera woiswa mukati kumaxmum chaiko

# ngapinde hake mkomana


Jay 6 months ago

Ladies musadaro kudanana nemunhu mukanetsana mavakuti rape . She should have reported pa day 1 chaipo. Haa vanhu vaidanana let's hope Havana kuurayisa murume uyo


Keith 6 months ago

Unazvowo iwe ruu.murume achangofa wakanga wotokumurwa bhurukwa makanga magara muchirovana zvinonaka zvinonyadzisa kutaura paruzhinji.tibvirei apo.fred chii iwe mari yapera ere.iwe rute paradio unotaura semukadzi kweye wani.kana wabata rimwe benzi enda wakanyarara wakambodyawo wani


Legend 6 months ago

Chenjera T Freddy kuti ana manjuzu vachakurova bag kusvika usisina kana cent manjuzu @ work


Januzaj Ⓜ️uninja 6 months ago

Ma1 atanga mnje


Tupac shakur 6 months ago

This Guy is on the edge of demise.He's weak and soon they will appear more victims.His money will be drained and drained until he is financial suffocated.

Most of celebs went through this,and i guess the wifey is considering divorce right now.House ,car and assets could be slashed between and shared.

This guy is in hot soap,and many cans will be spilled out soon,the fake miracles etc.


Moyonancy 6 months ago

Hazviperi mushe


Nancy moyo 6 months ago

Nyaya dzacho hazviperi mushe


Gogodera 6 months ago

Kune vakatumwa kusvibisa vanhu vampirism vana jezebel thank God I'm, not 1 of them


Gogodera 6 months ago

Kune vakatumwa kusvibisa vanhu vaMwari thank God handisi .umwe wavo

Prophet T Freddy 6 months ago

Ngakasanyepa kakadzi ako kaitodawo
Kuita basa rekundidyira mari 😭😭
Kahure
Mwari ndipeiwo shamwari dzisingangode bag rangu!

#ngaapinde hake mukomana


Pouring Gaga 6 months ago

Kada musoro wako kambwa ako apo wakakapa Benz kakuda 20gida kamroyi

Chief Justice 6 months ago

Here is the problem.......muZimbabwe ukano mangara mhosva nyaya inogona kutozosariraiww


Griso 6 months ago

Freddy na Rue munozivana musade kutiitisa..pedzeranai mega uko🚮


KiNg 👑 6 months ago

man of God mamashaya dzimwe stonyeni here..sis vendekeda maiti itsitsi here kungopiwa US$2500


# 6 months ago

uye vaide kurora here

Paul Piki 6 months ago

Kkk chingawe chokwadi ichocho?


Djmccry 6 months ago

I wonder why this women report her case paita nyaya ko panga pasina nyaya vakano report her case, Freey


Dunda 6 months ago

let the law take it's course..but pacharohwa munhu bag apa..


Chief Nqumbi 6 months ago

Love affair gone wrong. Pane aiitiswa chete apo


Ini zvangu 6 months ago

Ummm Kupanana ma US$2500, kunotorerana vana zvaive zvega. Pane afuratira mumwe apa. By the way ndi Rutendo here kana kuti mumwe, nekuti baba ava vanenge Gumbura in the making.

Skhumba 6 months ago

????? Something doesn't add up here... These guys were in love, bebethandana lababantu


Satan 6 months ago

Ndi rue uyo..



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback