Pindula
Register Login

Pictures: President Mnangagwa Attends APC Service Led By Paul Mwazha

Pictures: President Mnangagwa Attends APC Service Led By Paul Mwazha

President Emmerson Mnangagwa this Saturday attended the African Apostolic Church service led by Arch Bishop Paul Mwazha at Ndarikure tabernacle in Churumhanzu.

The Church service was also attended by congregants from Zimbabwe and around the World.

Speaking at the event, the president said unity and peace are essential in the rebuilding of the country’s economy. Pictures credit: Ministry of Information, Publicity and Broadcasting Services. 

Analysts say the president is attending church events to rally support for the ruling ZANU PF ahead of the 2023 elections.

Mnangagwa’s predecessor, the late Robert Gabriel Mugabe, also frequented churches, especially during elections.

The Mwazha-led church is one of the biggest churches in Zimbabwe and support from congregations would increase ZANU PF’s chances of winning the polls.









Share Article

Sponsored

53 Comments

🤨🤨 2 months ago

Honai idzo dzine Yellow hat dziri muvanhu idzo


Leh 2 months ago

Haa ndandisina kutodziona

Bhuru 2 months ago

Kkkkkkk

Livingstone murombo 2 months ago

Chasara kuvauona kwamashwede naChatima


ggg 2 months ago

anhu ekumwazha asi muri kugara imwe zimbabwe isir yatiri kugara tesetese,kana kt muri kupihwa mayuwesi maED mega kusapota zanu ummmmm


User 2 months ago

Last kicks of a dying horse


Mambo 2 months ago

dnt politicise church Chamisa zvaakadzingwa kuAFM kunzi ahachisiri pastor vanhu vakangosiyana nazvo wani

Ini zvangu 2 months ago

Mukuru uyu ari kushaya hope chokwadi. Kukururiswa mbutsu nekugadzikwa pasi(paZimbabwe) nemumwe murume, ndokugariswa mudish. Ndaseka zvangu in muCitizen😂😂😂


Mambo 2 months ago

ua nt matured enough umwe neumwe mukuru kubasa kwake ukashanya unoita zveipapo nt kuda kusvika nezvimitemo zvekumba kwako zvisina basa iwe kana uchikumbira munhu ahuzvininipisi hre unodii kuita demand

Bright 2 months ago

😀😀😀😀 ndandisina kumuona kk

Turoo 2 months ago

Okay ndikati Mwazha, Marange, Johane, Nehemiah, machurch iwayo atone problem hombe


Sponsored

. major 2 months ago

it never rains but it pours in Zimbabwe 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣


mutendi 2 months ago

zvitsva hr kut HE vanoenda kkuchurch


h 2 months ago

chero vakauya kwamunonamatira munovatambira


Chawabvunza 2 months ago

In one of the articles today, I commented that His Excellency Advocate President ED Mnangagwa is doing everything in his power to campeign including commissioning 23km stretch of the road, commissioning boreholes, opening District E-PASSPORT offices and now attending Mwazha Apostolic Church sermons. It is understandable because Advocate Nelson Chamisa and his ÇCC Party are breathing into his neck. The fact that in 2018 he got 2. 6++ +++ million votes and Advocate Nelson Chamisa got 2.1++ +++ million votes is haunting him. CCC President Advocate Nelson Chamisa must counter this by attending services with other churches in Zimbabwe.

NYIKA INOURAIWA NE MBAVHA DZAYO.

NGAAPINDE HAKE CHAMISA [NHC].

[VOTE CCC FOR REAL CHANGE].


aa 2 months ago

hakuna church inoda kuassociator neopposition...bt wataura chokwadi..and zanu pf inogona kutohwina

Asalif 2 months ago

Pana mainini vangu vanonzi @Chipo she asked a question in another news post she said " which council is being run properly in the country" then I told her about the Pomona deal kuti ndokunobva zvese ikoko vakamboona councilor kuparliament here 🤷🤷


Asalif 2 months ago

even if he hears of a Catholic conference hatidi kana kunzwa mweya wake close to the center which will host the function kuCatholic you support the party of your choice


Ezengwongwo 2 months ago

Dhakwaz iyooo unoenda kumapositori kundotsvagei...........arikuziwa kuti vanhu vese havamude.......Saka aona kuti akaenda KwaMwazha zvimwe anga voterwe nemaZipositori ayo.


fun time 2 months ago

Come on pal, I have interacted with some of the finest gentlemen in this country who are members of this Mwazha church, they are conservative and well respected.

mpambis 2 months ago

Musa tuke wanhu iwe haumudi ndiwe kune anomuda musiye ane zvaanomudira fine


mambo 2 months ago

yaaaa that's true handingavengi munhu nekut iwe ahumudi n dnt publicise cz hatinei nazvo do your life n hatinei nazvo kt why iwe wakamuvenga it's your choice ndosakani zvakanzi u have a right to vote

Dhuterere 2 months ago

😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😊😂😊😊😂😂😊😊😊😊😊😊😊😊😊😊🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅😭😭😭😭😭😭😭is this not a sign of desperation iye church yake chaiyo ndeip Mugabe was Catholic vakachata kuchurch ipi Baba ava ?????


Tk 2 months ago

Musafananidza Jesu nezvinhu zvisina basa

mambo 2 months ago

Jesu aive nechechi hre zvimwe zvinhu fungawo wega so akakuudza kt ukaenda kuchech ndiko kt ukomborerwe ndiani namata wega nt kungonoungana kunge nyuchi

2 months ago


fifi 2 months ago

Mapositori maZimbabweans akarongeka veduwee


fifi 2 months ago

Mapositori Bho maZimbabweans


yellow barretor 2 months ago

blaz avo vane yellow mumusoro bol here? Guys 2023 hakuna kumora mushe kana ma warriors akadzingwa ku afcon akanzi endai muno voter


mambbo 2 months ago

and yellow ndiyee presidential guard musoja uyo


mambo 2 months ago

hoooo ndizvo zvamukunyeberana hant kkkk

sean 2 months ago

Presidential guard ndeye CCC

jojo 2 months ago

last kick of a dying horse.ndipo pa apedzisira kuona vañhu vakagarira kuteerera marabha aarikutaura.happy days are gone


zimcitizen 2 months ago

Zvaari iye he hire a jet from Dubai to fly to Chirumanzi


mambo 2 months ago

ane plot kwachirumhanzu kumba kwake uko

zimcitizen 2 months ago

"hired"$

church idzi 2 months ago

saka munhu anototi political affliation ya leader ndiyo yakewo. saka Zimbabwe inoda kusunungurwa futi mupfungwa dzamapositori aya


Mambo 2 months ago

now l understand you church is a place where everyone can go Jesu akati kuvanhu vaida kutaka chifeve nematombo kana uchiziva kt ahusat wakambotadza kanda dombo bt pakashaikwa akakanda wat abt iwewo zvako urikuda kt mukuruwenyika asasvike pachechi kt ndiwe Mwari hre unoregerera otherwise iwe unotoendawo kuchechi waita upimbwe bt hapana anokudzivisa kuenda endai imi Comrade mutore chimuti ft

Boro 2 months ago

Guys I don't support ZANU pf but party iyi is strong towards elections .Izvzv ndotonzwa kuida asi handidi ine mushonga party iyi .CCC inofanira kushinga kuti itore mavotes in rural areas nkt ummmm rinodyiwa nesmall margin


you 2 months ago

nhy guys saka kuenda kwa Ediot ku mwazha zvabva zvaita kut vanhu mut mapostori haafunge inga wan these guys vakaenda kwa Makandiwa didnt here anyone saying ma pentecostals haafunge zvimwe zvacho kuraiwo


me 2 months ago

taura hako. unotoshaya kuti pfungwa dzacho so. bias is everywhere

Munhu waShe 2 months ago

Tisavenga mapostori kana vakuru venyika vachisvika munzvimbo dzavo .Havadaidzwe vanouya vega uye panenge painevakuru vashoma vanovasapota vanotozivana navo vanodya navo vakapiwa mapurazi.Ruzhinji rwevatendi havafare nazvo .Kuuya kwavo hakuchinjise zvinhu kumavhoti .Kunevashoma vagara vari vavo ruzhinji haruvavhotere .Ndiri mumwewo ari muchechi iyoyi tinonyatsoziva zvinoitika hapana anovada panzvimbo dzedu dzekunamatira asi hapana zvekuita tozongosangana muballot


iwee 2 months ago

kutuka mapostory ndokudii ukuti zvakuzvifarira zvikuitika here iwee apawanzwa nekugeza nhombo but unouya Pano kuzotuka mapostory ndiwe imbwa iwee yemusango futi isina muridzi inodya ma**** ndiwe iwee


Mambo 2 months ago

Chamisa paakadzingwa kuAFM hamuna kutaura wani kuti ibharanzi kkkk


BUOY 2 months ago

hahaha apa dzakafitwa negemenzi


Tkt 2 months ago

Well, taurai henyu but there's only ONE VOICE that will speak the outcome of the election!
The voice alone will if it puts an X on a certain party, even if the other 10mil voters vote for the other party other than the one chosen by this VOICE, the result shall come in HIS FAVOR!!!


Joeboy 2 months ago

Kkkkkk ko kuzongopiwa garment vasina kupinda muchechi, iyi yakunzi tsindondi haisiyo mwazha chaiyo, mwana wamwazha mukuru, isu vekwa mwazha hatiiti zvakadai zve politics, ndi Alfred kushamisa mwazha uyo anotungamira tsindondi



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback