Pindula
Register Login

PICTURES: Citizens Coalition For Change Rally At Zimbabwe Grounds

PICTURES: Citizens Coalition For Change Rally At Zimbabwe Grounds

Citizens Coalition for Change (CCC) Change Champion in Chief, Nelson Chamisa, was expected to address the party supporters at Zimbabwe Grounds in Highfields, Harare on Sunday.

On Sunday Harare residents woke up to numerous police roadblocks across the city, with CCC leaders of the view that the Zimbabwe Republic Police (ZRP) was trying to block citizens from attending the rally.

Regardless of the unexplained heavy police presence in Harare, hundreds of Zimbabweans thronged Zimbabwe Grounds for the rally. See some of the pictures from the rally below:

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

71 Comments

Tichasvika kuZimbabwe 2 months ago

A prophecy was made during the reign of Ian Douglas Smith that a black president with the name of an angel is going to rule this country for a long time.After him another will come but his term of office will be short.After the short-term-president a YOUNG PRESIDENT will take office.What God has said no-one will reverse.Tingatukana tigosungana tigorovana kana kuvhariraba migwagwa but God'time coming.I don't know if the young president will be Nero,Tyson Muzembi


Ginious 2 months ago

Ndikuona kunge Nero.

Ccc 2 months ago

Kana munhu akapiwa yellow card kubhora unenge ava pama 1 hameno yellow t shirt ccc chongovavo zvacho chi poppy chinohukura mwedzi


Muzanu pf 2 months ago

Chinobhururuka chinomhara nguva yenyu yaikwana chiendai

Purse 2 months ago

Pamberi naye ngapinde zvake mkomana


Sponsored

More
Cde 2 months ago

Pamberi neZanu PF,
Pasi naChamisa
Pasi neCCC


Thrust 2 months ago

Haiwao boys reZanu makaora masoro henyu.Zim haisi yenyu kaaa iyi

Come 2023 haaa Yellow fever pamberi

Let's register to vote guys

Hameno 2 months ago

Musatinyaudze uko kuda kuita slogan pano papindula asi wasiya nezupco kumarondera

Boy 2 months ago

TKT morwadziwa nayo CCC muchazvimamira henyu Boy akuleader vanhu madhara enyu akusungwa naiyo police yanga ichivharira vanhu


Tkt 2 months ago

@ZODOK

Ours Holistically deny that yours has any capacity or support base in any area to win any election. Indeed, ours challenges yours for a physical show of strength during this elective period and others to follow to disprove yours’ assertions.

For the record, should it be proved that there are any constituency seats belonging to yours in the area previously occupied by ours, then ours would gladly allow yours to fully access same pending the Supreme Court appeal, if there be any reason.

Our client also has more than enough support base to beat yours LEFT, RIGHT, CENTRE, FRONT & REAR, and would not allow your exlusive takeover AS the same purported losses yours fears may visit ours if operations during this period are not managed correctly.

Yours must
** renounce the badge of puppetry as an agent of sinister and hegemonic elites who hanker for the neo-colonial control of Zimbabwe.
** Distance himself from a group of individuals who are driven by vindictiveness to subvert and undermine the will of the people

It is my wish that this could finally build trust within those that sacrificed their lives and other arms of the state responsible for the safe-keeping of our motherland.

Subsequently, this would be a harbinger for a new dawn in the democratic journey of Zimbabwe other than vow to get to State House whether OURS likes it or not - WHICH IS UNCONSTITUIONAL

hence and therefore i say unto thee today , @ZODOK & ALL SYMPATHISERS; and for record purposes : NEVER WILL I TAKE A DIVERTING ROUTE OTHER THAN THE ONE I HAVE KNOWN SINCE BIRTH, FOR THE ONE JUST SURFACING UP FROM NO-WHERE


Mnyisi 2 months ago

I doubt this is a human being !
How t****ugh did they brain wash you???
Its worryin really .¬Ĺ a corpse wld do better than you

Tkt 2 months ago

No matter where you are either in a plane, muchitima muHEARSE or anywhere you can ever imagine yourself to be DREAMS ARE ALWAYS DREAMS, ndizvo zvamaswera muchiita ipapo

28 trucks full of unregistered voters and those that are not eligible to vote, the answer is a TOTAL DEFEAT

Now that you have officialy launched your mdc-ccc, get ready for the battle

ūüí£ūüí£ūüí£ūüí£ūüí£


Kiki 2 months ago

Ngaapinde hake mukomana


tees 2 months ago

ngaapinde mukomana


Ginious 2 months ago

Ngapinde mkomana

Chamisa Chete Chete 2 months ago

All progressive teachers and all civil servants should join the #CCC movement for better salaries and best working conditions.Dont forget to register and vote for the CCC party!!!


Sponono 2 months ago

Chamisa igwara huru anotya zanu pf unlike tsvangirai


Bright 2 months ago

Ndosapota zanu hangu bt apa wanyepa apa ahana dzungu uyo ktonyarara kwaanoita ikoko kwakatorongeka bcz akataura anokonzeresa kufa kwevanhu haaa ndanyara nezvaitwa nemapurisa izvi ummm

Vybz Kartel 2 months ago

CCC inohwina zvayo. Ndoida asi ndongonyara zvangu. But nhasi ndabvuma.Ngaapinde zvake mukomana


Vybz Kartel 2 months ago

Makuba mazita ka

Tkt 2 months ago

Kna ini shaa

Hamuchinjise lyfe 2 months ago

So why are concern nechinhu chakaitakana chakadhakwa itai zvezanu imbosiyai isu vana veshanduke tiite zvatoda naparty yedu endai kwenyu ikoko


Thrust 2 months ago

Fact mwanamai.Tiripo these paCCC apo wena.Chamisa has my vote

Shadows 2 months ago

Bvunzanai ipapo parally kuti vangani vakaregister kuvhota. Munofunga kuungana muchipiwa doro ndokunohwinisa party here.go and register to vote. Also listen to the message kuti zvine future here zvechibato chenyu chakadhakwa icho


WaveOfChange 2 months ago

@shadows nyarara Zanu yauraya nyika

Thrust 2 months ago

Ini hangu l never said Mugabe aiva bol bt aiva better uyo shaa noketa chii the whole Zanu pf is a mess.Zvese zvaukutaur akazviiita rinhi nhai.l know these Zanu guys akazviiita aon kuty maElections akusvika chte not because he want the best of Zim hko.Thinknabout it

Shadows 2 months ago

Mugabe wamavakuti nhasi anga akanaka ndiye akasiya aondonga nyika. Ed arikugadzirisa. Look at maroads, Dams , mines etc. We're on the right track. Chamisa is just power hungry. Ndosaka akabvutira khupe chimuti. Open your eyes bro. Shanda wangu zvichaita

Thrust 2 months ago

@Shadows wangu ini ndiri qualified project manager hama bt right now hapan hapan ndinotobatsira baba kutengesa shop yavo .Gaya my bro mapepa ekuUniversity ndinawo bt no job sooo l don't seem to support ****.#Ngaapinde hakemukomana

Thrust 2 months ago

Ukutaur nyaya yeupfumi huri muvhu ndehupi hwasara iwe.land degradation and pollution is everywhere because of the Chinese guys who seems to own this country.Look at our currency it's falling everyday sooo ukuty zvokanaka hr izvozvo iwe.

Shadows 2 months ago

I m not suffering. Zvishandire hama kwete kuswero teera muswe wachamisa uchifunga kuti achadonhedza ndove ugowana chekudya. Hupfumi hwakaiswa mumaoko edu, munyika yedu. Ska pfungwa ngadzivhurike kwete kushandiswa nepwere uyo isina vision. Huya ndikupe bsa urarame @thrust

Thrust 2 months ago

iwe @shadows unenge wkaty pusei iwe.How can u support those people who make u suffer

Shadows 2 months ago

@thrust ndiwe doto. That is a fact. Masteet kids mamhanyira kunoita noise muchipiwa chikafu. Maybe mukomana wenyu qualifies to be a child president kwete zvekutonga nyika. Zviroto

Thrust 2 months ago

Eish haaa CCC is on fire amana ummm haa ndabvuma hangu.Ini ndavako guys

Noma 2 months ago

Enda kurally iwe

Thrust 2 months ago

Uri doto wena

Muzimbo 2 months ago

Kuhukura kwe**** hakutadzise nzou kufamba


Muzimbo 2 months ago

Kuhukura kwe**** hakutadzise nzou kufamba


Muzimbo 2 months ago

Kuhukura kwe**** hakutadzise nzou kufamba


Muzimbo 2 months ago

Kuhukura kwe**** hakutadzise nzou kufamba


Muzimbo 2 months ago

Kuhukura kwe**** hakutadzise nzou kufamba


Muzimbo 2 months ago

Kuhukura kwe**** hakutadzise nzou kufamba


ZūüíõDūüíõCK CHIKAPūüíõNYA 2¬†months ago

Iwe Tkt huya uwone munhu anodiwa kwete zvenyu zvekuti munomiswa parally makaisirwa masoja nemapurisa kuti musatize. Kwedu unoiya wega, ahumanikidzwe unotongouya nekuti kunonaka.

CCC inonaka, huchi chaihwo.

Usasaririre huyaaaa Kune mukuru CCC takayendaaaaaaaaa


Hulk Hogan 2 months ago

Thank you to all who are representing us in Harare,to all the supporters in the stadium right now.Pliz keep us updated .We love you all,Peace...
C.C.C for Zimbabwe

Im feeling happy today.


Cable Guy 2 months ago

So much comfort from your words thanks a million for your efforts

Kkkk 2 months ago

Vamwe tavakuzokwira mumuti. Hatichakwani mumuti. Taikumbirawo mutipezve ne national sports stadium. Eish muno mazara. But vamwe vachirikuuya nehuwandu hwavo
Hameno varikubva nepi taka blokwa kudai nhai imi wee. Izvi zvakaropafadzwa izvi


Mujumba 2 months ago

Vanhu haungavagone tisu tine chimuti anebhora ndiye anomakwa netsoka taenda chete coz tiri mustruggle CCC woyeeerre yelow


KODZONGA WA MWAKO 2 months ago

NDATOVAMO MU GROUND. WE TRAVELED YESTERDAY FROM MANICALAND AND WE SLEPT IN THE HIGHFIELDS AREA. WE WERE MORE THAN 28 LORRIES, EACH WITH MORE THAN EIGHTY PEOPLE. VANHU TAKAWANDISA AND VAMWE VACHIRI KUUYA CHERO KUINE MA ROADBLOCKS. THE PRESIDENT WAS HERE 4 DAYS AGO AND WILL BE ADDRESSING THE PEOPLE NOW NOW
NO PROBLEM AT THE MOMENT
ZVINHU ZVESE ZVICHAKARONGEKA. HAMENO KANA TAPEDZA RALLY
VANA VE ZIMBABWE VANOMUDA MHANI MUKOMANA UYU HEYI.
ASI NDINGAMUPEI HANGU MKOMANA.
NGAACHINGOPINDA HAKE.
INI NDATOMUPA VHOTI YANGU.


Chigaramboko 2 months ago

God bless God Bless Zimbabwe

Cable Guy 2 months ago

Thanks a million for your efforts and update sir please keep up the great work

Hameno 2 months ago

Ngapinde zvake mkomana ndiye azungudzisa madhara misoro fresh blood


Ginious 2 months ago

Takutomuti Chazunguza

mai D 2 months ago

@cute asi wazvinzwa kaaa...more pictures pindula


proud 2 months ago

ngapinde hake mkomana

Tkt 2 months ago

Ummm CCC yaenda nenyika


Vybz Kartel 2 months ago

Waba Zita iwe

Tkt 2 months ago

Form Egypt to Cannan

Bright 2 months ago

Kupi

KODZONGA WA MWAKO 2 months ago

Vanhu kuita mavhu nemarara kudaro yuwi, aka ka party kakaoma yoo


cute 2 months ago

munhu anonyora zvinhu kunge zvakaitika kare ungati ccc was expected..,...on Sunday what type of English is that


Zvagarazviriko 2 months ago

Vanoda kuenda vaenda kwete zvekuswerodz muchapamanya mutsvatsvangwa nedzimwewo **** nedzisinawo meno dzinongohukura hukura

Ellie 2 months ago

Saka wanga wafungei nazvo unenge my zanu pf

Hamuchinjise lyfe 2 months ago

We are unstoppable huyai tifare tirimo makazara wena anabhangu hamuna basa tirimo


Wave 2 months ago

These police dogs are crazy! Anyway chavari kugona hapana coz they can't stop us, we're invincible!


Patriotic One 2 months ago

Tarambidzwa kufamba nanabhoki titumireiwo more pics eCCC


Charger 2 months ago

Ngapinde zvake mkomana CCC


Godess Badass 2 months ago

Yuh ngaapinde shuwaūüíõ

Patriotic One 2 months ago

Please post more CCC pics from Zimbabwe Grounds. Tarambidzwa kufamba nanabhoki


Godess Badass 2 months ago

hoyeee‚úä

Jandu 2 months ago

Ccc hoooyeeeeeeeee

Cable Guy 2 months ago

So so so sad eishhh this is pathetic that is happening in our country cry beloved Zimbabwe


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback