Pindula
Register Login

PICTURES: CCC Tsholotsho South Rally 14 March 2022

PICTURES: CCC Tsholotsho South Rally 14 March 2022

Opposition Citizens’ Coalition for Change (CCC) led by Nelson Chamisa held its campaign rally in Tsholotsho, Matabeleland North.

Multitudes of supporters attended the rally.

The party recently held rallies in Beitbridge, Harare and Bulawayo in preparation of the 26 March by-elections and 2023 harmonised elections.

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

53 Comments

Chapwititi Kestombela 5 months ago

Chaunga chauya chega pasina kumanikidza, Nero atiza nechimuti.


Daina 5 months ago

Pindula is used for what

Ganyani 5 months ago

Chamisa aenda nenyika hoyo


Bhinyukwa 5 months ago

Give us the speech


smoking on top5 5 months ago

#NHM


Charger 5 months ago

Gara wava udza kuti pamazoe ndopanotapira


Mface WaFadzai Mahere 5 months ago

kuno kungotaura nezvako torohwa but am still gonna vote for you


Zii hangu 5 months ago

Even kwedu tomboti Chamisa even kupfeka rigaria yeccc Hanz takakupai mastands zvakuita kunge emahara zanu yakaoma asi paballot paper ndoita zvandoda hangu

Chapwititi Kestombela 5 months ago

Isu takanzi hembe dzeyellow mupfeka pabasa nekumba zvese 🤣🤣🤣🤣🤣🤣

Sponsored

JARAVAZA 5 months ago

If what these zanu OLD PEOPLE'S HOME do as they say, all things would sail smoothly to the election date. But! What worries me is, they this today and tmoro they are singing a different tune. I don't think they real Zimbabweans. Seems they are from somewhere outer zimbabwe. If they are citzens of zim why then do they abuse the people they want to govern? It's absurb. Makudo haagarisane nevanhu, hazvibude. Makudo kugomo uko 👉👉👉


rova mbira 5 months ago

Kunenge kuchitaurwa chiiko. What is Nelson selling to his people. Are they blind and so naive to be expecting usdollars risiri ravo.
Ko kurima zvineyi. Nelson bvisa ma sanctions
gadzira migwagwa
cheresa ma boreholes.
Rasai marara muchenese maguta.
munotsvairirwa pamisuwo na President ve nyika.
Vanhu varikunwa mvura yakasangana nendove ye vanhu ....veduweeeee.


Obey 5 months ago

Iyo rovambira shato wat wat musoro vakanamira sipo

Rova mbira 5 months ago

T s e t e dzenyu mese pano

Rockfalley 5 months ago

Rova mbira asi uri donated sperm regudo. Fungawo iwe kwete kuita kunga wakasenga ma goo mumusoro. Chamisa ndiye mutungamiriri weZimbabwe. Ndatsamwa newe.

Zvimbazi 5 months ago

@Rova mbiri.. Wataura zvinhu zvinofanira kuitwa Ne Zanu pf . Hanty ndiyo iripo

Maravaza 5 months ago

Nelson anoda kubvisa Sanction hombe that is Zanu Pf. Zanu pf is a curse worth cleansing out of the face of Zimbabwe. ❎𝓝𝓰𝓪𝓪𝓹𝓲𝓷𝓭𝓮 𝓜𝓾𝓴𝓸𝓶𝓪𝓷𝓪

Joe 5 months ago

Unoda kugadzirirwa road naChamisa ndiye arikupihwa tax ane migodhi ndiye arikutonga here **** fool Ed naotsvaira muroad ngatsvaire hurumende yake yakazara mbavha unotorwarawo zvako iwe

𝙈𝙖𝙧𝙖𝙫𝙖𝙯𝙖 5 months ago

Iziqholo zeZhwane endorses CCC .🖕𝓚𝓪𝓷𝓰𝓮𝓷𝓮 𝓾𝓙𝓪𝓱𝓪


Moyo 5 months ago

CCC is all over Zimbabwe. It's unstoppable.


Purse 5 months ago

Pakaora topaziva uye honye todziziva hatichada Zvekunz marara iye mp weoppositio n akapinda muoffice ma minister anonzi to hell masanction wedzerwai anenge murikuuraya vanhu kunge mhuka zvemabore hati mane toda clean running water migwagwa pakaporonga muchidya mari makabhomuti huya tidye makadya mega iye ndewekunz gadzira vanhu gwarai 40 yrs for nothing


Terrence Zana 5 months ago

Famba nebhora Chamisa wedu


wamambo 5 months ago

Mufana waenda nenyika mhando uyu
Mazamu munokaura gwendo guno


wamambo 5 months ago

Mufana waenda nenyika mhando uyu
Mazamu munokaura gwendo guno


wamambo 5 months ago

hatidzori tsvimbo nekuti gudo rabata kumesu isu


Charlie Charlie. 5 months ago

Kwedu madhara e chi war vet anoti kana monomira paku voter vanhu vanomira in the sequence ye ma stand numbers so as to be able to know who voted where when vote counting starts at end of day...the one in each village who stars to vote is a zanu and takes cognizance of his ballot paper number..followed by stand number 1.2.3.etc up to 30 stand holders in the village!..we will say it out to the election monitors this time ..hakuna kudyiwa wakasvinura se demba


MuGrade 2 5 months ago

mwana wamai*

MuGrade 2 5 months ago

Ah kupi tishambadze means wamai?

Nzou 5 months ago

CCC


Shadows 5 months ago

Mdc- mdc t - mdc alliance - now ccc. **** i**** chero ikachinja zita. Hapana chinozikanwa apa. Maparadza maguta edu. Go to hell.chamisa will never ever rule this country. Zviroto izvo. Ngaatongodya Mari yezvibenzi zvinomutevera


Wilo 5 months ago

iri rinozviti shadow ritori zimumvuri chairo hapana zvozikanwa, maguta api auraiwa neopposition iro riri ziParty renyu rinoitira sabotage kuopposition. Ziparty renyu reZanu ndiro raondonga nyika 42 years in power chaitika chisvinu hapana

Jah🇿🇼Tsvarie-07 5 months ago

If all those who attend were to vote then the numbers were to count, the problem is most of the youths are not registered while some don't even have an identity card...


Watsomba 5 months ago

Rovambira sure Zita rako ndiro rakanamira chaipo. anogadzira maroads ihurumende iri muOffice mhani.


Watsomba 5 months ago

Shadows haunyare asi wakaendeswa kuchikoro neBeam. Wake up iwe, you are promoting the plundering of this great nation. Waka Zimbabwe iwe


nhingi 5 months ago

shiri inozongodyiwa


nhingi 5 months ago

shiri inozongodyiwa


xxx 5 months ago

Ngaapinde hake mukomana


Ashly 5 months ago

Chamisa iz de one can change Zimbambe to in original country


ziSuper reBlue 5 months ago

Zanu Pf against CCC
MDC A-Z against CCC
LEAD against CCC

what is CCC all about


Zimyouth 5 months ago

CCC ndiyo ine bhora

............ 5 months ago

ngaapinde hake mukomana


............ 5 months ago

ngaapinde hake mukomana


............ 5 months ago

ngaapinde hake mukomana


............ 5 months ago

ngaapinde hake mukomana


............ 5 months ago

ngaapinde hake mukomana


............ 5 months ago

ngaapinde hake mukomana


............ 5 months ago

ngaapinde hake mukomana


............ 5 months ago

ngaapinde hake mukomana


............ 5 months ago

ngaapinde hake mukomana


............ 5 months ago

ngaapinde hake mukomana


............ 5 months ago

ngaapinde hake mukomana


Daddy Sam 5 months ago

Chamisa anounganirwa nevanhu, ED anounganidza vanhu. Ngaapinde Hake Mukomana


#𝑵𝒈𝒂𝒂𝒑𝒊𝒏𝒅𝒆 𝑯𝒂𝒌𝒆 𝑴𝒖𝒌𝒐𝒎𝒂 5 months ago

𝒯𝓇𝒾𝓅𝓁ℯ 𝒞 𝒽𝒶𝓃𝒹𝒾𝓎ℴ𝒷𝒶 𝒾𝓇𝒾𝓀𝓊 𝒶𝓁𝓁ℴ𝒸𝒶𝓉ℴ𝓇 𝓂𝒶𝓇𝒾, 𝒵𝒶𝓃𝓊-𝒫ℱ ℊℴ𝓋ℯ𝓇𝓂𝓃ℯ𝓃𝓉 𝓃𝒻𝒾𝓎ℴ 𝒾𝓃ℴ𝓅𝒶 𝓂𝒶𝓇𝒾 𝓈𝒶𝓀𝒶 𝒶𝓋𝒶𝓅ℯ 𝓂𝒶𝓇𝒾 𝓀𝓊𝓂𝒶 𝓀𝒶𝓃𝓏𝓊𝓇𝓊 ℯℴ𝓅𝓅ℴ𝓈𝒾𝓉𝒾ℴ𝓃



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback