Pindula
Register Login

PICTURES: CCC Rally Mkoba Gweru 6 March 2022

PICTURES: CCC Rally Mkoba Gweru 6 March 2022

Scores of opposition Citizens’ Coalition for Change (CCC) supporters thronged to Mkoba, Gweru, on Sunday 6 March 2022 to attend the party’s rally. The party leader, Nelson Chamisa, and other leaders including vice president Tendai Biti, Chalton Hwende were present.

CCC national spokesperson, Fadzayi Mahere, said a multitude attended the rally. She said on Sunday:

Record crowds at Mkoba Stadium today as the citizens gather for the launch of the by-election campaign in Gweru! Thank you citizens for painting the City of Progress.

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

38 Comments

Gabadela 5 months ago

Mkomana waiitisa vadara manyoka uyu mmm I was there at Mkoba Stadium live 🤗🤗


John Chifamba 5 months ago

Ngavachino register kuvhota mhomho iyi

Muchama 5 months ago

Kungotsvaka kuti heee takazobirirwa seyiko imi muchingobirirwa muchitadza imi kubirira icho budenga ✊✊✊✊ ucharutsa


ABC 5 months ago

Ko pindula tiudzeiwo nezviri kuitika kumwe: ku Zanu pf nekwe MDC Alliance


Chieftain Chitero 5 months ago

ABC enda pa zbc tv unono ona zviri kuitika kuma rally e ZANU ne zanu pf ( mdc-mwonzora ) pano siya timbo ona zvaChamisa

Hhhh 5 months ago

Mdala Alliance hakuna chinu uko


Why me 5 months ago

Yeloo


Chieftain Chitero 5 months ago

Asi vanhu nhai inga ndiri kuona vanhu vakuru varipo munofunga kuti pwere inonzi Chamisa iyo inokupei nhai


Sponsored

📩 5 months ago

what if zec pf rigs in favour of MDC MWONZORA 😂 😂 chobva chati zvacho Dougie ndode kuite unity ne ZANU PF 😂


James machende 5 months ago

Wandikwadza

Skelemu 5 months ago

Wese asinga supporte zanu pf i ****.Ungade kuramba mai nekuti vabika sadza mbodza zuvarimwechete.


Young sister 5 months ago

Hakuna zvakadaro mbwishi idzo very tym fama nero

Zlatan 5 months ago

Zuvarimwe chete unoriziva here iwe??

yemkono 5 months ago

Gwanda vanoku****


Black Jack 5 months ago

Ini ndinoti No rigging this time. Taramba kutongwa nevano RIGGER


. 5 months ago

yesterday were dozens
today multitude

can't you estimate and give us the figures


Two Boy 5 months ago

Dozens, scores of people, multitudes, zillions... etc...all mean one thing... they are many people...too big to count

WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI 5 months ago

ZANU PF AND MDC T/ALLIANCE SUFFER STOMACH PAINS WHEN THEY WITNESS MULTITUDES OF PEOPLE ATTENDING CCC RALLIES.

ZANU PF BUSES PEOPLE FROM ALL OVER THE COUNTRY WHILE EVEN IF THEY BUS PEOPLE, NOBODY COMES TO ATTEND MDC T RALLIES.

ZANU PF AND MDC T ARE USING THESE BYELECTIONS AS THEIR BAROMETER. IF THEY PERFORM POORLY, THEY WILL PUT IN MOTION THEIR PLAN B OF GNU INSTEAD OF HARMONISED ELECTIONS IN 2023.

[ DO NOT VOTE FOR ZANU PF. DO NOT VOTE FOR MWONZORA. VOTE FOR CCC ].

YOURS FAITHFULLY
CDE KUFA KWANGU ZVAROVA
[ THE BUSH LAWYER ].


Young sister 5 months ago

True

S 5 months ago

GNU hatidi. People should vote zviri fair fair, No Rigging. Mwonzora Out. Haana ma supporters uyo. Ndosaka ari kuda NGU. Zi GWARA. We say "NO" to RIGGING.


Muchama 5 months ago

Nyangwe vakagara vachiribika mbodza ndevangu ndovada vakadaro siyana nevanhu vasingazivi Skelemu tipano maZanu PF akakwana handisapote part inodyiwa kana kubirirwa ukaona ichibirirwa kureva kuti ipwere seyi vanhu vakuru vasingabirirwe


Obey 5 months ago

dai uriumwe xamwari vachinja mafungiro ako zvakadzama , tarisa vanhu varikuuya kurally yeZanu kushomeka kwacho apa varikutakurwa nemabhazi kubva nzvimbo dzakasiyana siyana , wochiona kuCCC kurikuuya zviyooo zvevanhu kuwanda but no transpot yambotuta vanhu or kumanikidzwa nooo munhu nemoyo wake

But haurambidzwe kusapota Zanu pf zvako ikodzero yako asi pafunge zvakanaka uchaona kuti × is equal to what

Hhhh 5 months ago

Skeleton........... Imi VeZanu hamudi cause munolumako but ruzhinji rwenyika inzara chete..... MaTeacher Vanachiremba nesuwo mapurisa nzara yatibaya


rova mbira 5 months ago

insread yekutaura nezve ma sewage mvura nemaroads Nelson anongopenga nema tshirts e yellow

Nelson achaona kuridzwa kwaachaitwa in 2 wks time ndipo achavura mouth mukazara flies!!! kkkkk


Tanu Mark Finnity 5 months ago

Zanu and MDC Alliance or whatever must go to hell. They have no chance CCC is here to stay and state house belongs Nero umfana omncane,2023 watch out here comes Nero


Muzanu pf 5 months ago

Achabika sadza mbodza ngazvimbirwe naro vana kuzvikoro varikutiswa madununu nevanhu Ava kutanga vachati covid iri plan yekusadà kubhara mateacher shame on you zanu pf


Muzanu pf 5 months ago

Pamazoe ipapo hatisi kupasiya #26 March#CCC Ngapinde hake Mkomana


Muchama 5 months ago

Zvimwe zvinhu musanyanya kupinda mazviri nekuti muchazorovana napresident wenyu wezvidhanana iyeye tikatozoshaya kuti komukuru ndeupi endayi kunechaunga musaite mastress icho ✊ chotonga


Hameno 5 months ago

Inini zanu handiteere Chero svikanz ndokutii ndifeme better ndife hangu

weduzve (pronounce last e as i, raise voice) 5 months ago

The courts can be used to turn around the wishes of the people. ZANU & all its proxies are in power because of the army, courts & ZEC. ZANU gave us Dougie...but the rallies are a testament to what lays ahead.


Mbudzi yadhura 5 months ago

Thank you mkoba madadisa chose ngaapinde hake mkomana the yellow Marine ☝️☝️☝️mazanu musarwadziwe


1234 5 months ago

Nezuro dougie akanga and vanhu 7chete zvakamuomera hanzii nemukomana "vakatora danga ini ndikatora mombe" famba Nero


Mujumba 5 months ago

Zanu ikahwina ndozvisungirira ini zvimadhara zve Zanu zvirikuita manyoka everyday hanzi ma pumper arikutengwa zvisingaiti nezvimadhara izvozvi


Pfomfviro 5 months ago

Kkkkkk havangatadze kuzvidhootera bcoz yaa old age nyama dzavo ma muscles a weak.vanofanira kungozorora

Cde 5 months ago

Gara watktsvaga iri barbed wire chaiyo kkkkk ndoyakasimba

Ch ipinge 5 months ago

Kana nesu kuno kwaTuzuka kunokanyi tiri kungoti Ngapinde hake Mkomana


kkkk 5 months ago

muchazvisungirira henyu


5 months ago



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback