Pindula
Register Login

PICTURES: CCC Rally At Mbizo 4 Shopping Centre, Kwekwe

PICTURES: CCC Rally At Mbizo 4 Shopping Centre, Kwekwe

Thousands of Citizens Coalition for Change (CCC) supporters gathered at Mbizo 4 Shopping Centre in Kwekwe on Sunday afternoon for a campaign rally ahead of the 26 March by-election.

CCC president Nelson Chamisa was expected to address the gathering, barely a day after anti-riot police deployed water cannon, tear gas and batons to disrupt his rally in Gokwe, a town located 143km from Kwekwe. See pictures below:

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

47 Comments

Chimuti Chitanda 2 months ago

Ini hangu handina side randinotora asi maonero angu Chamisa acharihwa yaHillary Clinton yekuva nehuge fan base obva azvamburwa nevarakashi. Problem yeCCC inofunga kuti ZANU PF ine vanhu ma**** vaasingazive zvavanoita. ZANU PF is more strategic than an other part muZim for example, CCC is focusing nekuda hupresident(egocentric) while ZANU PF inoda if focused kutangira kucell level. Maonero angu handina side randiri kutora


Dzvamu 2 months ago

Uyo wamunoti vybs kartel mukati dzirimo, kuzvipa zita remunhu ari kujeri kujamaica. Simply shows kuti akadhakwa.


Ladies man,the Gentleman 2 months ago

This @ Tkt & @Vybz kartel is the same person behind the characters,do you get me young?


Vybz Kartel 2 months ago

Great minds think alike

Sponsored

More
Tkt 2 months ago

On behalf of @Cde

1- ZANU-PF will win elections it did
2- mdc(s) will lose they did
3- ZIM will not re-dollarise it hasnt
4- Roads will be done using ZWL they are
5- ZANU-PF will crush the opposition WE HAVE DONE SO, though you'l continously rebrand pasina zvino buda

& you @jenarari can you list
5 things promised by the opposition & have delivered except just MUMMERING


Nelson 2 months ago

Pakapinda President Emerson Dambudziko Munangagwa pachigaro vakati lm promising jobs jobs jobs vari muNational sports umo but up to now hapana mabsa achoo atirikuona takutoona vana vapera nemitoriro , guka , dombo , makafela wat wat kushaya zvekuita izvezvi mhuri yeumwe irikutambura nekuda kwekubhana macombi

ZimCitizen 2 months ago

Netuma RTGS bond twekutengesa mutoriro kuti uwane hope mustreet mawunorara.

ZimCitizen 2 months ago

Iwe wacho uneyi kusara kwe tshirt maybe ne machete?

Simbimbindo 2 months ago

Nxaah Zanu thugs vauya kwakuvhiringa zvinhu they are always Violent. What's their issue nxaaa mazanu soo. Unowona rimwe racho ririkuposhera kukanganisa Rally rangopihwa chisuper haa nxaa some people imhuka chaizvo


Vybz Kartel 2 months ago

Matanda many0r0 handikwatiswe me ndonda ini huya ndikuputitse

Vybz Kartel 2 months ago

Vaombererei mawoko. Shuwa unga site vanhu vachipihwa hupfu hwe Kenya kuti iparty regalia😂😂😂🤣🤣

zvakaoma 2 months ago

hakuna mabasa shuwa comments kuwanda sooo hayas


Dahwa 2 months ago

I sunday takazorora mabasa, kwako kurikuda kunzi unoenda kubasa here

Awakward chawada 2 months ago

Zvinokudzwa chamisa ....ngatonge timboonawo kt anobawo sei...zanu pf will rule this country forever.if we don't vote for chamisa.. ...pamberi nekushinga maborn free....My Zimbabwe for sure....


Mᴀʀᴀᴠᴀᴢᴀ 2 months ago

Vybz Kartel 2 months ago

Muka ubike doro

Tang. Ku 2 months ago

Those with information about kwekwe please let us know what is happening ,,tingatombofara from the stress yanezuro ,is it true kuti vanhu vauya in multitude


Vybz Kartel 2 months ago

Vanhu vari kupihwa hupfu her Kenya na Chamisa😂😂😂

JC Form IV 2 months ago

Yellow Fever ☝️☝️☝️

Thousands attending Mbizo rally
No reports of water cannons or teargas

Yellow, Yellow Yellow Mealie meal ☝️☝️☝️

2 months ago


thaim 2 months ago

CCC FOR CITIZENS OF ZIMBABWE
ZANU PF FOR CHINA.


😎😎😎 2 months ago

Mazanu munongorwadziwa so muchaita BP Nazvo izvi ZANU yenyu haikwanise kuti pave neZvipatara zvekuti Muzo rapwe
only empty promises
Believe in me I will do this
Believe in me I will change things
but change hapana
education System poor
economic system very poor
Health worse
only fake Promises
Corruption is very High .
Those. Madalaz will not even change anything for Zimbabwe They are oppressors
Just one example civil servants are earning Peanuts worse Rtgs
Poor Regime.....
NOTHING WILL CHANGE WITH ZANU PF
Zimbabwe have diamonds Gold and other precious minerals but unoona ED achienda kunoita official opening of a small project like for example mutoko Tomato ketchup plant and he say "This will contribute to economic Growth" Amana madomasi anoita kuti economy ikure iyo madiamonds negold zvakatadza ? also hanzi Zisco yaka subotajwa nevarungu iyo govnment in over 70 percent shareholding capacity of the steel company
who subortage Zisco steel
ndivo vana ED nemamwe madhara vaiba
Today these old Fellas got gold mines and other things that had made them very rich
So they want the poor to protect them from being exposed if the opposition take the power
People of Zim wake up see with your own eyes these guys had failed you and even made you POOR
They are the stumbling block to economic growth
because they are doing it not for citizens but for their own families . ane nzeve dzekunzwa ngaanzwe ....


Jenarari 2 months ago

Ngatirime madomasi nenzimbe

Asi ZANU ngairege kuvhotesa madomasi nenzimbe zvavakaita mina 2018 ku Uzumba neChiredzi

wenharo 2 months ago

ed pasinaye mbuya wake


Muzanu pf 2 months ago

Zvimwe zvivanhu unongonzwa kut Viva second republic nenduwe yakaboka chayaita chii kutowedzera nhamo Mugabe akatotisiya tiri parinani IZvozvi vanhu varikusuffer more economy Haina rigging maitadza


CID Zimbabwe 2 months ago

Zanu Ichavhoterwa ne Vene vayo


Hulk Hogan 2 months ago

CCC the great party,Chamisa the Lion..See people are coming on their own,no Buses,no Lies but because they want change.Why do this so called ruling party impose people to vote for them,attend to their parties and threaten citizen?It is because it is a Mdidi party,people are fed up of ZANU PF.. JUST THE NAME ZANU PF CHOKES ME.

CCC FOR CITIZENS OF ZIMBABWE
ZANU PF FOR CHINA.


Hamuchinjise lyfe 2 months ago

Kana muchiziva kut hahwini munomurambitsirei kuita marlly kunotswa zvaanotaiura waenda wega ko vanongokandwa muma bus vasingane wani Chamisa tinotokuvhotera ukahwina kuvhunduka chati **** hinge uneka*****Chamisa chete chete


Vybz Kartel 2 months ago

CCC will form the next government come 2023.....the CCC juggernaut is unstoppable, we all know this expect a few others who are masquerading as mad men or mad women yet they know the truth.


CID Zimbabwe 2 months ago

who are you Fake V .Kartel.

masvingo 2 months ago

haiwavo ccc kuitasei haahwini


CID Zimbabwe 2 months ago

Tsvaka information yakati wandei . Wataura Tsvina shamwari .😎😎 I mean Give a Fact

tongwai 2 months ago

chamisa is a u
good comic jus like passion java.....vanhu vanoenda kunonzwa zvaanotaura for a laugh asi kwete kuti vamuvhotere....pamberi ne second republic


Cde 2 months ago

I will vote for Zanu PF, come 2023
ED again


Mugabe 2 months ago

Izvezvi hauna kana US$5 Zanu chii chacho

Psychiatrist 2 months ago

Wabvunzwa nani. Your vote is your secret.,

Jenarari 2 months ago

Yes, its a free country. Vote for whoever you want to

It is your Constitutional Right to be stupid and narrow minded.

List 5 things that ZANU promised in its manifesto in 2018 that they have achieved?

Zvagarazviriko 2 months ago

Chandofarira marlly ake mkomana hamanikidzwe vanhu vaenda venga vanhu Ava zvino zvana ED woti kumanikidzwa woti nzara hatisuppoter zvadhakwa izvi enough is enough musanyepere kwekwe munhu wear yellow yellow


Stonyeni 2 months ago

Kune dzimwe shasha dzatozviitira manyoka soo,koo kuzoti 2023 vamwe vano stroka,vese vafanha vanotaurisa papindula pano hamuzovaoni zve


Kakistocracy🤣Muchakaka 2 months ago

Truth is CHANGE IS INEVITABLE and the prevailing economic situation in the country, the suffering only is campaign enough for CCC. Chamisa just needs to tell the people that he is running for presidency, THE REST:THEY DO THEGA🤣🤣🤣


Vybz Kartel 2 months ago

Kuswera kupiswa nezuva mahara apa muchiziva kuti mucharuza😂😂😂✊🏿✊🏿✊🏿


Vybz Kartel 2 months ago

Vanondi fungidzisa nguva yataidya upfu hwe kenya

SOSO 2 months ago

kkkk vybz unozovanyanyirawo vanhu veyero avo..

Bright 2 months ago

Mukomana ane nharo ndabvuma hangu kwte zvekti vanhu vari pa rally vanotsamwa kuita kushatirwa


ED COUSIN 2 months ago

Kamupfana keCCC,maone aka ,sekuru vakasaenda kun'anga zvinogona kudhakwa apa.



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback