Pindula
Register Login

PICTURES: Anti-Sanctions Marches 25 October 2021

PICTURES: Anti-Sanctions Marches 25 October 2021

Zimbabwe on Monday 25 October commemorated the Anti-sanctions Day with some taking it to the streets calling the removal of sanctions. Below are pictures of the march held in Kwekwe in the Midlands province.

Pictures By Tafadzwa Mugwadi – ZANU PF Information Director


Share Article

Sponsored

More

22 Comments

Andy mags 6 months ago

#ngaapinde hake mukomana wechidiki uyu,we want complete revolution in our country tatambura isu


Admin 6 months ago

Tomboti abviswa, zvobva zvadii iwo agara asiri kutiAffect 😂😂


Coming soon 6 months ago

Ayaaaaaa sunctions sunctions koinzwai ma Zimbos imi munopenga maka macha kkkkkk .Ian Smith aiva pasi pema sunctions adi akwanisa kuita Mari yaitenga zvakaipisisa kudarika USD .Pa unit gnu iya aivepo asi takatenga mota tikavaka dzimba nyika ikatapira zvisina anoshora .Nhai Mari izere mu street ndeyani irikuchinjiwa ukasunga money changer izvozvi unofonerwa kuti eeeee munhu iyeye ngaabude izvozvi .Tora mota pa road dziya dzinemutupo unotovgunziwa uchirikuda basa ok ok Mira uwone .Mari irikuchinjiwa unowana munhu aine ma $50 bond matsva asi mu bank hamuna todziziva mota dzino dhirivhara Mari idzodzo vanotosiya masikati machena vanhu vachiona Ok supermarket yega yega mu Zim one vangu venyu imi ma minister vamunopa Mari nepama Chicken inn arikupinda mutown atarise izvozvi Mari tsva chete Isu vana Jakarasi Nana Tibukai Nana Svosvai todziwanepi Mari idzodzo .Tibatsirei Billy Raughteanbarc ndiyani kubva paaka nyima madrivers Mari akaendeswa ku labour court back Kuma 90s akatiza akaenda DRC akanoita zvema diamonds uchiri kunzi Wheels of Africa chii chakaitika ikozvino yava kunzi Sabot .Gandzirisai izvozvo kubva kunasure vana vazive chokwadi chaiitika Kuma sure iko ndokuti nyika iende mberi kwete ma sunctions ndiwo arikukonzera kuti kudiii Roger Boka akafambisa zvinhu sei ???????Akauraya CSC yenyama ndiyani pakasara Montana meats yava kushagada beef industry yoga Rob Duncan aishanda kupi akatsigirwa Nani .Aishanda kupi ......... Imi ma sunctions eyi regai kuba nechisimba makatenga mishonga isiriyo last month tender iyoyo yaka piwa sei makapiwa fake products makashandisa mariii pa deal iroro .


TM 6 months ago

True mkoma mataura

Sponsored

More
Coming soon 6 months ago

Kkkkkkkk March for what vatenge ma private jet lag handei to macha ma sunctions ndiwo arikukonzera kuti ma Chinese muno awande kkkkkkkkk masunctions ndo arikukonzera kuti chingwa chiite 1 USD ok.Ndiwozve arikukonzera kuti ma minister Aya akasungwa ne Zaac abide pamhosva vadaenda kujere .Yaaaa ndiwozve arikukonzera kuti ma company akaita see Sakunda abire nyika yose uye tikwire ndege tiri 130 tichienda kumusangana toshand8sa 20 million USD per trip akashata ma sunctions away ngaabvizwe iiiiiiiii kkkkkkkkkkk akonxeresa .Arikunyima salary increment Kuma teacher .... Ma civil servants at large ma sunctions iiii akaipa iiiiii 🙉🙉🙉🙉🇿🇼🇿🇼🇿🇼🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔🤔


Chahototo 6 months ago

Kuseenzeswa nembavha dzezanu ..ngaapinde hake mkomana


Tofirei 6 months ago

Chinhu chandofunga kuti chine hungwa kurega zvacho opposition politics tongoita bato rimwe chete munyika. Vese vane tumapato twavo tumwe utu twomedzwa neMusangano. Ndokuti tizive chimwe zvakare tose tiise mhasuru pakusimudzira ugaro hweruzhinji. Munoda kukuwadzisa vanhu netumapato twenyu utwu muchiziva henyu kuti hatufi twakatonga kana kutungamirira nyika.


Tofirei 6 months ago

🐵🐒🐒🐒🐵
Vanhu vanehuturu ndatenda hangu
🤣🤣🤣🤣🤣
Haiwa ndatendeuka:
NGAAPINDE HAKE MUKOMANA
KKKKKKKKKK

Beasty boy 6 months ago

Tofirei tora shamwari nevavengi vako vanurume vose movha ma share kana kuti kudanana nemukukadzi wako,ivo ngavasiye vavo vakadzi vogara mumba mako moita one family nemukadzi one mosimudzira mhuri nesimba renyu.Zvinoita Toffy.

Dambudziko Mhandu 6 months ago

@Tofirei unofanira kugara kuMental Asylum

chibaba 6 months ago

Wakamama pfungwa ukasara nemadhoti mumusoro
This era wotaura mashura akadaro haa baba imi mukwane

Sir 6 months ago

😀😀😀


Chapwititi 6 months ago

Zvinobvisisa maSanctions here zvekumacha?zvakadhakwa izvi.


Samson Munenge 6 months ago

Madununu evanhu kubvuma kushandiswa nezanu mukore uno


Januzaj Ⓜ️uninja 6 months ago

Kkkkkkkk


Troj 6 months ago

😯😯


Bongani 6 months ago

These people are fools 😝😝


Dambudzo watinetsal 6 months ago

Please folks, if you have relatives who are engaged in these zanu barbaric marches, take them for psychological help before they run amock.
Why do those that are targeted not take their families to the streets bcz they are benefiting from the looting, corruption and violation of human rights.
REGAI APINDE HAKE MUKOMANA.
MUDHARA BUDA HAKO. Wapera basa, hamuchina kana nezano.


TM 6 months ago

😂😂😂😂

chibaba 6 months ago

Feya idi chokwadi chizere kushandiswa nembwa dxezanu ivo vari kuguta zvavo

Dambudzo watinetsal 6 months ago

Please folks, if you have relatives who are engaged in these zanu barbaric marches, take them for psychological help before they run amock.
Why do those that are targeted not take their families to the streets bcz they are benefiting from the looting, corruption and violation of human rights.


chief 6 months ago

Kkk



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback