Pindula
Register Login

PICTURES: 28 People Injured As A ZUPCO Bus Crashes

PICTURES: 28 People Injured As A ZUPCO Bus Crashes

Share Article

Sponsored

More

24 Comments

Tkt 1 week ago

Uyo ati zvima Dragon hazvi mhanye anyepa Uyo
Neati hatuna power anyepa futi
NOW
VATI those buses need attention vataura sure a lot of those busses maslack adjusters acho adhakwq haaa then ataura zveBURST ABS ane kaidea semi
Further to all this vafana vari kupuwa mota idzi they lack experience guys mmm ndakambo famba nekamwe kainzi MLEYA from Byo - Mere via Chivhu hatina kuvata bcoz of speed taka zoti tabuda muCHIVHU towards MURAMBINDA I walked from my seat at #3 Row kunomu tandadza zvangu since @Lee the lady conductor was dosing ndikabvunza chikomana kuti for how long have you been driving this route and got a shock ""this is my 4th trip" & I was like mmm makarisa kumhanya bamboo, less than 30 into our chart he ran into potholes at 130kph and a Rear tire burst.
Umm guys that was his last trip akabva akumbira kudzoserwa kwake kuBINGA


fifi 1 week ago

ZUPCO cheap, reliable, committed, cross- country


SC 1 week ago

Rituals! Who owns ZUPCO?😂😂😂


leroy 1 week ago

haaa zvazvekuchekeresa mnje


Aratijiyesi 1 week ago

ZUPCO check your driver's competency coz kunenge kwazara ma****. Why ZUPCO always?? Dai iri private company taiti the owner akaromba but zvamuri ZUPCO asi makafambira nyaya dzacho here coz manyanya. Recently Chinhoyi road makarovana mega mmmmmm hameno


Sponsored

More
Sir Che Guevara 🇿🇼 1 week ago

May those who were left by their loved ones on this tragic incident be consoled by the Almighty and a quick recovery to those injured.

Engage only gear number 1 when approaching the terrain, some buses and trucks usually lose brakes when coming down from that mountain. Don't ever try to accelerate


VYBZ KARTEL 1 week ago

Guka ita shoma cde Guava

Tintin 1 week ago

did u read the article?no one has died unless u have updated news.

D 1 week ago

Haa zvima zupco izvi zvatipedzera hama


i 1 week ago

hapaiswe gear muhomwe paye kunyutura haa unochiona


me 1 week ago

guys kumavhuradonha hakuende golden dragon kunoenda macopolo yeblue neyellow iye ende yakatombofa ndirimo yakasvotoka control arm ndichibva kuMushumbi pools vanoti ivo golden dragon haina power rekukwidza gomo saka kunoenda an old model


dery 1 week ago

akuna bus rinoiswa control arm nyaya yako ndeyekunyepa gara pasi gweja ndimika mukukorokoza kumukaradzi naana Matangira ,nekukitsi yatota

VYBZ KARTEL 1 week ago

Control arm pa bus?😂😂😂😂

jasi 1 week ago

taura hako biggie


biggie smalls 1 week ago

mavhuradonha ine munhu pasi i dnt think imhosva yebhazi bt panoda driver ane hana yakadIkama


Lelo 1 week ago

Golden dragon rinomhanya haro zvisinei kt ndyani driver


VYBZ KARTEL 1 week ago

Aiwa ma slack adjustor akafa

Kanda 1 week ago

kanongoomba Kari pa1 place hatufambe chinhu akaovertaker a slow moving irimberi woti inomhanya akadonha mumateru obviously ABS yakatushuka

Mvuuuu 1 week ago

ummmm ma 1


Dhuterere 1 week ago

zhing zhong bus tunenge tuchingotorwa nemhepo kakapesana netruck kuita senge pepa


Imwe Mbeu 1 week ago

😂 tumaSlender here

Kacha kacha 1 week ago

Some of those buses need serious attention


Hameno 1 week ago

Shame zupco


Celestial 1 week ago

Those aren't buses their what id love to call the bridge between hell and Earth 🌐



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback