Pindula
Register Login

Passion Java Says The Chamisa-led CCC Party Will Die A Natural Death

Passion Java Says The Chamisa-led CCC Party Will Die A Natural Death
Zimbabwean preacher, Passion Java, has said the newly formed Citizens’ Coalition for Change (CCC) will soon crumble. 
 
He posted an image of bananas on social media and captioned it “Chaora Chinhu chacho CCC ” (It has decayed).
 
The picture had fresh and decaying bananas with each having a tag of a year representing the state of the CCC from its formation (January 2022) to its collapse (December 2022).
 
Java has in the past openly paid allegiance to President Emmerson Mnangagwa. The CCC was formed after MDC-T leader Douglas Mwonzora claimed that he is the leader of the MDC Alliance and all MDC derivatives.

More: Pindula News

Share Article

Sponsored

More

102 Comments

kwe mbo jj 1 month ago

vote ccc for change


passion urikurota 2023 munomama nyepera mudhara wako hako. vote ccc for change 1 month ago

j kwembo


🥸 5 months ago

Ko inga wani Panganai wacho haana kupfeka mask pane vakuru🤭🤔😩


Sponsored

More
U 5 months ago

Ko Java ndi pastor werudzi ruphi


R'G 5 months ago

He's just looking for some attention and i think he is being paid.


Soul jah love 5 months ago

Java mpfana mudiki,saka mari + hupwere=no-sense kuna kuti immature death,like zvakaitika kwandiri.Ndakafa ndirimpfana,nenyaya yekupusiswa nemari.Java kanenge kadakwa .

Aaamen mhunu wamwari
Hundzai ma 10%


Munhumutapa 5 months ago

Masupporters enyu amakanga muinawo kubva Chamatama Ari mupenyu kusvika nhasi kwava ne party YENGURUVE CCC ndiwo amuinawo mamwe akadzokera kumusha kwavo munokuziva muchingo svasvangwa me Zanu Of zvozochinja pachinhu chakawora chisati chabikwa kwete


Tai Lung 5 months ago

Why do ppl think that this boy can change things for the better? I tell u this, in Zimbabwe it doesn't matter what people think, what matters is what God wants so don't celebrate too early coz u may need the energy for the 2028 elections when u'll be chanting go #DDD.
Check!

Bright 5 months ago

Haaa iwe chinhu chakaora Chinonhuwa ka nhai we ahuzive here

Hameno 5 months ago

Chakoora chirinani panezv weenyu zvakaoma kuswero wedzera poverty pane yakasiyiwa yakaita ngapinde zvake mkomana CCC for life

Bright 5 months ago

Kkk ndakazvitaura ini kti CCC I kambani ye nguruve iyi vanhu nharo

, 5 months ago

CCC = CHAORA CHINHU CHACHO KKKKK


Cobra King 5 months ago

Panganai usagumbure macitizens. The voice of Citizens is the voice of God. CCC


Mephistophles 5 months ago

Poison Java or Panganai mupfanha wepaUnit O kuChitungwiza mai vake vaive Senator weMDC Alliance. Mupfanha wekuKecha maHure kuSouth Africa nekutenga doro R120 000 paNew year's Eve. Even the Devil is embarrassed by you Panganai...


Drizzy lee 5 months ago

Zimhanza panganay auchazive zvaunoita


S 5 months ago

Pastor vezimhino ravo avo va Java ngavati nyararire. Ngavaende vanoitwa plastic surgery mhuno iyo. Sezvo vachiti vane mari. Ndiyo inoita kuti vataure kunge vasina Brain SHAME.


MBAngwa 5 months ago

Taura zvako Java.CCC kudii kwacho mnongovhukawo inotongwa nevene vayo💪💪💪💪💪💪💪💪💪💪chii chinoshamisira pacolour yellow nxa.pamberi neZANU 2023 pfeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeeee


Shampoo 5 months ago

Java mari yake akaionepi? I think mari yake. Ndeye zvipo zvai collectwa ku Church kwake kuri fake sa iye Java. What is the name if your Church Java. You must be called fake pastor Java


MBAngwa 5 months ago

Matanga kupembera zvisina basa.Ndairikukuonai zvangu ndanga ndakambonyarara ndichikuongrorai .Ndavakukupai 6months panenge pane CCC 1,CCC2 neCCC3 kabato kenyu kanenge kaspliter moto wemapepa uyo tichakurakashai zvakadaro
.lko makanganwa here kt vanhu vamunavo ndivo vamagara munavo vane confusion kubva iri MDC A.zvakafanana nekufarira ZANU muchiti yachinja tabvisa uyu taisa uyu.Makapembera kubvarura nguwo asi mava kuona izvozvi kuti 6 na9 zvkafanana


Purse 5 months ago

Zvisina basa hatiterere wakadii kupa prophecy yako Ccc isati yavepo nhasi ndopawakutaura zvekuti kuora kuita chii chacho enda unoudza maprophecy ako vannokuteerera wakatumwa nasatan isu tinoti CCC ngapinde zvake mkomana


Obsever 5 months ago

Gawa tikwanire.Asi ngakapinde hako kakomana


Obsever 5 months ago

Gawa ita zvaMwari iwe.asi haiwa kakomana ngakapinde hako


Gundamwenda 5 months ago

Chamisa dzora moyo ,ZANU iya yoita manyoka!!!! Come 2023 vamwe vachapamhanya paZim coz as it stands atopinda hake wechidiki

#CCC⭐


Tshutshu 5 months ago

Java ndinokavengera show off
Zvakanotawura handitereri vele


Mrs soko 5 months ago

Uri rombe


Peace 5 months ago

Bright urirombe remunhu unosupporter mbavha gudo remunhu


Bright 5 months ago

Hey iwe pane aba zita rangu wakambonzwa ndichinyora chirungu here ini pfutseki mhani

Independent 5 months ago

Kungonzwa kuti Chamisa vanhu veZanu vanobva vaita mudumbu kkkkk hokoyo Ed and your bunch of thieves your days are numbered CCC is here to stay Zanu yakaora kudhara hanzi new despensation yekuwedzera kuba this tym hamulume tirikukuzivai toraika Zita iro Nana Nzondora vamaishandisa mastrategy enyu tirikuaziva Chamisa usarare vatanga vanhu vaya


Bright 5 months ago

Taura hako iwe anadzo ft mbavha kana iye imbavha apana munhu asiri mbavha

Vybz Kartel 5 months ago

Kana Chamisa futi ane mbavha dzake wofuti Havana kuchena example mayor of Harare

mai D 5 months ago

ana bright dzungu renyu irikairi..itai mushe


Bright 5 months ago

Imimi ana Mai d musatifongorere apa kumusha kure

Bright 5 months ago

Haaa ndaramba andinyore chirungu andna kmbochipasa ini mukwane

Bright 5 months ago

APA pabiwa zita APA andinyore chirungu ini kubva rinhi

Baba keketso 5 months ago

URI rombe iwee.....

#CCC 5 months ago

Ini handioni hangu chakanyanya kushata muZanu pf but now takudawo Chamisa ambosimudzira pamasvika apa vaED , uyo Java dai vabereki vake vakarara vachimenya nzungu usiku hwacho vakatogona CCC yatozaraaa kana kuBhinga


Vybz Kartel 5 months ago

Chakaora Chibato Chemubatanidzirwa chicha rakashwa come erection time apa vanhu vacho havatane kupandukirana tichachikanganwa kunge Zum,MDC Mtambara


Vybz Kartel 5 months ago

Ndazviona ndakitambwa futi nezuro

Bright 5 months ago

Kumusoro uko pane aba zita rangu uko 🖕🖕🖕🖕

Vybz Kartel 5 months ago

@ Bright taura hako kuora kuzara nehonye dzega dzega

Bright 5 months ago

Munhu akaora munhu anosapota ccc ahuzvizive hre iwwe

#CCC 5 months ago

Pakaora ndepapi nhai wangu ? hauoni here kuti iwewe ndiwe vakaora pfungwa dzako

Wezhira 5 months ago

Kana CCC isina basa munotaurireiko nezvayo nhai vanhuwe,ndimi murikutomupa mbiri Chamisa uyu negodo renyu,zvaiva zvakudhara zviya vanhu vangwara,zvenyu zvekuti kana mapa vanhu mbewu mvura ikanaya moita sekunge ndimi manaisa mvura zvakapera,vanhu vanoziva kuti kukaita nzara vanowana chikafu frm USAID kwete maChina mbavha dzamunokuza pasina,saka imbomirai zvenyu kuita dzungu kungwara hamuna munoba masikati machena monyepa kuti masanctions,vanhu vaneta kunyeperwa vasiyei vaite zvaChamisa musavamanikidza


Fman 5 months ago

Vaizirairi vakaita 40 years vachitambura isu mazimba tatovadarika kukundwa nevanhu vanga vasina mota iiiiiii kenani kwacho kure CCC only is our Moses


Peace 5 months ago

Chingawore icho chichibva muoven kkk munomama maZanu hokoyo Ed nembavha dzako anokuremerai mkomana uyu kkkk CCC ndokuti bato mukore uno unowanikwa uchiti Zanu hakusi kurwara nepfungwa 41 years in power chabuda hapana busy looting Java musatanist uyo anotopengawo zvake anonetswa nezvikwambo zvake


Tkt 5 months ago

@Ben19 vaudzeeee avooooooooooo since mdc was formed each time we get towards elections vano chinja chinja kunge karwavhi, kkkkkk

@PASSION_JAVA chaora chinhu chacho for sureeee

@ccc_supporters manje mucha ridza mhere imiiii tichingo svasvangaaaaaaaaaaa


JavaMustFall 5 months ago

Citizens’ Coalition for Change (CCC


🤨🤨 5 months ago

Java musoro sewe nhengure


zero one 5 months ago

zvakwana chimusiyai mhanduwe java uyu


Chikandamina 5 months ago

Java 🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕🖕


Chura🐸 5 months ago

Get lost netumari twako twenjugaa munhu akaita marii ambotambudzika anoda kuratidza nyika yese kutii yavepoo tokuzivai Ana Panganai Java waiuyaa ne sandaki yambuya kuchikoro siyana ne politics


PRIDE N 5 months ago

Java muroyi uyu ari kuita ED
Pasipo🕵️🕵️


Nyore 5 months ago

Even pharaoh aitove nemasvikiro nema prohets like u Java..nyika nevanhu ndezva Jehovha ED or zanu haina vanhu..very I mean very very soon zanu ichava history Ed nembavha dzose muchamama zvenyu..Java u are shithouse imba yekunyira..nxaa nonsense illuminate pig useless mwana wemusango🔥🔥🔥


Goodfella 5 months ago

Ichokwadi kune maprofita vaiti Mugabe achatonga kusvika afa chii chakazoitika vakakanganwa kuti Mugabe aive munhu akazvarwa nemukadzi all before God are equal.Mugabe asati afa akazovhotera Chamisa wani

Mzukuru 5 months ago

Ed arikuita mdumbu izvozvi anaPassion murikutadza kurara muchifunga kuti momuita sei Chamisa fireworks loading CCC is born musadherere kana ichiparara chii chakubata nhaiwe musatanist Java dining with thieves tichakubata Chamisa anoremera Zanu kkkkk hokoyo Ed ma1 atangidza kkk


Makaraba 5 months ago

Musieyi akadaro anepassion yake ne zanu yakaora


Joe 5 months ago

Ukaona munhu anongoramba achiti Zanu mukore uno akaora brain unofunga kuti Zanu ichaitei kunze kwekuba nekuuraya munosekerera munhu achipengeswa nemishonga yaakabata Passion musatanist uya kubvira Tsvangirai aripo Chamisa aingorira anofamba nezodzo mkomana hokoyo Ed siyanai nemukomana taurai anadhagi nakhupe netumwe tumaparty utwo siyanai neCCC shoko tirikufambisa


Jombo 5 months ago

Imi veOpposition ndimi makaora brain...kubva 1999 muchingoukura

Goodfella 5 months ago

Biblical prophets never took sides they were impartial.To be a prophet it was a calling from God.Today the so called prophets call themselves.Husband prophet and wife prophetess. A prophet who insults fellow beings made in the image of God cry my beloved country


Vybz Kartel 5 months ago

Mashura Java first time kutaurwa zvine musoro TWABAM!!!


Matrix 5 months ago

Donkey

Bright 5 months ago

Anotaura chokwadi uyo

Just talk to me 5 months ago

Poison gwavha mhuno inenge tswibidi


Citizen 5 months ago

Famba Nero...#YellowBrigade


mufakosi 5 months ago

Chinzwa Java CCC haisi yemushonga sezvako zvinopera izvo dai watotitaridza mwana wako tamuona kwete kungoomoka
Nana tikoloshi vako fake pastor
Ngapinde hake mukomana


Ellie 5 months ago

I wonder why vasati vamusungira nyaya ye hat I wonder why some times I wonder why


Princess❣️❣️ 5 months ago

Pastor veZanu Pf saka hapana hapana

Nxumalo 5 months ago

Mahlabezulu,lingalaleli igwelegwele leli,Ngumuntu weZanu lo vele angathin umsatanist


Zodoc Chikaponya 5 months ago

Umm 🤔 now I don't really get it. Machurch mafundisi zvese kana moda mari kudarika Mwari to this extent ahhh tinotovhunduka. Regayi zvedu tidane Pastor Talent Chiwenga vanodira jecha izvii


Baba Titie 5 months ago

Sandi Zvitsva even ZANU pf munhoroondo haimai kutanga yiri Zanupf yakaita mazita hobho achingobhanwa kusvika payava nhasi Nero akachinjiswa zita re party nemi vadzinyiriri vezanu muchiti anopererwa CCC hayiparare anambwa imi manzwa,tuma tricks twenyu twakatosara ndivavo vakuru vedu vedu vamaingorova chekuseri.Mass yaramba zvema dhodhi izvo. Famba CCC fanba. Ma yellow born muriko hre ukooooh


Tatrie 5 months ago

Kkkk inguva chte zvnopfuura izvi zvana CCC zvenyu.....mukomana achiri mudiki uyu pamatongerwo enyika aya ....Hakuc kudya sadza kaaa uku....chimbofungai mazuva aye akabviswa baba vedu vaMugambe mafariro akaita ruzhinji...ac nhasi tve pap neGarwe racho...hapana arkuziva kwatiri kuenda sure ...


tafman 4 months ago

vanhu havana side shuwa

Anti-dictatorship 5 months ago

Garwe rasakadza nyika nguva dikidiki. Harisvike 2030 richiripo ne pace yekuwondomora nyika yarikuita

Jona 5 months ago

U are a lier Passion Java vara murumo wakho


Daily prophecy 5 months ago

Ini ndotadza asi kwete zviri pachena kunyepera Mwari kutadza kusina ukundi ako kamunoti Java ndakakamaka kusvika pekuguma kanosemesa kuita mari hazvireve kuti uri mupfumi pazvese 1 thing chinondibhohwa it's I love saul musaka so much bt dzimwe nguva pandongonzwa masong ake achisimbisa kamuface ako my love will fade


Baba Titie 5 months ago

Java ndakupa period iyoyo kusvika 22Dec2022 vanhu vanenge vakanganwa nezvako ndiwe unenge waora semumwe wako Fred musatanyoko mbavha tumaprofets twunoba masikati machena. Nayowo ZANU kushandisa ana Java kt zvinzi zvaporofitwa sorry mayiti Mukomana anopera achatopera ndimi vezanu nana Java venyu ivavo.ende hamusvodi sorry navowo vanotokuti profet. Wematuzvi mwana wehure Java. Pananai mushe mari yedu na ED wenyu iyeyo muchaitiza Zimbabwe.


Fman 5 months ago

Uyu anozviti passion gwavha ngaanyarare anodaro apa Mai vake vaive kuoopposition chimbotinyarawo
Asi wapedza kublin'a nezvigoblin zvako

Passion gwavha,🤧🤮


CCC 5 months ago

🖕bataiwo rombe iro rinonzi gava.Natural death anoiziva iyeyu?🤔
#CCC
#NdiniNdirikupisa


mai D 5 months ago

@ben..kwana akachinja zita nekuda hre kana kt akachinjisiwa zita nana mwonzora..toda vanhu vanokasika kufunga


Ben10 5 months ago

Mai D kwanai, atanga kuchinja musi wa22 here yave nemazita mangani amunozivaaa vachachinja futi mark my words

Chifinhuboss 5 months ago

...but paazoti "natural death" apo akanda hake diss


🥸 5 months ago

Is this what he preaches😩🤔. Fake prophecy, prophet of doom. Achasvoda uyo akandirwa kure kuti ibva pano iwe muiti wezvaipa


Purse 5 months ago

Kkk ndiwe Java anoda vanhu vakaora chii chaora ipapo shut up fake prophet kusweroda kutsikisira vanhu nemashoko


Believe 5 months ago

God will judge you,Mwari hasi wekutamba naye


Ben19 5 months ago

He is right,, bato rinochinja mutupo pese pakuda kuvotwa, MDC Tsvangirai, MDC chamisa, MDC biti, MDC welshman, MDC khupe, MDC mahere, MDC mutambara., MDC 10in1 yatorwa futi namonzora iyi. Now CCC vanhu fungaiwoo mhanii... Zanu ingori Zanu kubva pasi chigare... Haaaa Nerosoni arikutsvaga kuti owana sei basa akomanaa. Mufundisiiii. KuAFM kwakadambuka dambukaa futi otiziraa kupikoo nhai veduweee


Chaplin 5 months ago

Ana Ben mukwane imi

Ben10 5 months ago

Uri bharanzi haunzwisisee nekuzivaa zvese.... Mukuru wenyu mufundisi kuAFM saka ndiri kuti anotungamiraa zvinhu zvinoparara nemhere mhere. Hapana chinobuda ipapa

Hameno 5 months ago

Zve AfM zvapindira Pai panew name ngapinde zvake mkomana

Princess❣️❣️ 5 months ago

Pastor rudzi munhu uyu.Mafollowers ake akakwana here mubrain


Jesus is lord 5 months ago

Pastor venhema Ava.
Musatanist nxaaaaa
Bloody suckers

MaYouth chenjerai,munosengeswa maChair


Chifinhuboss 5 months ago

Vane nhamo vanomuti prophet


Imwe Mbeu 5 months ago

😂😂😂 hagh guys hamuzivi here kuti Twabam ane achingotsvaka violence 🙌🏾


Thando 5 months ago

You Java stick to the Bible and stop vomiting your shit .


mai D 5 months ago

kana neni anondisvota


CCCIsTheNewThingInTown 5 months ago

Iwe Pastor ibva apa.Enermies of progress.Heee Gucci,Hee Lamborgini.
Stealing from the poor CITIZENS,Chimbonyaraiwo zimhino rakareba


Chikandamina 5 months ago

Java kurwadziwa chete chete,ndokunamata here ndimi muno Tora vakadzi vevamwe mu church.ccc ndozvo.


WaveOfChange 5 months ago

Fake Pastor madii

CCC IS THE NEW THING IN TOWN


Doroguru 5 months ago

I used to look for a reason to hate this guy. Now he has given me a good one. Uridako Panganai demet yemunhu


Satani java 5 months ago

Kureba kawire kanengura


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us Feedback