Pindula
Register Login

Opposition Will Never Rule Zimbabwe - Mnangagwa

Opposition Will Never Rule Zimbabwe - Mnangagwa

President Emmerson Mnangagwa has said opposition political parties will never rule Zimbabwe.

Mnangagwa was addressing ZANU PF supporters who were gathered at Epworth High School grounds for the party’s by-election campaign rally on Saturday.

Mnangagwa claimed that some opposition leaders in Zimbabwe were telling their supporters that it is possible to unseat ZANU PF like what Hakainde Hichilema’s opposition party did in Zambia in 2021. He said:

Endai muudze veopposition kuti munhu arimuHarare akatanga kufamba kuenda kuChina netsoka anotanga kusvika opposition isati yapinda muState House.

Go and tell them that a person walking from Harare to China will arrive faster than opposition parties trying to get to State House in Harare. It’s not going to happen.

However, Citizens Coalition for Change (CCC) spokesperson Fadzayi Mahere dismissed Mnangagwa’s comments saying only the people of Zimbabwe have the right to elect people of their choice.

Mnangagwa assured residents of Epworth and surrounding areas that his government is in the process of giving them title deeds. He said:

We sourced funds and gave them to Professor Murwira’s ministry to carry out a geospatial survey. We have completed the survey and will build flats.

We will move those who built on roads to the flats because we cannot move someone into the open.

Once you get hold of your title deed, you have security for your land. It becomes your inheritance.

This will ultimately do away with land barons. So we are in this process of regularising settlements as well as issuing title deeds.

More: VOA Zimbabwe


Share Article

Sponsored

More

92 Comments

Chikandamina 2 months ago

The bush lawyer big up, ☝️ ☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️


Top shayela 3 months ago

This is bullshit


Awe 3 months ago

This is bullshit pamberi ne CCC


Yizo 3 months ago

This is bullshit no one can predict what will happen not even him only the citizens can do this pasi with this shit


Sponsored

More
Bright 3 months ago

Haa i chokwadi ichocho akuna bato ropikisa rotonga nyika angatobuda munangagwa pachigaro pipinda umwe we zanu not zvima ccc izvo


Chieftain Chitero 3 months ago

E.D is telling the truth those who think Chamisa will rule Zimbabwe those people are day dreaming = munochena musoro zanu ichitonga


Gaza 3 months ago

We know that, we already made peace with that they will never rule, then imiwo morarama nekusingaperi


Kulz 3 months ago

Busing rural folks to vote in urban areas to prove that you are being supported in by- elections is rigging in highest levels of corruption . Mutikwanire imi zvichembere zvisina basa nebasa rese.Itai mushe apa zvimadofo zvambera zvisina brain.Out you go.Takuda Chamisa.Udzai chitokoto chenyu ichi Ndzondora kuti asafurire vanhu semi . Chamisa hoyeee . yebo yellow 👍😁😁😁👐🦁🔥🔥🔥🔥🔥🔥🔥bata undzve kubisa kwemaflames .Sonke kasivoteleni CCC mahlabezulu yiyo indlela ezathuthukisa iZimbabwe,NHM


Conquring 3 months ago

VIVA ZANU PF TAKAENDA VISION 2030


Cde 3 months ago

Pamberi mberi neZanu Pf!!
2023 ED pfeeeeeeeeeeeeeeee
Pasi naChamisa
Pasi neCCC


Daddy 3 months ago

Zanu ipi ine mass, asingazivi kuti inohaya muzupco kuendesa vanhu kumusangano zveforce. Kana inesupport mira uone pamaelections, come 26 March by-elections. Mucharara makapfeka bhutsu mazanu. Nero muremi mukuru, ngaapinde hake mukomana. Mayellow machine, tripple C woyeeeeeeeeeeee


Bright 3 months ago

Haaa iwe kupi kwaifoswa vanhu ikoko musajairire kunyepa ka unenge uchipenga kumanikidzwa zvausingade

Conquring 3 months ago

Asi pa fair chaipo USA INOKWAPAIDZWA NE RUSSIA. HAAA Russia makwade kana mazogara zvenyu


Mboko Junior 3 months ago

Change is never easy but always possible.
___Barack Obama


Goodness choka 3 months ago

Ko kuti pasi nemumwe muZin urema hwakadii Simiti aimbotuka kudaro asi akazonyara Zano yave pachigaro akawedzerwa mazuva ekupona kuti pfungwa dzake dzakange dzakarasika nhasi iwe unoti pasi naNero pasi neCcc hauzonyari here rimwe rezuva ngatiite rudo zvenyika zvinoguma

Tkt 3 months ago

@Chief .... nanhasi muchi kungoda nezvangu here imi mdara imi. undisiye wazvinzwa ka. kuda kana kusazvida UNLESS God desires, zviome zvinake sei ED will still be the for ME, for you & everyone.

Guys you Guys you have to understand that ZANU-PF still has masses following behind like what has already been said- FACT

#yellowbrigade handirambe kuti nayo inavowo vanhu but mucha kwapaidzwa, kusvasvangwa, kurikitwa, kushadaurwa, kuvhenekwa mugo vhovhonorwa naro bato remaGANDANGA iri= ✅✅✅ MARK my words

problem yenyu ndeye kugara mapromiser Hondo dzamusinga goni, haa nekutaridza ruvengo pachena rwema CERTAIN sectors ndipo pamuno fira.

sarai zvenyu muchi shora neku vukura asi ndinoti kwamuri,
.... NGONI DZASHE KWAMURI muwanirwe tsitsinenyasha

KUDA KWASHE NGAKUITWE
... to GOD be the GLORY ...

VIVA = ZANU-PF = VIVA


Gudo 3 months ago

Ukaona munhu anorova munhu mukore uno akasara .chitarisa hembe dzakapfeka dzakabvaruka muri kuitiswa ndimi izvezvi Ed akagara achidya nyama yake asi iwe uri kungo hukura zvisina basa kuti enda undotenga nyama mari yacho auna asi unongoti pamberi naED zvinhu zvinoda kuchinja . Gore rino kana masoja nemapurisa acharowi vanhu asi kutambira mari inotenga kana dzimba ana asi unoona zvimunhu richiti kurova kurova ndohudofo apa rakapfeka zihembe rina ED . Chamisa chamisa chamisa pindapachigaro gore rino nderako tatambura nhuri yezimbabwe


ZANU MAN 3 months ago

Opposition will never rule the country pamberi ne RTGS
ZANU PF pamberi


Mollas Fube 3 months ago

RTGs my ass musoro bhangu iwe!!

Muzanu pf 3 months ago

Vanu vasina marinyararai chii cuinonz Rtgs

mwana wevhu 3 months ago

taneta kunyengerera, taneta nenhamo pasi nechihurumende chehudzvanyiriri paakadya pakakwana ngaapewo mumwe mkana iye EDiot uyu, vakuru verigging
#registertovote


Cde 3 months ago

Pamberi ne Zanu PF


Factless 3 months ago

Hauna mafacts,just shutup

Maravaza 3 months ago

Currently Chamisa is the only saviour we have in Zimbabwe, let's support him in our numbers. Our numbers is the voice of God. Ini newe together we will make Zim a paradise. Ngaapinde haake Mkomana.


5 3 months ago

Chamisa is your savior not my savior, good yako haisi yangu

Nkust 3 months ago

Makuruwane, America yakaudzwa na Sullivan wayo kuti apa hapana kumira mushe Russia inoparadza ndobva yati umm regai tibvise masoja edu zuro aibuda kwete zvekutamba zvikanzi aaaa isu hondo yacho hatipindiri kana havo vachina kuparadza Ukraine ngavaite havo,,, hameno udzao Kakistocracy kuti Russia yakakisa America, but iye kakistocracy wacho anongotaura zvekukka asi anokaka waya here ndoda kukakigwao waya yangu kumusha ku mbembesi unouya here


Goodfella 3 months ago

Taura chokwadi Russia ndiyo irikukwata Sri ichirambidza Ukraine kuti ijoine NATO irikutyei Russia haichina shamwari kuEurope kunze kweBelarus Nyika inemutangamiri anerudzvanyiriri.Putin ashaya plan kuvhundutsira dzimwe Nyika chete

Kakistocracy🤣Muchakaka 3 months ago

Tanzwa nekukaka nekuda kwemweya wekakisano kubva kuvakakisi mukuru...takaka zvekuti kana waya tichaguma takukaka wangu.

Taflo 3 months ago

This country belongs to God and God alone. Don't be a problem Mr President. Ndimi maiita kuti Mugabe asabva pachigaro imi muchitumira army kuti irove vanhu. I'm beginning to see it now. Maizviita kuti mugozowanawo kupinda because that was your motive kubva kare. No wonder why Mugabe didn't want you on the presidential throne. You are so wicked!! Unorambirei uri pachigaro vanhu vachitambura


Taflo 3 months ago

This country belongs to God and God alone. Don't be a problem Mr President. Ndimi maiita kuti Mugabe asabva pachigaro imi muchitumira army kuti irove vanhu. I'm beginning to see it now. Maizviita kuti mugozowanawo kupinda because that was your motive kubva kare. No wonder why Mugabe didn't want you on the presidential throne. You are so wicked!! Unorambirei uri pachigaro vanhu vachitambura


Wezhira 3 months ago

Nezuro ndaiva ndakatarisa hangu mabhazi aitakura vanhu vachienda kuEpworth they were so many akazara vanhu,ndobva ndaona ndega kuti zviya zvekuti Zanu pf bussed its supporters so that kana zvakubuda paTV moti kwanga kwakazara,inini mafungiro angu they wre suppose to Adress people frm Epoworth,vanoenda kuMbare nekutown nenyaya yekushaya Transport,kwete kuuya nevanhu.


Chief 3 months ago

Uyu mdara ngasaite fear yakadai.. Arikutya kuti opposition ikapinda achasungirwa mhoswa dzake manje this time muka rigger munenge mazvipinza busy team rangu. Garai manotenga tuma ghost city kana ma Islands kuti mugotizirako nekuti muno kuchazomanya munhu semunhu. I like Chiwenga very much and I know he will help CCC with every thing,, vese vana tkt and ur cabal mark my words. Maka weakener zanu muchidzinga vacho vaive ne vision muchisiya tudhara netu chembere tunongowawata tusingafungi.


Jenet J 3 months ago

Kana asina bhoro arikumakirwei mukomana?

Vote:CCC


3 months ago


Yiztchaq heart 3 months ago

Last kicks of a dying hourse, Zanu yapererwa. Meneme tekere ufasini. Come 2023 Munyangasa tomuratidza nzira


Nkust 3 months ago

Ummmm but vanhu vakaenda ku rally ye zanupf varume vakawandisa sakavo pamwe kuzoti vano rigger zvozonetsa kana vanhu vasingaiidi ngavarege kuenda ku rally ndivo vanhu vano vhota Saka vanhu vakasaenda sezvavakaita kwa mwonzora zvoratidza kuti havamudi, meanwhile varume America muri kuonao here kty inenge yava kukwata Russia kkkkk Russia vanenge vadhara


Makuruwani 3 months ago

@Nkust what's happening between Russia and USA? Pindula has stopped giving us international news

Kakistocracy🤣Muchakaka 3 months ago

To a great extend kaNkust, l agree with you. I am not in good books with ZANUPF ka but guys people do attend their rallies in masses and in a lot of areas l have visited including some towns haaa unotoona kuti the bait is being swallowed by the people. Hongu TAKAKA hedu but ZANUPF still has a following. Lets not fool ourselves. Even if they lie in promises and cant deliver they surely have strategy.
#YellowFever may grace be with you chikara chamakamisidza nacho ndaVaGoriyati chaivo🤣🤣🤣

Kakistocracy🤣Muchakaka 3 months ago

You are right Emmerson: Tyrants rule and Leaders lead. Tyranny will end with you and real democracy is coming in which Leaders are backed by the masses after being democratically brought into power. Kwete zvekuginyabvura chigaro izvi dzokono mava kuzvitadza. MUCHAKAKA neshungu muchizviona zvichiitika nameso enyu. Cmrde RG makavasaiza vani mukavaratidza kuti NEVER IS NEVER NEVER.


Chief 3 months ago

Munorwadziwa neCCC


chimurenga dzimbabwe 3 months ago

Chamisa will never rule Zimbabwe.... but will lead Zimbabwe... thanks to the Citizens..... they now need new leaders than rulers.....


Live 3 months ago

@Sponono ,I beg Pindula to remove you unotsigira Zanu of tozviziva but your pamberi slogan yako paevery story yawaverenga yava kusvota even pastory isinei nechislogan chako Ichocho I'm sure hauchaverengi story you just jumb to comment section wotoisa chislogan chako ichocho, respect every reader pano apa look what bush lawyer kunyange achitsigira zanu or ccc chinokosha kuisa a valid point kti zvinovandudzike zviite sekudaro,tinyarewo pliz


3 months ago


Live 3 months ago

Ndakamboverenga the book novel by William Shakespeare rinonzi Macbeth ndangorifunga nestatement yaED Mnangagwa the way it's all about Macbeth how he misadvised to endup corruptly rule Scotland and and his downfall ,dzimwe ngano nyorwa dzinenge dzaitobuditsa zvinozoitika around the world


3 months ago

JAH B 3 months ago

Haatonyari here Ed, harahwa. Zanu has nothing to offer. Why not rest hake. He is a failure.


bhlambi 3 months ago

Mene mene tekele baba


T@aaa 3 months ago

Zanu yaora munhu chaiye anoziva kwaarikuenda haasapote zanu nekuti hauna kwaunosvika unofa uchitambura baba vako vagofawo futi vari marombe .Majored mangani muchinyeperwa CCC ndizvo


Sponono 3 months ago

Revolutionary party hairoveki zvokumhanya never in Zimbabwe

Pamberi ne zanu pf

Pamberi nekubatana

Pasi na ccc


Tkt 3 months ago

GOOD MORNING COMRADES

@Chibaba .... I'm glad you understand that all leaders anogadzwa naMWARI, then, why so you always fight the sitting Governments?


Emerson robert 3 months ago

Mwari havana kana BASA ne Leadership ye pa Nyika . We go and Vote .It is you not God .it is us all and not God.

Dhiniwe 3 months ago

Kana muchiti opposition haitonge, murikuitirei election yacho? Mukujairira vanhu mukuru imimi..


Vladimir 3 months ago

I hope he will still be alive to be reminded these words when opposition is at the statehouse


Busymark 3 months ago

Vanhu vepa Harare vanoziya chitonaz vanozya pekuisa X yavo...then mamwe vabharanz ekuMasvingo anovhunduka kupiwa mbesa ndiwo ane achiti pasi nemanduuuuuuuu...saka hatina kwatiri kuenda kana vamwe vachivharwa nekutengerwa masweets sevana vadiki


Yvt 3 months ago

Musati Never, munobva masikati machena. Smith used to say the same but were is he??. History will tell you kune ma worse gvt than this, hurumende dzana Adolf Hilter nana Musoline dzakabva. Its only time. Mugabe chaiye no one ever imagined anga bviswe pachigaro sezvamakamuita zviya but akabva. The same will happen. Hamusi Mwari zvee.


{#DENLAW SECURITY SYSTEMS#}#{#TECHNICIANS#} 3 months ago

Tichingotonga ende tichatonga#ED#MY PRESIDENT
{#2023#}

Sponono 3 months ago

Ndirimuzanu hangu asi Chamisa anorema mfana uya kkk. Ukanzwa achitaura pama video ake unoerekana wapfeka hembe dze yellow


Tongokutarisa 3 months ago

The same person who says opposition will never rule Zimbabwe is the one who also said that in his first 100 days he would have fixed all of Zimbabwe's problems. Clearly this gentleman thinks he is a prophet but God has his way of embarrassing such characters. Lets wait and see


Chikandamina 3 months ago

🏃☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️☝️


Makelanwi 3 months ago

ICHATONGA BABA,MUSAZVIFADZE NENHEMA,YOUR DAYS AS A LEADER ARE ALWAYS NUMBERED.ZVEZANU ZVICHAPERA NERIMWE GORE.HAPANA HUMAMBO WAKAGARA ETERNITY.MANE 42YEARS MUCHITONGA,ASI HUMAMBO HWENYU HAUCHINA KUSIMBA,MUNOFUNGA HUCHASVIKA MAZANA REMAKORE HERE.BABA TAURAI SEMUNHU MUKURU


Ghetto yut 3 months ago

The gentleman understands rightousness, the petty man understands interest.


Pasi nemhanduuuuuuuuuuwuuu 3 months ago

Iwewe manj uri gendereman

WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI 3 months ago

ALL ALONG WE HAVE BEEN TOLD THAT THERE IS DEMOCRACY IN ZIMBABWE. BUT TODAY THE FULL COMPLEMENT OF A PRESIDENT, IN BROAD DAY LIGHT SAID NO OPPOSITION SHALL EVER RULE THIS COUNTRY. WHERE IS HIS DEMOCRACY HERE ?

MAY I REMIND OUR ESTEEMED PRESIDENT THAT HE IS WALKING THE SAME PATH IAN DOUGLAS SMITH WALKED WHEN HE VOWED THAT RHODESIA WAS NOT GOING TO BE RULED BY BLACKS EVEN AFTER A THOUSAND YEARS. IT LASTED ONLY 15 YEARS FOR SMITH TO BE DEFEATED.

THOSE WHO WENT TO THE LIBERATION WAR TOGETHER WITH HIM ARE TURNING IN THEIR GRAVES. THIS IS NOT THE DEMOCRACY THEY ENVISAGED.

I PERSONALLY AS A BUSH LAWYER DID NOT EXPECT THIS STATEMENT FROM HIS EXCELLENCY PRESIDENT ED MNANGAGWA. YES IF HAKAINDE HICHILEMA DID IT IN ZAMBIA WHY CAN CHAMISA NOT DO IT IN ZIMBABWE ?

PERHAPS IT WAS MEANT TO BE A POLITICAL GIMMICK MEANT TO DESCOURAGE VOTERS FROM GOING TO VOTE.

THE FACT THAT THE WHOLE PRESIDENT WENT TO CAMPAIGN IN AID OF HIS CANDIDATE MEANS A LOT TO ANALYSTS. IT SIMPLY MEANS THAT HE IS AFRAID OF THIS CCC POLITICAL PARTY. YES, CCC POLITICAL PARTY IS SELLING LIKE HOT CAKES. ZANU PF GOVERNANCE IS AT STAKE COME 2023 HARMONISED ELECTIONS.

WHETHER OUR PRESIDENT LIKE IT OR NOT CITIZENS OF ZIMBABWE WANT CHANGE NOW AND NOT TOMORROW. THEY ARE TIRED OF ZANU PF RULE.P

[ CCC IS FOR PROPOPULO, IS FOR PROPATRIA AND IS FOR PROLEGE ]

YOURS SINCERELY
CDE KUFA KWANGU ZVAROVA
[ THE BUSH LAWYER ]


Pasi newe chinembiri 3 months ago

Liar

Sponono 3 months ago

Zanu pf will rule until ma donkey anera nyanga


Skhumba 3 months ago

😂😂😂 I love Pindula news and I really enjoy all the comments 👏👏👏.

Keep it up guys.
@ BUSH LAWYER I always follow ur comments

Pasi neCorruption 3 months ago

IAN SMITH used to think the same way mnangagwa does. Thinking Zanu will rule forever is like putting money on Dynamos in a match against FC Bayern Munich

Pasi nemhanduuuuuuuuuuwuuu 3 months ago

Pamberi nemsangano

Patriot 3 months ago

Kuvhundutsa vanhu,vavhunduka ,zanu of iyo pfeee,I don't support zanu for food,its my policy to be patriot pasi nemanduuuuuuuuuu


Citizen 3 months ago

You're a bogus patriot. Patriotism is not agreeing with your leader in everything he does whether it is right or wrong for the country. The moment you lose standards is the moment you cease to be a patriot.

Shampoo 3 months ago

I always wonder why the late Mugabe didn't like Mnangagwa to rule the country. There's be a response. Someone tell me why. Tanzwa nekushupika.

Kkkkk ndaseka hangu. Just because yave nguva yema elections. Epworth yava kuudzwa zvema Title Deeds. After Howard years???? Munhu funga mhani.?????


Love♥️ Warrior💘 3 months ago

Hezvooooooo


Patriot 3 months ago

ZANU woye,baba mnangagwa woye


John Chifamba 3 months ago

History often repeats its self


Njanji Chauke ZBC News Harare 3 months ago

ED is a hypocrite anoshandisa vamwe iye nemhuri yake vachiguta; some one who is over 70 years whose not even ashamed to utter those statements in front of younger generations no wonder why achinzi garwe it's only the crocodile which behaves the way he does; type yana ED problem yavo ndeye kuti he things he is above the law or he is the law which not the case. The good part about Zimbabwe is it does not a President like ED purports it does remember when Mugabe was removed the country was on auto pilot ED asipo zvinhu zvichifamba.


Patriot 3 months ago

Pamberi nezanu pf ,KO chamurikumbot ngaapinde hake mukomana chiiko ,muchtnyadzisa imi,tigotongwa nemukomana isu,chamunotsvaka kurohwa next year sezvamakaitwa musi was 1 august 2018,nokuti muchat tabigwa mugotanga kumacha manje vemutemo vanorova baba munangagwa woye


Mnangagwa ain't smith 3 months ago

pamberi nawamnangagwa
pamberi neZANU
pasi nezvimbwasungata zvanero


Jj 3 months ago

Pasi ne zanu pf nevese vanoisapota ndosaka musina ma ndhuwe

Mufudzi 3 months ago

Ian Douglas Smith said not in a thousand years. Watch this space


3 months ago


Pasi nemhanduuuuuuuuuuwuuu 3 months ago

ZANU PF we are action packed
No cross cross


Cadre 3 months ago

Pamberi neZanu PF
Pasi nenharadada dzinorota dzichitonga
Kkkkkk vaudzei mdara KuState house kure


pamberi neZANU PF 3 months ago

zviroto zviroto

tichingoriga


Muchena Washe 3 months ago

Dununu Ediot


Pasi nemhanduuuuuuuuuuwuuu 3 months ago

Chamisa akangofitira kupinda nekurigaraiza mtoriro
Pasi neccc
Pasi nanero


Jj 3 months ago

Duzvi rako iwe mwana wamunangagwa stupid

Pasi nemhanduuuuuuuuuuwuuu 3 months ago

Chamisa wenyu uyu ane GUNNERS here

Daily prophecy 3 months ago

Ndomafungiro akoo

Chibaba 3 months ago

Muromo haurambinzwe kutaura,kana Ian Douglas Smith aimbotaura achidaro ,baba Chatunga vakambodaro saka izvi hazvitishamise Mwari ndiye anogadza vatungamiriri


Pasi nemhanduuuuuuuuuuwuuu 3 months ago

Shelem fada shelem
Pasi neccc
Pasi nechamisa
Pasi nezvimbwasungata zvanero
Pasi nemhanduuuuuuuuuuwuuu


Daily prophecy 3 months ago

Uyu anorwara uyu



Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback