Pindula
Register Login

Nigerian Musician Burna Boy Speaks On Rejecting A ZANU PF Scarf

Nigerian Musician Burna Boy Speaks On Rejecting A ZANU PF Scarf

Share Article

Sponsored

21 Comments

WILLIAM SONBOY CHINEMBIRI 4 weeks ago

He is a true artist. He is not a fake artist like others.

ZANU PF YOPURA NYEMBA NOMUSANA.

[VHOTERAI CHAMISA IMI. SIYANAI NAVANA NGANA AVA]

[VOTE CCC FOR REAL CHANGE]

Yours faithfully
William Sonboy CHINEMBIRI
[THE ORIGINAL BUSH LAWYER]


Akatogona 4 weeks ago

Haapfeke zvekupenga izvo...zvine munyama


c 4 weeks ago

real artist


Joe Brownn 4 weeks ago

well done Burna boy u slapped them in the face.


abc 4 weeks ago

Dayi akapihwa ye CCC na Fadzayi Mahere ayipfeka hake akasununguka


Auto 4 weeks ago

Kkk


mwari 4 weeks ago

kkkkkk


Sponsored

mwari 4 weeks ago

kkkkkk


Boss Zonke 4 weeks ago

Uno biwa iwe😅😅😅😅


NDUNGE COUSIN 4 weeks ago

Only 1scarf is for rituals munomuziva anoipfeka all the tym.dzimwe makungo sonawo mega.. MUSANDIPIKISE.


Chipinge resident 4 weeks ago

Kkkk Zvinoda bribery here kuti visitor ipfeke scarf.vanhu ve Zanupf kudzungaira kwacho .


Zulu 4 weeks ago

Kkkkk hanzi he offered money to Burna Boy to wear scarf .


rambo 4 weeks ago

he was given ma bond zvikanzi wozowona yekutamba mberiv

NHUBU 4 weeks ago

hesi ndunge cousin


VYBZ KARTEL 4 weeks ago

Waramba kuita Skafmore wedu


MuPfungwe Chaiye 4 weeks ago

Dai akabvuma kupfeka dzaitova top story paZBC naiye wenyu uyu anotaura sekadzipwa nej**dekufa uyu wamuti Rue uyu


sekuru zvaita 4 weeks ago

kkkkkkk mazuvano, kkk zvese zvaZee

Ummm 4 weeks ago

Pakaipa zvapoo akpihwai ice cream anoita mushe sis Judith


i 3 weeks ago

usauye kuno futi kana usingade zvishongo zvenyika


Hitler 2 weeks ago

kkk thumbs up Bboy'


Axees 2 weeks ago

kkkkkkk



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback