Pindula
Register Login

Mutilated Body Of A Baby Found In A Maize Field

Mutilated Body Of A Baby Found In A Maize Field

A mutilated body of a child estimated to be around three years old was discovered in a maize field in Chinhoyi this Tuesday.

ZBC News reports that the baby girl’s legs were cut off from knee level, while her right hand was chopped from the elbow.

The body, which was discovered in a decomposing state, appeared to have been burnt.

The body was found between Mpata and Katanda areas in Chinhoyi.

Mashonaland West police spokesperson, Inspector Margaret Chitove confirmed the incident and appealed to the public to assist with information that might lead to the arrest of suspects involved in the gruesome murder of the infant. 

Reports of child murder have been on the rise in recent years with some arguing that their body parts were being used for ritual purposes.

The national is still searching for answers as to what really transpired to Tapiwa Makore, a seven-year-old Murehwa boy who was also murdered for suspected ritual purposes.

Pindula News

Share Article

Sponsored

23 Comments

dhikitivha 2 months ago

vanhu vanoroya..shame


youth 2 months ago

sekuru vako vachiri kusveta dhiziri nemuromo here😅😅

MuPfungwe Chaiye 2 months ago

Being a murderer in this country you can escape jail easily than being a CCC supporter. Ngaatonge hake Chamisa. Maybe mhondi idzi dzingapiwa mutongo wadzo wakakwana


pk 2 months ago

asi Chamisa ari kuda kuita mutongi wemhosva kumatare kani


pc 2 months ago

haiwawo tibvire apo

Mr Politician 2 months ago

plz vakadzi if don't want unwanted pregnant jadel,loop,pills etc is for free not kushungurudza vana movazvarireiko muchirikuda kuita zvemafaro nechipfambi


youth 2 months ago

yaaa dzasanganisa nyaya...hanzi mapills,jadel what what..ko zvikupinda papi ..munhu aurawa nematsotsi

007 2 months ago

@Mr hamusi masanganisa nyaya here apa

Jah🇿🇼Tsvarie-07 2 months ago

Isn't Tapiwa was murdered by his uncle for rituals 🤔


napiri 2 months ago

Politician hauna kunzwisisa ...kkk chirungu chanzvenga


Iwewe ka!! 2 months ago

😂😂😂Anonzi Politician uyo hapana chinozivikanwa kufanana namkoma vake Chinotimba...maybe ndiye who knows🤷‍♂‍️🤷‍♂‍️

Sponsored

Chinese zodiac 2 months ago

Ummm thus cruel killing a juvinile in such a cold blood manje ngosi yemwana mudiki haasi kuiziva iyoyo haitsipikike


Mwana waMambo 2 months ago

Tangai mawerenga monzwisisa kuti zvambonzwi kudini. Ana jadel neloop ari kukwana pai hai? Mai vari kutochema kuti mwana akapondwa then wava kutaura something negative. Musoro bhemba


👨‍👩‍👦 2 months ago

Politician haasi wrong pamafungiro ake .hamuna kumubata chete point yake


Swiss 2 months ago

Chitiudzawozve point yake imi manzwisisa. Vana varikupondwa iye akutaura zvema jadel. Apo hapana kutaurwa zvemwana mucheche watingati iabortion zvanzi ane 3 years.

Auxillia Mpofu 2 months ago

Politician why kuchinja nyaya. Asii pane zvauri kuvharidzira?. Mwana was murdered nejadelle here


mama Bee 2 months ago

saka nhaiwe poritizheni ukuti mai ndivo vakaponda mwana ane 3 years hre vaidii kumuuraya pese apa kwana


np 2 months ago

I'm not supporting politician, but kuti vaidii kumuuraya pese apa is a poor argument. vamwe vanouraya even at 20years chaidzo

@ Politician 2 months ago

Next time do not just read for the sake of finishing
Read to understand.


@ Mr Politician 2 months ago

Hazvimanikidzwi kucommenter pese pese vakuru tangai mazeya nyaya.Most likely kut the child was abducted n murdered for ritual purposes


Handizi John Chibadura 2 months ago

If the parents/guardians had not yet reported a missing child then they're the first to be questioned.

Burning the body probably meant someone was either trying to get rid of the body completely or hiding the identity of the child.

If somehow the police end up finding the identity of the child , those close to her should answer first before anyone else


i 2 months ago

ndapindawo ini munhu mukuru.Poritizheni arikuti mapurisa awona mwana akapondwa ane naKire matatu zvichitaridza kuti pane mazuva akati kuti pasina kwaka mhan'arwa kuti kune mwana ashayika.VaPoritizheni ndopavabata nyaya iyi sekuru vanhu vanowanzoshaya hanya nevana kudaro ko vanodirei zvavo kuzvara kana kuchengeta kuchizovanetsa dai vachishandisa zvidziviriso vorega kuzvara hatizosangani nenyaya dzakadai.vazhinji vana vanobiwa zvitarisisei vane mubereki mumwe chete asina hanya futi.chinditukai henyu NDATENDA


Sekuru Nehanda 2 months ago

Pakaipa , pasichigare taisaona zvakadai ...



Leave a comment


Recent News


News Categories



Feedback