Pindula
Register Login

MDC-T Suspends First Vice President Thokozani Khupe

MDC-T Suspends First Vice President Thokozani Khupe

The Douglas Mwonzora-led MDC-T has suspended its first vice president Thokozani Khupe with immediate effect.

In a statement this Thursday, MDC-T Secretary For Information and Publicity Witness Dube said the party is investigating several allegations made against Khupe.

He however did not specify the allegations. Below is the full statement by Dube:

The MDC T wishes to advise that First Vice President Dr Thokozani Khupe has been suspended.

A letter dated 12 January 2022 was personally delivered to Dr Khupe and her legal team.

The suspension was with immediate effect, pending investigations into the various allegations levelled against her.

Investigations are being conducted by a team led by the party’s Arbiter General.

The suspension is in line with the party constitution and is a result of certain issues that arose.

Once the said issues are investigated and fully resolved, the party will communicate such.

Khupe had earlier on Thursday announced that she would address a press conference on Friday.

More: Pindula News


Share Article

Sponsored

More

28 Comments

KONGORA 4 months ago

Nzondora arikutevera vana Gutu vaye kana muchavaziva very soon.


Simba 4 months ago

#MDC Trash.
#Dzondora dzezizi.
#Thokoloshi Khupenga.
#Musatisemesa nema sewage enyu.
#Pay back time.
#Vanhu vakakumirirai kuBallot.

#Chamisa Isimbi Yenjanji Kurema.
#ChamisaChiHeavyMachina.
#NeroUngamudii.
#NeroFambaFambaFambaFamba.


Simba 4 months ago

Aah ko Head girl ve MDC Trash vadzingwa na Head boy Nzondora dzezizi??Pliz tambai mushe ikoko munozadzana ma sewage amakapiwa ne zanu ikoko.Inonzi zanu kkkkkkllkkkkkkkkkklkkklkkkkkkkkkiiiiiiiiiikeeeeeeeest!

Bt isu zvedu tiri Wero na our Nelly.
#NHM.


Gibson Sala 4 months ago

Great


Vybz Kartel 4 months ago

Thoko khupe I love you very many if you have issues with me come let's meat we are human beans after oil😍😍😍😍😍


Sponsored

More
mufakosi 4 months ago

Tangai manyora mazita enyu sezvaari moti vvanyarikani uchishandisa mazita ayo


Chamatams 4 months ago

Problem ya Khupe ndeyekuda kutonga. Now she has become a political bitch. She doesn't know what she wants. Now she has been used by Nzondora/Mwonzora. ZANU can use you if she wants to be used. Ifeel pity for you Khupe.


Moses Marukutira Muvungani 4 months ago

Hero drama ra Mukadota, Kapfupi, Mutirowafanza , Vharazipi , Sekuru Zvambu na Paraffin !!
Kikkkkk


Vybz Kartel 4 months ago

Mai Sorobhi

Thando 4 months ago

Tribalist Doug plus you fear to be defeated by Khuphe,then how can you beat Chamisa?


Thando 4 months ago

Doug is fearing to lose against Khuphe,tribalist ,how can such beat Chamisa.


Elder chimut 4 months ago

This platform we are given by pindula for free to express our views and to read news . so zvakakosha kt tiishandise zvine ungwaru not to take advantage kt ndeyenahara saka toposter zvinyadzi kwete bodo hatidi .its a privilege kune vasina mari so ngaticomentei zvine mwero ndafunga uyo anonzi mboko wazvihwa respect respect


Wezhira 4 months ago

Akashandiswa naDougie uyu,zvatopera so politics dzinoda kuonera ukasaonera sure unoitwa Tissue,dai akagara awirirana naChamisa kudhara pane kutamba neimbwa yakapfeka makushe ehwai,zvavaiti ndozvatatizira Chamisa ndizvo zvavava kuitana wotoona kuti iri team rekungoda zvigaro chete chete chido nevanhu hapana ,2023 kure uko tinenge tadzidza zvakawanda,kana kungoenda kuZanu pf futi ko zvakaipei nhai Madam Khupe.


Mr Male 4 months ago

Makhupe ndiye Queen B aitaurwa na Madam stop it anongoti pese pese sembwa chirikumutadzisa Kuti agare panzvimbo imwe chii, aitevera mwonzora aiti chii ichoo


Masose Muga. 4 months ago

Please editor,could you kindly have some assessment on the comments that are being sent some of your readers. Zvimwe zvacho zvinonyadzisa.


Gindagoria 4 months ago

Just flip the news channel buddy. No one is forcing your eyes to read

Vax 4 months ago

Tinotenda ELDR.MBOKO ngaanyarare kana ashaya zvekutaura.Tine vana,vanhu vakuru nevanyarikani paPindula respect, respect, respect please.Tinotenda Pindula nevanoitevera asi ngatisaite kut isemese nema languages atinozoshandisa thank you.VAX


Drax 4 months ago

Endai munoverenga news ku ZBC online kana masvotwa tsano

Ellie 4 months ago

I was following the Bush lawyer comments ne vamwe vakazvitaura kuti khupe acha asvetwa


Elder chimut 4 months ago

Uyo munhu anonzi mboko chii chaanotiitira fokofu madam khupe munhu mukuru chero vari hure re mapati lets try to respect others ndozvakanaka I dont want to hear you uchirara zvinyadzi on this platform but zvauri wenharo enderera mberi but you will suffer a consequence ndapedza ndanyara nekuona ma comments ako anosemesa


Adv slamey 4 months ago

Zvipikovo haiwawo munho mungori me 2 ma party chete twumwe twose twuma yellow dog partyz utwo hatwuna kana kwatunoenda kungotsvagawo husavi


Vax 4 months ago

Ngatishandisei language yakanaka time vana vanobata nokushandisa ma4n zvimwe zvacho hazvizoita Kani MBOKO zvautori MBOKO chaiyozve nyarawo


Gushungo 4 months ago

Madam Khupe, Zimbabwe politics are for those who have balls, like Nero. Endayi munorera vazukuru.


Mr Mugurameno 4 months ago

MDC Tsvangirai.irikuparara zvinyoro nyoro makambozvi bvunza kuti T akauyasei here zvinhu zvevashakabvu izvi kana mufi akatsamwa hazvifambe


Chikandamina 4 months ago

Zvagwauri tanga yako mdc,tione ndonzora.kanakuuya kunevamwe dzoka kumusha.


Ma1 4 months ago

D.M and compny you are going to loose votes heavily due to this big error of eliminating this wman

Ma1 4 months ago

Mai Khupe munhu aive akashinga zvikuru kudarika varume vese kushandira musangano we Mdc.Ndinorangarira kumakore a2008 kumaruzevha kusingasvikiki ne opposition ivo ndivo munhu aishinga kuenda kunoviga ma Mdc cadres ainge afa Tonderai Ndira ndiye mumwe weavo vaakashingirira kuenda kunomuviga apo Zanu ichipisa.She doesnt deserve to be in the political wilderness like this.I am so sorry for her kungoti chete vakazofamba nana Jusas Iscariot kusvika pakkuraswa mu bin.Ndinoiti kwavari stand up be brave and join the right people who stand for the people

Mr Male 4 months ago

Mwonzora anoda kurohwa mbama chaiyo ibenzi remunhu


Leave a comment


Recent News


News Categories



Give us a Feedback