Pindula
Register Login
Prostate disorders

US$0.00

Prostate disorders

Condition: New Home Appliances
Sold By: Tafadzwa Gundani

Full Description

KNOW MORE ABOUT PROSTATE* (disorder)>(Cancer) +263719315964 *Kuzoti zvisvike kuprostate Cancer zvinenge zvatanga iri Prostate Inflamation* Maprostate glands anenge azvimba zvakonzereswa ne infection uye kushaikwa kwe ma nutrients akakwana.. Pastage iyi unonzwa kakutsva paunenge uchirasa mvura uye kungoenda enda kuchimbuzi kasingapere uchibva kurasa mvura ,unongoramba uchinzwa kuda kuenda kunorasa mvura asi wasvikako ku toilet inenge ichikutambudza kubuda kwacho wee yacho. Stage 2 inova prostate Enlargement apa prostate glands inenge yazvimba yavhara Urethra ,unenge usingachagone kubudisa wee or zvinenge zvakukutorera nguva yakakura kuti ibude uye unenge usingachakwanise kucontroller wee yacho zvekuti pamwe unotongoona yabuda yega.Then ku hospital wakutonoiswa Curtheta. https://wa.me/+263719315964

Payment Methods: Cash on Delivery

Share Product

Related

More

Feedback